Thursday, November 21

News News

November 20, 2024

Vana Havanzwe Vana 4 Vanyura

Zvaitika nhasi kunonzi kumaCabs kuJorodhani. Pane vana 4 vanga vachiSwimmer muchiDam icho, two of them vanyura vakashaika asi vamwe two vakwanisa kubuda.  

November 20, 2024

Kuchachemwa Vaya Vaibhadharwa Na Zuckerbergi

Vanhu vanga vakusaenda kubasa Mumwe muzimba azonaiwa nehome affairs achida kuita content manheru ano avakutondishedzera hanzi mwanawamai handeyi Kumba Ini eeeh😱🙌😱You can only be this good if you       are not working, having a wife and no children. That's the only way you'll have ample time to concentrate n practice until you perfect this piece of skill. 🤞Six gun handichaioni ,hupenyu hwagumaKana zviri zvechokwadi kuchachemwa kuchachemwa singing ini baba Charamba's voiceKuchachemwa 😂

November 20, 2024

Machiona Here Ku UK Uko Sis Avo Na Baba Avo

Sis vanga vachidya mbolis iri pachirongwa imi sis imi siyanai nemurume vemunhu kana makanditarisa⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️nyaya yacho mu comment sectionI have lost all sympathy, ane musoro wakadhonyoka, using her child like that.why traumatise your child 🤷Mmmmm ndatya         nazvo.mai Nicole please my sister buditsai Nicole munyaya idzi please. Mwana ato confused uyo ahafe aka kanganwa.Vanhu varikuti mwana mamupinzirei.there is a time yekut mwana wako unomuudxa everything nekuda kwe stress. Unotadxa kana kuzvi controller cz unenge uri in pain.

November 19, 2024

Mukomana Atisiya Azvipfuudza Pachikwanha

RIP Chipangura zvirikunzi akazvikanda musprinter akafira pa spot nezuro paChikwanhaRest in peace brother

November 19, 2024

Joni Ine Mhepo Chokwadi Kuuraira Mumwe 100rands

Ndokumbirawo utiposterewo musikana uyu akasiya abaya munhu nebanga musikana waakabaya akashaya nezuro iye akatiza musikana ane blonde akaisa ma headphones ndiye akabata munhu. Akauraiwa anonzi Molista.Vairwira 100 randR100 wotopara ngozi tikasanamata tirikupera, nekuti mhepo yekumadokero yasimuka zvine simba chaikoGrowing up Molister was one quite girl sure kufira 100 rand??         Fight your battle homegirl 💔💔South Africa ine mweya umwe I think unotoda Jesu wacho kuti adzoke chaiko because hey ummm mafundisi ega hangambonamate akazvikundaI don't think kuti she really wanted to kill her but mhepo dzakatosimuka apa cause it's not normal kuti munhu angauraye mumwe nekuda kwe 100rad isingakwane kutenga hupfu

November 19, 2024

Musikana Uyu Ashaya Zvinorwadza

Hesi Ndokumbirawo utiposterewo musikana uyu akasiya abaya munhu nebanga musikana waakabaya akashaya nezuro iye akatiza musikana ane blonde akaisa ma headphones ndiye akabata munhu. Akauraiwa anonzi Molista.Vairwira 100 rand

November 19, 2024

Breaking News Murume Owanikwa Harare CBD

Sad News Murume Owanikwa Akafa Harare CBD       

November 16, 2024

Mukomana Auraiwa Ku SouthAfrica

Really Sad💔 | Mukomana uyu ainzi Israel Mutandi, 23 years old, Aibva kwaGota, kuGuruve. Akatsikwa nemota kuCosmo city, Gauteng akafira on the spot. Luckily hama dzawanikwa. Tinongoti Zorora murugare Israel.         MHSRIP🙏   Please like and follow Zim famous 

November 16, 2024

Njodzi Ye Zi Gonyeti Zihombe

We need to stop racing 🐎 with trucks , they're not toys ! When it's raining,guys exercise caution.       Tipper drivers in South Africa are always late 😭. Here are the results of cruising always ! RIP.

November 16, 2024

Vaimbi Vakuru Vemu Zimbabwe Varikushandisa Vasikana

Big artist wemuzimbabwe ndi Gaffa and Jah Praizer zvimwe ma2 cents artist haulumeNyemba dzandakaona dzakadhura isamanyemba dzaDhewa         cheteVele ukada kufunga ne magaro nguva dzese unoifoira life wakatemba iyi. 😂

1 2 3 4 5