Saturday, April 26

Mhomdi Ye Zanupf Yashata Shiri Inozongofa

Tongoti Afa anaka,

Mface uyu akauraya vanhu 2008 payipisa zanu PF paye,

 

 

 

 

Anyway may his soul rest in peaceGuhwa ririkuti Mukoma Newtown aka Nyuteni vatisiya nhasi zvekumazuva ovira ano. Guhwa ririkuti vangouya vakadonha mumba mavo, vakazomhanyiswa kuchipatara asi yanga yatova delayed match.

 

 

 

 

 

MHSRIP 😭Shame nezuro ndakatomuona pabasa panku rest easy Cde a true cder 😭😭💔

  • Share: