2023 anga asina kumira mushe,Holy Ten chakambo pisa 🔥achibva atonhodzwa ne Gwere but nherera yenyika Peter Moyo Dewa ne new Album rake Mwana waMambo rabva ravharisa magetsi ne lnternet zvegore rino rese... Peter Moyo Dewa ndiwe urikupisa Pamberi nebassa dehwa maratidza hukuru hwenyu pavana vadikiConsidering kwaakabva aewa Peter deserves his flowers 🌹 chero akaita 2 mupei
Oros yapera vanangu itai mukonde mukonde pa comment section apo mama vawane chekumwa kukupisa ndoda nemabhisvo 😂😂 Sviden mushonga wakunexpire vanhu vakuramba kuitiswa mbinga muripiko mwana ofe nezhara Tengerwa nababa vawaive navo dai une bby takutengera hedu aah tingatengere mikono muviri kut tinopenga Svinoti vanangu kuvanhu vane zera nababa vake, vanhu siyanai nekupa zvingochani izvi mari nema stars vatsvage mabasa sevamwe varume
Chamisa AVE nemazuva matatu ari mugomo akatsanya kuti Mwari weva Isrāel auye aite minana abvise ZANU PF panyanga, now vakumbo nhonga nhonga hacha vachigeza mashizha emuhacha kuti machinda ehasha aburuke zvine masimba! Chamisa Said LIFE IN THE COUNTRYSIDE …In rural Zimbabwe, like in most African countries, locals collect edible wild fruits like hacha (Parinari curatellifolia) for direct consumption or processing into food products esp during periods of food shortage..This makes Africa special! #HappyPeople
Africans who visited Zimbabwe in the 1980s and early 1990s would not recognise today’s Harare. The level of failure is just to painful and tragic for anyone to ignore, all caused by a collapsed economy due to massive corruption. we have useless leaders who don't care for us. they are always about winning elections so that they remain in power. they need the right tool for the right job
Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here , now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya zvakadaro,chikonzero ndivo vanoziva,ndakatombovabvunza panhamo ndikanzi tiri kuziva zvatiri kuita iwewe Ndiwe ani unotibvunza zveku mhuri kwedu ,tokuramwira mufi uyu usare woviga iwewe uda kuzviita unoziva,though ndakataura nema emotions because ndaifunga Sauro haana Hama ,ivo hasha dzavakaita pakundidavira zvakandiratidzaa zvakawanda and everthing is making sense now ,kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese,kuimba mese kana kunwa doro nek
Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here , now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya zvakadaro,chikonzero ndivo vanoziva,ndakatombovabvunza panhamo ndikanzi tiri kuziva zvatiri kuita iwewe Ndiwe ani unotibvunza zveku mhuri kwedu ,tokuramwira mufi uyu usare woviga iwewe uda kuzviita unoziva,though ndakataura nema emotions because ndaifunga Sauro haana Hama ,ivo hasha dzavakaita pakundidavira zvakandiratidzaa zvakawanda and everthing is making sense now ,kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese,kuimba mese kana kunwa doro nek
Vakamboita celebrity zve 1day😂😂😂anoiwanep mari yekudya zvese zvozvo nekuoma kwezim apa hashande anosweea achidhonza matrain mahara Patakaona vodikitira pa live vapihwa ma 2kg acho vakatadza kusvika kana pa half ma sports akabva apera😂🤣
This is disturbing.Saka matoshinga kuti vanhurume ava 2 vauye kumafunctions evana venyu dressed like this honestly what message are you sending kuvana nhai kuti it's ok kuswera vachipfeka hembe dzechikadzi why cant they just act sevarume as they were born Mukutokurudzira hungochani i wonder munonzwa sei kamwana kako kamukomana kakufamba kakapfeka madress. Mama Vee kuita sei unonzi Admire iwe pasi newe stop spreading hungochani muvana medu its better to go kuma Adult function nezvimadress zvenyu izvozvo
Happy birthday In advance KING #TOCKY_VIBES ❤️❤️❤️ Ndaimbonyara hangu kutaura zviri mumoyo but ndati gore risati rapera regai ndidure zviri pamoyo . Sometimes I imagine uchindirova dhogi staira ndakafuramira ndakatarisa ku Hopely😂😂😂 Wakafita kugona kukwira tooooo bad ,especially makomba edu mahure ashama kunge mbira dzinoridzwa kumabira , I really feeeel like chombo chako chakafita kuzadza beche rangu ❤️❤️❤️🔥🔥🔥 Ndati ndidure musi we birthday rako kudai kuti ,ndine ZIKU KIRASHI❤️❤️❤️❤️ Enjoy your special day #TOKKY_MANYAMA🔥🔥🔥 &nbs
Mubvunzo uyo pindurai Mbinga dze ma stars pindurai Atadza here mwana kubvunza Kunotaurwa zvinyadzi munomwaya ma stars meaning ndo language yenyuwo futi iyoyo Why is he so entitled?? Saka arikusvora vakamutengera zvinhu zvemumba, kumutangira business nekumutengera grocery?? Imari ngani dzaanotumirwa nemafanz ake? Ngasviende kubasa uko!!!!