He’s always singing about other people’s scandals. Let’s wait.Uyu achafa achipondwa chte Prince wenyu uyu anemhepo inoti apote achirohwa every towards electionGafa haritukwe, ingozi yaWinkyD waanogara achituka🤣Kuzobatwa nhasi it means vabva kure nako kuhijacker .Zvakaoma haasiriye wekumborohwa mu Zim futi here uyu?
Kukundwa sele ne ngochani 😅😅😅😅😅😆😅😆😆😆Mwari vane favorHomwe ihomwe sis baba Tanya vanongodika soo🤣🤣🤣My lovely queen wenyika homwe yaipikisweFacebook chengeta ...chikadzi chigagairwa👌👌👌 #homwe #dakoOnpoint #zamuOnpoint 👗👠📿
Bva Heroes yacho haichina chiremerera hayoGuhwa riri kuti iheroes acre straight🤔Kkkkk unoseka usingadi vana ve Zimbabwe vaneta kana munhu aine chekuita ne ZANU havakendenge ndazozvionaVanhu musabatikane Baba guti vatopedza Pavo kwasa pedu nepemunyori nguva yemunhu wese iri kukwana tichasvikirwa tiri payi tine mazuva mashoma tiri panyika. the souls of the righteous are in the hand of God, and no torment will ever touch them. In the eyes of the foolish they seemed to have died, and their departure was thought to be an affliction, and their going from us to be their destruction; but they are at peace. For though in the sight of men they were punished, their hope is full of immortality. Having been disciplined a little, they will receive gre
Zvakatoita zvakanaka ari muchizarira , vavengi munfadai makutoti ndiye akatiza nemari dze E creater You are missed Cat maa❤The funny ndeye kuti pipo where happy kuti ari mujeri bt kunyura kwemari dzavo vese achidzoka ikoko hapana kana cent or kobori ravachawanaTacunda Haig Taffie taura hko dear ndakazvifarira anodzoka achi starter afresh life isina zvikweretiTacunda Haig Taffie urikuziva zvaakasungirwa here first Ñdiani akakuudza kuti mhosva imwe inoripira imwe mhosva endai mogara muma court room munzwisise chinonzi Counts unouya ukadzima comment yako yechidofo iyi
Wagwizi family please welcome these 2 ladies.. Julie Nyakodzi and Angeline Zvirime a. k. a Chipo Gurwe, vaitodawo kuroorwa naWagwizi zvikaramba 😭😭😭Wagwizi vanenge vanofarira zvichembere chembere so, still remember nyaya ya gonyeti wemu band ravo yakambonetsa,Ko zvadzinenge chembere dziri kurwira pwere nhym chiiko chakadaro ichochi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kutomira mubhokisi re court Kani 🤣🤣🤣🤣🤣 vana vavo varipi chaizvo
“We are no longer allowed to play any of Winky D’s music. Probably only ZiFM Stereo is playing his songs but even they are shying away from those which are deemed political.” An undisclosed Star FM source told New Zimbabwe. Social media users are incensed that the radio station censors the part on Julian King's hit One By One, where he sings, "Ndinenge Gaffa naBanda."In this day and age, you can't silence a musician or arrest music. We are in the internet age and radio is now history, I don't remember the last time I tuned in to the radio to listen to music, we move with music in our pockets these days. It just shows how backward and how lost our leadership is, trying to silence Winky D will just make him trend more and more
You have fought a good fight, you have finished your race, you have kept the faith (2 Tim 4:7-8) The nation and indeed the entire WORLD of believers have been plunged into mourning , following the untimely demise of a GREAT Man of God, a CENTINARIAN, a FATHER of many nations – after whose heart the LORD sought – ARCHBISHOP EZEKIEL HANDINAWANGU GUTI. On the few occasions that I had the PRIVILEDGE to meet with the MAN OF GOD, I was left in awe by his grasp and deep understanding of the WORD OF GOD. Soft spoken, a doyen of wisdom, a sanctuary of intelligence – he never departed from the teachings of our Lord and Saviour, JESUS CHRIST throughout an entire century in which he BLESSED so many people through ZAOGA Forward In Faith Ministries. A mentor and visionary educati
Takaona Madam Boss vajoiner, tikatopinda nemalink avo. Ko taizivei.Ku joiner kwaunoita let's say target yevanhu 50 iye ndiye anoita mari Dambudziko rirpakuti iwe uchawawanepi 50 kkkkkkk pauchasvika unobva vanzi blocked 😄Mukaziva these brand ambassadors get paid to advertise mheno if they do due diligence mobatsirika, nekukoteverera,Hama dzangu mari ino shandirwa not kui download ndopane Problem yenyuHaaaa kana bible rinoreva kut uchadya cheziya better kuswera kubhero zvangu ndichivhurudza mabag…..vachada mabag manyama muuyewoka kuzondisupporta🤣🤣🤣🤪
Tete ava vakafumuka munhu ave nevazukuru anotaura zvaben10 zemo racho ranyanyodiiko apa vanotovhaira hanzi ndini ndine masecrets amai tt dai vakasungwawo coz ndovaivhara nyaya dzese idzi varimowo mugame yehumbavhaZvinei newe havana kukura zvekutadza kurara nemurume ..zvamaitt tete ava vakachengeta zvakawanda munhu akanaka uyu siya vazvifarire havasi mujeriUmmm kuita murume mumba hazvireve kuti kuda bonde chete vese varimudzima havasi kuita bonde everyday chinjai mafungiro hey rudo haruna zera nhaika
Handisikuty chii kana kuty chii asi Jackie bhoo here , anobva azozvinyanya guys kunge hameno zvimwe zvinhu, umm ngaaite semunhu akaendao ku skuru, chemao zvinekachikoro mukaty haai noo mhan, that's not it