Monday, January 20

News News

November 24, 2023

Mashura Zvashamisa Vakawanda Tatelicious Homwe Yenyika And Nox Guni Vane Hukama Saka Kufanana

Tatelicious Homwe Yenyika and Nox Guni muimbi Vane Hukama Zvashamisa Vakawanda Hazvo Pazvabuda             

November 24, 2023

Sviden Hungochani Hwacho Hunosvika Pakunyadzisa Obuda Akarara Nechikomba Chake Vachibatana Batana Panonaka

Sviden Fans Havasi Kufara Why achida kunyadzisira toda Hunhu not kusweroita chingochani chakapusa        

November 24, 2023

Hazvina Kufadza Vakawanda Mubhanditi Seh Calaz Voti Ketina Ndokuda Zvekuti Especially Paunotuka Vanhu Ndinenge Ndichiseka Mazepe Wakamugonera

Started following Kettie ndichingonzwa dzichituka vanhu ,unoziva ndoo sport yangu ,Pese pandinenge ndiri low ndikaenda uko kwaVanopisa ndoswera ndichiseka.         Although vachitukana nevamwe vandinowirirana navo,inyaya dzavo idzodzo vanopedzerana ,i dont hotspot beef Haa never.,Then recently ndakazomuona ku UK ,unotozoona kuti vanenge vachipengereka kutsvaga Mari ,in person Atoriwo mumwe munhu ,ipapa ndaiona zvichitukirirana           namazepe 😂😂😂kusvika ndaona ma zepe avakuchema nenyaya yeku uk hhahahahahah hanzi dakuzviuraya dakubvarura ma paper angu ese ne passport .Then now ndoona zvakadai ,Mazepe in UK ndobva ndangoti Mwari akanaka ,love inokunda Zvose Murudo        

November 24, 2023

Makunakuna Chaiwo Zvirikudzimba 24 Year old Netsai Ochema Murume Wangu Anorara Akaisa Zamhu Rangu Mumukanwa Husiku Hwese

Hi add as hidey. I'm 24 I got married 2 weeks ago. My hubby has this weird habit yekuda kurara akaisa boob rangu mukanwa like throughout the night.         Nhai is it normal kuita seasina kuyamwa akaguta. Ndikaenda ku loo ndichidzoka oto dzosera. Is that how it goes??Hapana hurombwa apa he has mama issues,anogona akakura               Mai varikure or vakashaya arimudiki haana kuwana rudo rwa amai so basically he sees u as his mom,it might be a good thing kuty he will worship love and respect you like he would his mom but also those issues might come from             being deprived e love he ought to have experienced arimudiki and er naturally

November 24, 2023

Mashura Tete Vasisi Mecky Vofumura Aiwa Uyu Ane Hutsinye Akazadza Mhosva Mama Vee Mazepe Nevamwe Hobho Vakawanda Chirwere

Mhosva Tv naMazepe Chishambwe nekungwara kwese ikoko makadya sei pakaora.Mecky iguva kubva kare atoomutende reGreathope.Akahura kare muBotswana mubhawa remufrancis town rainzi Marothi.           Haasarudze matruck driver kusvika kuvakomana vemajuicy card.Vainzi sis brenda.Anemakuva anodarika 11mubotswana evanhu vaakauraya nechirwere achiramba kunwa mapiritsi.         Coming nepart 2 haasiriwo ega masocialites aakarara nawo ichi chebotsvana chichauraya vanhu hobho. Jandukwa naMatigimu ndirikuuya nev11 renyu rekukweshana zviweti.         Tytie na Mecky ndodzoka here🤔Mecky kana wakanditarisa kureva wakazadza vese Mama Vee naMR Mazepe Chishambwe chirwere.Uhhh unehutsinye Mecky

November 24, 2023

Doreen Ofumura Ketina Ane Hutsinye Akatova Mukadzi Ane Nhumbu Akabva Mimba Ane Ropa Mumaoko Ake

Audio ya dorine pakaita live achiti kettina akarova munhu ane nhumbu ika svodza..ndokudzoserai kumashure pakauya kettina ku Africa akanorova imwe couple yavaiti ndivo vakaba page Ra Dorine .           Mukadzi uye anga akazvitakura ende Kettina ndiye akauraya mwana anga Ari mudumbu             Nyangwe mukati ketina ane moyo wakanaka matikiro aakaita mkadzi wamazepe nanhasi handina mufaro evn akahotora mazepe bt she disrespected mkadzi uya mhani         Doreen anegodo. Apa haadi kushanda achiti mwana. But kubhawa anoenda haamboti mwana. Nxaaaaa

November 24, 2023

Mashura Chaiwo Sis Mecky Vonzi Chirwre Chenyu Chinooneka Nemaziso Chaiwo Saka Musaramba Kuti Mune Edzi

Chirwere hachisekanwe but pana Mecky chero asiri doc anogona kungotester nemaziso akabuda nemaresults           Ndakambovaona hangu in person handisi kutuka kna kuti chii but vanorwara I'm sure mapills acho haasi kutovabvuma Mazepe haana kunyepa hake kuti vanorwara zvekuzoti akazadzwa navo hameno ndivo vanozivanaKo Mecky chiiko chauri kuti hauna?Usade kutinzwa or uri kuti maziso ari kuti nyepera?         Dai wazonyarara hako pane kuti ubva wati hauna, wave kutoti garo rako rinosvota vanhu.          Ehe mapiritsi anoitisa magaro ,unogona kunge usina kupa hako bonnet but unacho hako.         Usade kutinzwa, pedzerana na bonnet pasina kut

November 24, 2023

Rue Samaz Ndiye Akakonzeresa Hondo Yese Iyi Kupage Rake Sis Mecky Votaura Hutsinye Hwa Lovenes Zvakaoma

Sis Mecky Samaz idambudziko chairo nezuro anga oti mai mazowe vadzurisa live ynguVakuti Zimbabweans Ndoda Justice Panyaya Iyi 4months           Ndakanyarara Rue Samaz Ndiye Akakonzeresa Hondo Yese Iyi Kupage Rake Zvakunzwisa Tsitsi Listen To               This Breaking News Zimbabwe 🇿🇼 Mai Mazowe Voti Ndibvisei Munyaya Dza Mecky Na Mazepe Imi Musapenge Vopopota Mazepe Arikunyepa Mwana Wandaitobatsira🙄🙄🙄🙄😳Kwahi Handina kumupa Chiweti Changu

November 24, 2023

Zimbabweans Kuseka Vanhu Vane Denda Reshuramatongo Edzi Dai Tarega Zvedu Zvinoshamisa Hazvo Senyika

It means vaitorovana chiweti big tymka hatingati yakabata kunamazepe ne1 day ago.feel sorry for his wife shem kuzoziva kuti murume airara nebest friend izvo hufrnd hwekupanana zviweti           Haa zve chirwere izvi dai mambomira kuseka vamwe zvenyu bcoz as long uri sexually active chete zvinogona kungokuwanawo shemThe stigma iri pakati pedu inotyisa kudarika chirwere chacho.           Chokwadi dai vamwe maipihwa mukana maitoda vane hutachiwana vauraiwe coz you make it sound like it's a choice and a crime.In this time and age let's learn to embrace those with and without , encourage everyone to know their status and if found positive to take medication without fear of being stigmatized.  

November 22, 2023

Cat Family Yopandukira Maitt 1k views Munoda Ku Subotaga Ketina 3k Views Kutanga Live Atangawo Asi Kuna Mazepe Ndokwatinoenda

Kambwa aka kambavha kangakajaira kuti kakaona vanenge vachirira pamedia kouya kachida kuzvidhingura .       Nezuro kakagadzirirwa size zvikatsi zvauya mucomment section yelive yaMazepe naKety zvichiti Mai T is live.           Kaifunga vanhu vese vachabva vadonha vomhanya kwakari wanike vakaramba vakastika🤣😅🤣😅.           From 30k to 1.6🤣Ikozvino tiri kumnhanya nazepi kusvika akuziva kwaangatenge chingwaku ok ne pick n pay yeku ireland tozobvako      

148 149 150 151 152