Candykeke kupfeka chaiko kunonetsa anenge anotora time achigeza matako pakupfeka oshaya time Bvunzawo Tariro Gezi kuti kupfeka kuita sei Please follow Ndini Faithcandy Wacho let’s see her grow soon anenge akugona kupfekaNdipo paunoona kuti vanhu havana true love kunze uko kkkk munhu akatotora pic iro akato poster zamu rakadai sure
The hope is ontop , apo pazasi dzangova ngozi basi.Ropa remunhu rinokosha guys,munhu haangourawi sehuku.Kupisa vanhu nemaplastic,Zanu Mwari ave nemiðŸ˜saka kana wachikotsira kudai kumusangano nyika yacho tinosvikakupi chaizvo kugeza kuenda kunorara here wakomanaVanotoda ivavo vakarara wotinzwa vachiti vamwe avó avana plan ... Ko vakarara plan yavo yacho uripi uye yabvatsorei 40yrs dzapfura
Kubva zvakasungwa kiti idzi dzenekamwe kakufara kakuda kubuda but kari hidden..I mean ingoendai kupage kwake munotarisa mapost ake before kiti asungwa and after kiti asungwa.Munotoona kuti pane kamwe kahappy so...None of my business
Mai Tapiwa vanondirwadza vakatoti Ko vakadii kuchekeresa vana vavo chishuwiro cha mai Tapiwa ndeche kuti vagare mujeri vasaburitswe kusvika vafiramlðŸ˜Haa moyo wangu watsemuka kutsanangura maurayiro avakaita Tapiwakunodzimbira maronda veduwe Mwariii wangu kani Mwariii muripi 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔 M heartbrokenVaitofanira kuvauraya zuva rakataurwa neuye wekumuuraya racho kwete kuvachengeta kusvika manje mwana akarasikirwa nehupenyu ende nyaya yacho inorwadza veduwee same neya LivingstonVadiiko kungonokanda mabhinya aya ekuuraya mwana muacid or kugame park mhuri iyi izorore haisi nyore kungoiswa pacamera veduwe apo une pain mai tapiwa maziso atove red nekuchema everyday dai kune mutemo wekuti ukauraya newe unofanira kuurawa mhaniðŸ˜
Swagger denga unoiita rekugogler chaiko chii chakadaro chinenge ngozi😅Kuromba kwanga kwakamufita zvekuti zvino mhiko vakaikanganisaMunhu uyu akutorwa njere chaiko veduwee mugona kungonzwa kuti akutomhanya neroad yese becoz dzasara mbiri chaidzo dziri kudhonza dzimwe dzakatsva mafuse
Chikuru rudo, munotamba nerudo imi. Kana ukanyatsodiwa unoona senge une zvinhu zvese panyikaBetter kuzviwanira chigure chako asi chichikuda nemoyo wese... Vamwe venyu iface chete but otherwise mutori maSatanist pazviito...Atori married imi mukuseka muri busy kukwidza nekudzika nemasowe
Vakadzi kungopinda UK chete vanobva vanyangara chiiTeam iyi iri kuUk here or kuzimba balance mie well well?????Majaira firita ka at least vari proud nezvavatiHai vamw vanhu makashinga kuinviter munhu akadai mumba mako mai inotaura zvayo iyi ah! Woti ndiwe muenzi chidzikama udzidziswe nekuratidzwa ndiwe watova pafront kudzidzisa vemu uk vacho nezvenyika yavo. Ko iro izwi hamugoni kumbopota muchideredza here pese pese reriri pa high pitch. Ini i can never last 2 hours nemunhu akazhangandira kudaro yuwi ava vakashanyirwa vacho vanhu vakazvinyararira zvavo
Kkkkk zvirinani kuita coke Fanta than kupinda muchikurubi go Ketty makazoti 2July bhavhadhei toitirepiko kkkkEmpress Chiboss chadzoka maround Hmmmm Wilooo mann selector #FBF Muve neweekend yakanaka😂😂😂😂Ndosaka makazoimbirwa munondiwedzera power😂😂, zidzoka rake rinonatsofitana ne zvinobuda mukanwa make 🙌😂😂
Chimurenga music icon Thomas ‘Mukanya’ Mapfumo has slammed Zimbabweans for allowing President Emmerson Mnangagwa to turn the country into his “private company”. Speaking at a press conference in the United Kingdom over the weekend, Mapfumo urged Zimbabweans to rise and revolt against Zanu-PF whom he accused of looting the country’s resources. He cited the Al Jazeera “Gold Mafia” documentary which exposed the looting of gold from the country by people close to President Mnangagwa and his family. The “Nyoka Musango” singer said he will only come to Zimbabwe to perform his last show when a new government elected by the people gets into power. “I will have my last show in Zimbabwe when a new government of the people is born,&
Gold dealer Ewan Macmillan has issued a public statement expressing remorse for the statements he made during Al Jazeera’s #GoldMafia corruption expose. Macmillan admits that his remarks, made while under the influence of alcohol, were not only embarrassing but also harmful to many individuals, including political leaders. Macmillan’s statement acknowledges the gravity of his actions, recognizing the hurtful and divisive nature of his words. He specifically mentions that he made a sweeping generalization advising against trusting or dealing with individuals based on their race, specifically targeting black men. Such discriminatory statements have no place in today’s inclusive and diverse society. The gold dealer’s admission of wrongdoing and public apology