Saturday, April 26

News News

October 25, 2023

Mabrijo Achitenda N"anga Yake Nebasa Rairikuita Oti Kuromba Hakuna Kumboipa

Regai nditende sekuru Mambo Chizera Mhondanyama nemudzimai wavo Ste Tsheda Shava haaa guys kana           wabatsirwa zvinhu zvako zvikafamba zvakanaka dzoka utende vakakubatsira .Sekuru muri huchi haaa mari ndaanayo.           Hongu ndakaromba Kuromba uine mari haisi problem 😂😂😂😂Mutemo wekuromba 1 haunwi beer 🍺Wosvika kudenga wonzwa kuti kuromba hachisi chitema

October 25, 2023

Madamboss Voudza Pamelah Tamirah Ghost Chimbonditukawo Vanhu Vasati Ndiri Iwewe

Madamboss Pamelah Tamirah imboitawo uchindituka kuti vanhu vasafunga kuti ndini iwewe 😂😂         "Hapashaike atobhilivha kuti Pamelah Tamirah ndimai Dzabu zveshuwa         Madam Boss kutuka kwacho handigone regai nditsvaga ma lessons

October 25, 2023

Themba Mliswa Hutsinye Hwake Nehurombwa Zvobuda Pachena Musgure Mekutsva Kweimba Yake Yaakatorera Murungu

Uyu ari neboys rake rainzi top 6. Achiri kuti ndokuita thing. Mufesi uyu akashurungudza vanhu ku Karoi uko hake.         Ane utsinye murume uyu akarovera mota yangu akandibhadhara $100 pa $1400 damageHurombwa ndopahukashatira chete kubva kwawakaita pa Mp panga wakarombera hona zvaakuitika         PLUS hutsinye nguva yehondo yeminda wakaita zvinorova uchitorera varungu zvinhu ,muchivarova nekuuraya makanetsa ne Zanu imi yakazokusvipa zanu yacho futi         Farm rako raukatora kumurungu akabuda murungu iyeye asina kana nduwe achisiya farm rine over 1000 mombe and property iri over 3million zvakupfuka kaaMutemo wekuromba 1 haunwi beer 🍺

October 25, 2023

Garry Mapanzure Family Voti Macelebrity Chiregai Kuuya Konobata Maoko Vamwe Vakonotora Mapic Paguva Vasingatozouye Kumba Yaaa

Zvakaoma ndeapi masocialites Ari akuenda kuguva raGarry vonotora mapic without family permission sister va Garry vachema chema         All because Mudiwa hood was the first to go soon after burial now ve clout chasing vatanga disrespecting the family         People grieve differently veduwe chimuregai she is just a baby kungoti garry was a celebrity its very unfortunate kty ma fans ake myt do it without thinking kty vakurwadziwa family yake titende       Ndatombobva kuzvitaura. Vanhu vasina kuwana mukana wekuenda kunhamo ngavachimirira manyaradzo plz ma ferebhiriti zvakwana

October 25, 2023

Varume Vakachecheudzwa Vochema Tavekuda Makanda Edu Back Hakuna Smart Yakadaro

Iyi ndiyo fraud yekupedzisira iyi.Men don't be fooled kunzi unoita smart that's nonsense.Gezai muchenge chete.           Team rese rakachecheudxwa munobvumirwa kuvhotera Zanu pf cz sarudzo dzisina basa makatoita kare           Asi ZANU PF isadaro soo 😀😀😀, yakatanga nezvihuta then this 😂😂😂Ndikafunga tiri ma buk 4 zvichinzi anenge abvuma unopihwa 2 ma Udiwo plus ma biscuits nxaa 😂😂 itai mega

October 24, 2023

Freeman Ndaishaya 1 Usd In 3 Days Ndichishanda Mu Butcher Saka Musandidaro Sad Veduwe

ZIM dancehall star, Sylvester “Freeman” Chizanga, was once a drama king and, by his confession, very naughty.         Today, his life has changed so much he rolls in sleek cars, hangs around with big shots and wears expensive labels.         It’s hard to believe he once failed to raise US$1 in three days.         The incident occurred when he was fired from his job in Snake Park where he worked at a ZIM dancehall star, Sylvester “Freeman” Chizanga, was once a drama king and, by his confession, very naughty.           Today, his life has changed so much he rolls in sleek cars, hangs around with big shots and we

October 24, 2023

Feli Nandi Mushure Mekunzi Aenderei Kurufu Oti Ndakarerwa Kumba Kune Vanhu Vanotya Mwari Ndinototya Mabuli Epasocial Media

the sun rises over the bustling City of Harare, Felistus Chipendo, best known by her stage name             Feli Nandi embraces each day as an opportunity to do better than the previous day. The talented singer, songwriter, and fashion designer lives a life of limited activities, but commitments with a zeal for success. She values her mental wellbeing and physical fitness as she commits to her business.         Feli Nandi says she is not much of a social media person as she fears falling victim to cyberbullies.         There is so much hate and negativity on social media, according to the songbird. NewsDay Weekender caught up with Feli Nandi who shared her life away from

October 24, 2023

Seiko Vanhu Vanehutsinye Vachirarama Nguva Yakareba Kembo Mohadi Akafenda Kurally Haana Kufa Izvi Zvakabhowa Mazimbabwean

Vice President Kembo Mohadi experienced a health scare during his address at a Zanu-PF by-election campaign launch for the Gutu West constituency, where ruling party deputy youth secretary John Paradza is running. The by-election is scheduled for November 11 and was postponed from August 23 following the death of candidate Christopher Mutonhori Rwodzi.         During the campaign event, Mohadi collapsed while on the podium and had to be airlifted to an undisclosed medical facility for treatment. Witnesses described how he asked for water and then fell to the ground. Zanu-PF officials and security personnel rushed to assist the Vice President, carrying him to a             nearby vehicle before his evacuat

October 24, 2023

Mukadzi Wengochani Mazepe Ingochaniwo Zvinotyisa Zvinoshamisa

Mkadzi wengochani ingochani🤣🤣🤣🤣Ketina anoita hunhu seiko iye arimwana we hustling         Mai ake havatozive babaake ndewejoindeventure anotaurei hunhu hwakatotaika musiiwaarumurirwa mubhawa nescud           Ahatozvigoni zvekutukana nevanhu mukadzi waMazepe akutokakama xem hazvisi zvake akupinzwa muhondo dzaasingadiiiHezvooo nhai vanhu vaMwari madii kupinda muSodom neGomora makatarira ihlai Mwari imi

October 24, 2023

Madamboss Nhema Dzawanda Movie Yakazoenda Nekupi Becoming Madamboss Yavakaendera Nigeria Ko Restaurant Yavakati Vanayo Social Media Fans Asking

Ko becoming Madam Boss rakazodii payeNerestaurant nhaimi           Ko kwaMadam boss kantini kwakazodii nhay. The pressure is not necessary though 🙄🙄

221 222 223 224 225