Nhasi tavhurigwa comment section asi iwe wasu une nharo hauna kunzwa tete venyika vachiti kana mbavha yasungwa ikaenda kujere zvoreva kuti page rasungwawo haufaniri kuramba uchiita business nepage rembavha manje hatitengi zvisofa zvabruno zvakafonyoka
Ava vamwe vanedzimba dzakakura haumbonzwe vachiita noise hee mansion this that sana mai maketeni🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣nhawe mai maketeni gara pasi queen tate vega ndivo vakaita machoniApa munhu anotamba nemunhu asina machoni,,munhu oti gare gare machoni yangu machoni yangu 😂😂😂😂😂😂saka ndonzwa sei ndabva ku college ndakuona ma message emachoniMari yakafanana ne njiva haidi noise ukawona uine ruzha hausati wane Mari gara pasi iwe neni tiri marombe enyika
Tumvana tuviri utwu hatunaki dai twainaka twakaroorwa kare shem tsikombi dzenyikaVanotyisa kuroora, they are overzemoed , varume vacho vangasatyoka musana? Fanika Anna ritori dambudziko chairo ukamunzwa achiti ndarara ndichibatwa nechidhori changu unonyara. Handiti Anna ndiye wekunzi akatenga zidhori resilicone rechirume riya rine zimporo? Ndiani angazode kuroora ngozi yakadero?
Diepsloot, Alex kune vanhu vanodziya misoroTeam diesploot muchiriko here vanhu budai muma location akadai unofira mahara
Guys kana kupihwa mahara never .ndikaona akarivhura ndingatoisa phiriphiri kana sauti. Bhishu iri ndakadzidza naro pachikoro hapana asina kusvira.taitomuti mai muponesi.raiwa zidofo rekupedzisira. Uyu anosvirwa sim1 and 2 . Mai Tt kananoka unoita kubanda nemabonzo.body structure .unopinda nakamura.
Nyagwe ukagara muhupfu you’re not and will never be recognised as muroora wekwa Mnanganwa. Also, baby boy watadza kumuburitsa like the other two children because wega unoaziya ma systems acho. If we are being honest Pokello used to be fun with her chats and advise pa page pake. It was colourful but now 😂😂😂😂😂😂😂😂it’s either money or your true self. She picked money (I would too).
Zvekuti hee Poki anodyirwa musaga ini ndingatoda kudyirwa kana mu tereti as long ndigere muhupfu panekuiswa pajerekere nerombe rapedza rokufurufusha futiSisy Pokello no invite to the famili eventz, munohwa ngekuchena muri kumaNight Club nanaTanya asi kufirst family you are not recognised zvamuchose. Asi Nhai vanhu moiteyi Kevin Wedding Planner, mwana uyu akadotakura maSecrets makuru eNyika. NgemaRuwa ngemaGifts aanotumwa ndiye every corner yeZimbahwe, moconfuser mwana imi.Ngevanhu vari well respected mwana unoziva body count dzavo. Indeed Harare is one big bedrooe. Akandodropa maruwa kwaMaiguru , mangwana kwaMainini kswera mangwana kwe side dish, mwana Avona zvakavanda uyo.
Midhuuu warwadziwaka😂😂😂Ehe zvorwadza kuona muvengi wako achifara get well soon magogo🤣 we dont call her chimubhuratishiti for nothing. Let her turn the lemons into lemonadeMarwadziwa ka maifunga achabuda akasuwa kana achichema manje anyatsogadzira size
Ndawana mari yeticket remusikana uya weku Brazil. Aiinde zvake tisare tizorore.
Millionare Samaz Wasu Gay Chakashata Kunge Chirikudhota Hachina Kana Staira Anosemesa Kumutarisa Saka Aigara NaMaitt1 year rent Yamaitt In One Receipt1 year rent Yamaitt In One Receipt