? HELP US IDENTIFY THESE TWO LADIES ? These two ladies visited our shop and stole wigs. A US$5,000 reward is being offered for credible information that leads to their identification or location. If you recognize them or have any information, please contact us immediately. All information will be treated confidentially. Please share this post to help us find them. Call / whatsapp 0773979484 or 0774140318 Nxt time consider imba ya boss Ginimbi kut vahostire havo brother in the house yachochingohodha imwe stock ne mari iyoyo$5 000 reward ma wig acho ambori emariko akabiwaGuys haasi maWig ema 2cents akabiwa That 5000 is nothing compared to maWig avo
PLEASE HELP? | Ndine muzukuru wangu, Robert Maregere (18 years old), anova nherera yataigara nayo akapomerwa mhosva yekubata mwanasikana wangu ane 5 years chibharo. Nyaya iyi ndeyekunyepa nekuti ndakaenda nemwana kuHarare hospital zvikaonekwa kuti mwana haana kubatwa chibharo. Apa muzukuru wangu Robert akatongerwa kugara mujeri 15 years kuChiredzi. Now avekuKhami prison. Nyaya yakatangira pakuti tine mwana wedu akashaya munaDecember achiita kunge arohwa nezvisingaonekwi (ghosts) tikamuradzika musi wa10 Dec 2025 kuZaka. After burial, mukadzi wangu akatanga kuita kunge akurasika njere zvekusvika pakunochera paGuva remwana. This happened only 4 days after burial. Pavaichera guva vaiti varikuisa dzavaiti mhiko dzekumutsa mwana kuti atevere vanhu vakamuura
Ndauyawo nenyaya yemukomana anonzi Givemore Mangisi. Mukomana uyu akapisa musha kuGokwe kudunhu rekwaCharibhamba, under Chief Nemangwe. Hapana chakasara pamusha wakapiswa. After zvaitika akabatwa akaendeswa kuPolice paGawa asi akabva anzi atiza while he was in police custody. At the moment, haaaziikanwi kwaari help kutsvaka mhondi iyi. Nyaya ndeyekuti uyu muzukuru akakurira kumusha kwaMangisi. Akanga atovawo nemusha wake. Saka pazuva iri, akabva kubhawa akadhakwa ndokusvika pamba pake paaigara naamai vake, avo vanobva kuna tete vangu, hanzvadzi yababa vangu. Akavamhanyisa nebheura achiti Imi munorangana nehama dzenyu, ndoda kukuurayai. Saka tete vakatiza. Ipapo akabva pamba pake achienda kumba kwababa vangu ndokungosvika atema ma solar aiva panze. Haana waakataura
Pakarohwa munhu apa Mutoriro ngaubude. #NoToDrugsYesToLife #GhettoStoriesRight now this is a movement vanhuu ngava bhurwwe Hyaaaa ibvai maenda kwavatora kwacho mukuita zvakanaka chaizvo musamirira ipapoI like this mkoma, but I hate the shortness of the video ?, that lady was about to confessThat's the weak point of the gangs ??????, she will give out all the information needed
Zimbabwe kuno hazvinawo kundimirira mushe vakoma ndakasanganawo nedambudziko madeko ndogara kuno kumamelodi kunonzi kurivha side madeko takapindirwawo mumukuku kuno husiku kuma 2 dzeusiku nevanhu vachiti tibude saka ini ndogara nemwana wangu ndakavhunduka ndikatora tame ndisina kuvhura door ndichibereka mwana saka pandakanonoka ndakanzwa pfuti dzave kungorira panze saka pandakati ndichivhura ndakangonzwa kutipo pagumbo rangu ndine mwana wangu kumusana ndokutodonha vanhu ndokupinda mumba hapan a chakasara kubva kufiriji magumbezi zvese saka ndakakonewa kumhanya gumbo richirwadza kuramba kutsika nekuda kwechiveve ndakamboshinga kufamba richitsika zvishoma saka pane karwizi katinodarika tichienda kumahube ku24 ndobva ndangojambira mumvura nemwana kumusana hapa
#MCMnews : Sad - Woman found dead near Sakubva Stadium A WOMAN, believed to have been homeless and living with a mental health condition, was found dead early this morning outside Sakubva Stadium in Mutare. When the scene was visited the woman’s lifeless body was lying a few metres from her personal belongings. Police attended the scene and appealed to members of the public who had gathered to assist with identifying the deceased. The ManicapostShame hachizi chando here nekurwara vasina vavanoudza pamwe.
Haisi nyaya yekuti ndanga ndiine heartbreak kana kuti ndandakadhakwa but chillmaster ndotomufarira, Ashywin also known as Junita explains why she cried on stage Mutare's 21 year old tiktoker was trending on social media earlier this week for disturbing Chillmaster's show in Mutare by crying, crawling and hugging chillmaster unwelcomingly. Ashwin said she did all those wild actions because she loves Chillmaster and there are no other reason because she wasn't drunk . Haa sis manga makabatwaChihure chazara mumusoroHaiwa tibvirepo wanga wakadhakwa hako ende its so embarrassing
Witnessed a shocking incident on the road. Kombi iyi yaive nevana vanogona kusvika 32. The front seat alone looked like it had four passengers. Handizivi ava were being transported from which school but it was travelling from Harare CBD ichienda kuRuwa. The kombi had a yellow number plate (Reg number: AGN8817). It was not even branded as a scholar transport vehicle yet it was overloaded. Apa tichiri kuchema vana vakatsva Gweru. Please post it so that proper action might be taken either nevabereki vevan or police. Seems like this kombi driver anotaimira kuseni seni nemanheru police yaenda. Also maTyres ake anoita like akuda kuBurster. I am heartbroken.Our government needs to focus on implementing and enforcing transport regulations, especially for
Hey mwana awanikwa akafa mumugodhi ????????Nhai Mwari,amana apa musi iwowo kunenge kwaswera kuchibuda mvura patap zvakaoma hazvo ndarwadziwa Ummm veduwe aaaa mugondi pamba pane vana kungocherawo zvako but ummm irisk chaiyo izvi zvinorwadza veduwe ???
Big brother zimbabwe haya???? zvatiri kuitwa kuma group eku Naija mmmm unonzwa kunyaraBigbrother haana basa nemoyo yedu uyu anotsvinya chii ichochi asi kunge vanhu varipakomboni. Ngavatore manotes kunebig brother Nija ini chero yemujoni ndakakundikana kuionaTirikunyara baba ?I thought Nigeria ?? was worse interms of everything but hai Zimbabwe ?? is worse OMG. This should be banned ASAP we are laughing stalks. Why anambwa ava vachida kungotisvoresa nhai everytime.I’m waiting to hear someone say it was a joke just to get a reaction.