Tete ava vakafumuka munhu ave nevazukuru anotaura zvaben10 zemo racho ranyanyodiiko apa vanotovhaira hanzi ndini ndine masecrets amai tt dai vakasungwawo coz ndovaivhara nyaya dzese idzi varimowo mugame yehumbavhaZvinei newe havana kukura zvekutadza kurara nemurume ..zvamaitt tete ava vakachengeta zvakawanda munhu akanaka uyu siya vazvifarire havasi mujeriUmmm kuita murume mumba hazvireve kuti kuda bonde chete vese varimudzima havasi kuita bonde everyday chinjai mafungiro hey rudo haruna zera nhaika
Handisikuty chii kana kuty chii asi Jackie bhoo here , anobva azozvinyanya guys kunge hameno zvimwe zvinhu, umm ngaaite semunhu akaendao ku skuru, chemao zvinekachikoro mukaty haai noo mhan, that's not it
Body yemurume inofanira kuratidza kuti uri murume kwete kuita kunge chikomana charasha mombe haaa tarisa uwone difference yemurume nechikomana chemombeUmmm kuita murume mumba hazvireve kuti kuda bonde chete vese varimudzima havasi kuita bonde everyday chinjai mafungiro hey rudo haruna zera nhaika
Inotadzanei kukubhowa social media hanty content yako iri kujere uka poster something china mura unowana malikes hobho iwe pachako wakatodhakwa zvako unotokundwa content natete midhi vema ben10 sungwawo utevere kujere usatinyangadzeKuda kutinzwa mukanwa saka husahwira hwako ndehwekuda kuona achiita ruzha pa Facebook every weekend kune visit wadii kuendako upedze shungu kana uri loyal friendNdyn anonzi Mura? Anyway ndàmboite delete account yake adzoka Mura wacho apo or ndamutevere kuboarding kwacho kwatakainda passport yacho inyore usingagine kuba tsvagai wekurova chete une wapinda.Uyu anopenga uyu akufunga kutu hatisikumuziva kuti ndiye akatanga kupa Ketty guhwa rekucourt first day aitaura akabata mhino but voice takarinhonga inyoka iyi
Ungatadza kusvuuka iwe uchizora trouble couserVanhu itai serious shuwa wototi ndiri kuzora Chipo the trouble causer 😅😅😅 Koiyo branding zvayo, regai vanhu vakwapuke are these products tested 😅😅 Zviii izviii Ketty chinguri azora mafuta aya zvingaka zvichiri waya wayaHuh zvemuZim zvakaoma chokwadi 😂😂ndapererwa... Ko kutsvagawo another name for mafuta ake nhayi
Richingofashuka richiita midhoto muhombe richidhota nemari dzenyu, ndege richingokwira idya dzamarema jowi hameno vanhu kwavo kuda kunzi vanotamba round najowi,,,sure munobvisiswa joining fee 20us yeround regrocery yekudii,,,,,muchizotengerwa henyu marabroy salad,,, Go Jowi GoUngaita Six months uchimirira togrocery 2 itotu changmukai imi ASI mkavharirwa muhari kaniChinota ndisa joiner maround egrocery aya kusada kuzotengerwa mariana ne cremora 😭shuwa kutengerwa ma case maviri emariana🤣🤣🤣🙌Chero ndikava ndini mubati wehomwe mota dzakatakura grocery maiti dzobhadharwa nei vakakwidza zvinhu mumota vakabhadharwa nei zvimwe fungai msati mataura.
Curtain remunhu ane O ne A Level zvese, curtain remunhu akafunda maningi. Curtain rahomeowner. Mumba memunhu ane maflats ake muserefu , maviri. Mumba memunhu ane mari dzake . Zvagara vanhu vane mari vanodawo zviri simple havasi flashy 😊akati mastairs ake emugoti , akati sviketeni svake svakashorta , osvisungirira patubing yemagetsi , haanei nemacurtain rails zvake. Simple ,simple iyoyo ndoinofarirwa nevanhu vane mari. Penelope , the most educated Zimbabwean pasi pezuva, living her best life muCapetown, South Africa! ❤️❤️❤️Sa Penelope she deserves it.....akabuda achizhamba pano achiti vamwe vanhu ku UK and diaspora vanoita mabasa "asina basa"......zviya zvekusvoora ma nurse and carers eku UK .....ndaikamuvunza mu c section kuti nekudzidza kwako kwese, UK ya
💔endai naizvozvo mudzidzise marudzi ose muabhabhatidze muzita rababa ,neromwana komana nere mweya mutsvene bye Dive vata zvakanakaKubata kwaMwari kunoshamisa, panoperera pfungwa dzedu dzake ndopadzinotanga . Good music. Shall be missed. Rest in peace Dhiva
BUT pafair she is a real Celebrity that Award she got from America rakasimbisa n qualified her to be a real celebrity....vamwe vese maCelebrity shungu vepafb chete chete... guys Nditeiwo makorokoto nhasi it's my first time to leave a comment panyaya yaMadamBoss dzimwe dzese nyaya dzinondiitisa nungo commentingKungoti haachaite maskits mazuva ano asi ukawana nguva imbonoona maskits ake ndopaunoona kuti ane tarenda risiri rekufungidzira..Senge paaiactor naTsitsi nanaAndy Muridzo nemamwe aaiactor naMerinda sister yaNgoni she is good this one.Thats why uchiona kuti fan base yake inoramba yakamira naye even now when she isnt doing any skits coz vakabva naye kure and vanoziva kuti chinopedza masports.She has some good short dramas achinzi madam boss na maid wake merinda naamwene vake,there w
Matemai dzangoonharo.Mapera kuti pepepe.Mazimba ndomadira chinhu 1 vanoku supporter uchibuda musaga zvakooo watambarara vobva vachikupa havo position yakoVachadzoka havo don't worry Wasu chengeta vanaShe is doing just fine. Just because munhu haana drama it does not mean apera. She is doing something more productive than iwe chipoko.