Monday, January 20

News News

November 22, 2023

Vanhu Vovhunduka Kuina Zodwa Ginimbi widow Asina Filter Dai Akagadzirwa Face Pane Magaro Chokwadi

Duh!!🙄The woman is 50. Rest. Washaya. Ndimi Ma frenemies imi, apa ku Insta kwacho wasiya wakanda ❤️ asi wouya pano kuzotaura zvakaipa. Zimuroyi 🧙‍♀️🧹 rine bhitanesi.           Haa ndikasve zvangu ndanodhonzwa mazi wrinkles ayo than kunoitwa BBL isingaenderane ne Face rich auntie itai           plan zigaro renyu riya rakaoma kuti ngii harienderane ne face yenyu pasina firita shuuu 😭😭….Tongoti makanaka hant munhu akanaka muhomwe here?..    

November 22, 2023

Maitt Pasina Drama Or Kuchinja Varume Facebook Inovaremera Ketina Aenda Nechimuti Pazvese Fans Otaura

Mai tt mukasatanga ma live ema matching outfits ne varume or kutsvaga 1 or 2 vekushaudha ndaona mapera ,         ndozvakakudza brand renyu dzokerai ipapoHaa pasina madrama njunga dzinotorema zvakunyatsooneka izvezvi asi i think zvitori better for the sake of her mental health and peace.Makore             mangani achingorwa nevanhu nekuchinjanisa varume.Regai achimboraramawo pisiful life for a change

November 22, 2023

Ma Galis Odya Nduru Siyanai Nekuti Mukadzi Wa Freeman Akashata Kubleacher Hakuzi Kunaka She Is Naturally Beautiful Ndovakadzi

Well come to Zimbabwe. Ukasa bleacher wakashata chaii ..vakashata ivava varimudzimba nevarume vakanaka vakushaya kana anoti huya ubike mapoto.           kungorohwa ma hit and runHaaa kushaya choice totokunzwa nemi isu tinotoona a dignified woman ipapa ende chaakanakira chero makatiii HKD uyo mukadzi wavo kusvika muguva haana             kwaachaenda uyoo,plus kwamunoti kunaka kutsvuka nekuzora mafuta ekutsvukisa here,mati madiiko chero makamunzwira godo mukadzi uyu mumba make ndomaari zvake,ende chero iye freeman wacho futi anotifarisa achiziva kumba kuna madam kobvigwe ivava Mai Mhofu ,up up

November 22, 2023

Tete Va Mama Vee Mhosva Havaxi Kufara Dai Asingatambe Na Madamboss Achifurirwa Avekure Nehupenyu Mukomana Vopembera 1 Million Followers Dzake

Dai usingatambise mari uchifurirwa naDudzai kuenda kumizeerere nekundinya maicecream dai           wakatopedza kuvaka izvezvi tirikutopembera 1million followers uriwo pako panonzi pako..Kana party yacho tinoitira pai kutomanikidzana mukaone             room ikako Landlord achivava kuti volume yanyanya.Unogopembera sei 1 million followers iwe uri roja.Sorry katatu.

November 22, 2023

Mashura Lisa Tytan Girlfriend Otuka Olinda Sei Mbuya Iyi Ichifumura Murume Haina Privacy Munonyadzisa Taneta Newe Nekuda Clout

Girlfriend Ya Tytan Lisa Otuka Olinda Ku Instagram Mbuya Iyi Inotaurisa Haigone Kunyarara Kuda Kungonyadzisa Murume              Nyaya dzema COS dzanetaa. Company ya Rich aunt is being sued for sexual harrasment yakaitwa ba nandi kumushandi. Hanzi vairova mushandi beans rich aunt vabva bata ndokudzinga munhu basa.                Mushandi akusungisa mai nandi ne company yavo kuti hamungandidIngere basa chihure chemurume wenyu.

November 22, 2023

Bonet Family MazepecAnd Ketina Va Breaker Internet Yese Izvi Zvaita Kurwadza Vakawanda Even Mai Bvukururu Vakutyira Murume wavo

Our kids are very happy to meet their new baba ndati ndiise mushona ndingadzipwe na kuruvha mashi           Kylie akatumirwa bonet naamaiguru mai bvukururu MR Mazepe Chishambwe           Aikazve yatove family ka iyi😂😂😂Zvituko family haa vanhu vanotuka ava kwai Matigimu mhino inopinda datya nemvana yaro😂😂😂🙌🥴           Mai Bvukururu Huyai muone zepnex atokukanganwai

November 21, 2023

Chipo Muchengwa Orwadza Vakadzi Vakawanda Nekuda Kwehip Rake Negaro Uye Runako Izvi Zvanzi Ane Zemo Anongozendamira Vanhu Rune Thomas's Chizhanje Baba Harare Nevanwe

This incredibly talented woman is truly a national treasure, as her exceptional vocals and songwriting abilities have captivated audiences. From her hit           songs "Ndezvemoyo," "Makafana," and "Zimusoro" to her recently released single titled "Chisiyana neni," which she beautifully collaborated on with Learnmore Foya aka Ras Knox, she has           undeniably dominated the music scene this year. -

November 21, 2023

Zvakaoma Izvi slay Queens Mary Chiwenga Crying Pa Court Oti Vakadzi Nhamo Haiuraye Dai Ndakaramba Ndina Shingi Ndisiri Mu Wheelchair Ndiine Maoko Angu Ese Uye Ndiine Mufaro Madhara Ezanupf Anokuonesa Moto

Nhamo hairaye woti urwere woti kucourt atoremara uyuVakadzi this is a lesson to learn day Mary akaramba aina Shingi wake dayi zvakamunakira asi nenhau           yekusagudzikana ndoinoita tipinde or tipinzwe munataisireva honai manje Chiwenga uya paasvitsa Sisi vedu😭           shuwa kusvka riin icha withdrawewa zvariin nyaya iyi....shingai nezvamuinazvo mwari vanokomborera zvishoma zvamuinazvo izvozvo😥

November 21, 2023

Mary Chiwenga In Court Vp Chiwenga Oti Mary Handisikuzomurega Anoona Gehena Rake Pano Pasi Aida Kundiuraya Ini Ndaimuda Ndichiti Ndimai Vevana Vangu So Nyaya Iyi Musamunzwira Tsitsi Zvenyu

Chiwenga would have died in the hands of Mary, it was merely the Grace of God that saved him. He was given portions of poison in his food daily.         On his death bed, she still forced him sign papers that would leave her with all his properties. Young lady is just facing her karma. Inzwai henyu tsitsi muchiziva kuti Chiwenga once genuinely loved her whilst she was on a mission and was killing him slowly           Nhamo hairaye woti urwere woti kucourt atoremara uyuVakadzi this is a lesson to learn day Mary akaramba aina Shingi wake dayi zvakamunakira asi nenhau yekusagudzikana ndoinoita tipinde or tipinzwe munataisireva honai manje             Chiwenga uya pa

November 21, 2023

Tatelicious Oti Chibereko Cha Ketina Chakaruza Izvezvi Achamitiswa Na Mazepe And Ngaatore Doreen Tione Rudo Rwake Not Vatorwa

Aaaawwwwwww sweet❤️❤️❤️           This is beautiful Ketty , VAMAMOYO I AM PROUD OF YOU ❤️❤️❤️Mazepe atorwa ku Ireland na Ketty , beautiful indeed.           The positive side of social media and I am super proud for Ketty to change someone’s life.   Please utorewo Doreen your blood sister , I like Doreen ❤️😘❤️   Last thing Ketty ,I hope wakasunga chibereko because nyika yese inozviziva kuti hautane kubata mauta😂😂😂😂😂           Chibereko chako chiri loose and very fertile 😂😂😂 Neuyo mupostori wawaunza uyo ,unomaziva mapostori nekuda nyorovhita😂😂😂😂😂   &

149 150 151 152 153