Musa blamer Emanuwere aitsvagawo mwana mukomana
Dai mai dhutus vakanoshandurwa mbereko vakaita mwana mukomana
Varume vanodawo mwana mukomana
Saka mwana musikana haasi mwana hereYuhwi mandinyadzisa mufunge mambo dhuterere shuwa murume mukuru kutiza vana kutorera ponzi, Apa
manje small house wako akangobvisa nhumbu iyoyo tomuridzira yekut washinga here nhai sis rokadhiya watsunga moyo kubata basa rarusifa kurinwa guchu wouraya chinofema
Ini ndoda mudzimai wangu nemoyo wese ndiwo mugariro
Dhutsi kupfambi hakuna mapfihwa ikapera pfuma unodzingwa sembwaImbosiyai mai dhuterere ,kuhura ichoice hautumwe nekuti mukadzi
azopfeka migubvururu .vangani varikupfeka Sema slay queen or ma2k acho asi varikungohurirwa mudzimba umu plus kana akapfeka zvamoda imi life yacho inenge ichiri yake here munhu do you