Zimbabwe Vachiudzana Uyu azoita mbiri nekufa kwake not zveMusic vazhinji vamuziva coz of his death 💀 Ndochokwadi chawataura munyori hatimuzivi kutotanga kunzwa zita rake nhasi nekuti afa otherwise nesong yake ini hangu kana kufungidzira kuti aiimba nezvei riini futi Music yake inotoda kutererwa uri mumota haiwanikwe mumaKombie so haungambomuzive Kanawanga usingamuzivi usati munhu wese haamuzivi aiimba gospel ka sakausingamuzivi Ugomuziva sei iwe uchigara kumachonyonyo kusina internet haa uri dako tsek tikuchema iwe busy kuhumana
It's the government's responsibility to provide such services. Blame the government which doesn't care our health whatsoever. musatimhupukire uko , why should you blame Mars nhai ? dai mari yaivapo kuharare kwacho vakadii kungonoita payment ku Mars Harare branch? … hapana city isina Mars munhu unongoita payment. Learn to blame vanhu chaivo at fault . Zanu pf must fix these government hospitals so that munhu wese can be treated despite the fact kuti une mari or hauna 🤷🏻♀️ . Tose toda kungorapwa zvakanaka isu .But maZim business maprice aya vari kuma wanepi? Why has everyone become so greedy and thinks they can get rich overnight?
What do you expect? These are marriages built on social media, masocialites anokoshesa maviews, and subscribers kudarika mafamily relationships. They can sacrifice or collapse a relationship if it means more viewers and more subscribers🤣
Garry was 25 imagine mkadz myb 23-24 watova shirikadzi kare. Wozoda kuroorwa fut wotukwa naShadaya munenge muchidya kut tidii chaizvoI can imagine kuita shirikadzi n single mother at this young age then boom Shadaya ouya kutukirira masingle mothers asingatarise chakaitisa vamwe maSm its so sad Kushaya Mari is a death sentence in Zimbabwe. Apa une uchitambira 150usd, zvakaoma 😢
My condolences to Garry Mapanzure’s family on his tragic passing. It is painful that he died partly because there was no ICU ambulance in Masvingo to transport him so that he could be helped. As I have always said, accidents are taking our people because the healthcare system collapsed. We need a public healthcare system that works in order to save lives otherwise everyone of us can befall the same tragedy. Until this issue is resolved, many more will die unnecessarily. Rest in Peace Garry. This what the majority of people in Zimbabwe want.People will lose lives unnecessarily..2 pieces o
Mudhara uyu arikuziva chapedza mhuri yese.Madhara Aya ibasa rakadarika kurima fodya. RIP Juliet Kadungure Buto Nelia stay clearance fambai fambai nemabvi kunamata iriko Hari irikuda ropaBaba avo Havana any bad hand towards vana vavo pakafa G vakati wani avadi any thing from G vaitoti vaisato muona zvekudaro ivo vaigara kuDombo boss G living his life to the fullest wani mmmmm mdara uyo even wat he said abt G marwadzo if u remember him saying G aingouya kuzovaona few mins otodxokera atixive hedu kwna vskazopiwa 1 of Gs propertiesUkakwana unofa here siyanai nevabereki kukura haisi mhosva remember newewo urikukura uchandinzi ndiwe ukuziva chapedza dzinza
For those asking who is baba that's juliet kadungure s' husband The bond of 1 flesh never undermine it , even though it was a fight before she leave , love still conquers , Rest well Mai Dee , may the husband be comforted and accept that noone will live forever on this earth ,the pain and trauma is real , but God is in control. Judging from her last words, vaidanana vanhu ava. She didn't direct her message to her kids or anyone other than her soul mate. ❤️
Pose Hainakufadza Vakawanda Mhuri yekwa dungure Vachinotora body Nelia asimbisaVarikupoza vachisekerera wani. ZvirikoChemai nevanochema, farai nevanofara. Rudo ngarurege kuita rwekunyengedzera..mamwe ma comment haaite panguva yakadai ko kungonyora kuti Rest In Peace kana usina hako zvekutaura mmmmmm tisadaro guys vanhu vakurwadziwa. Rufu inzira yedu tese.. Tinoti kumhuri yekwaKadungure Chemai ne tariro Mwari vakunyaradzei
Ini ndinofunga kuti accident yebus yakakonzereswa naJulie chete vamwewo vakazongo batanidzwa mucross fire Nelia you are the nextChemai nevanochema, farai nevanofara. Rudo ngarurege kuita rwekunyengedzera..mamwe ma comment haaite panguva yakadai ko kungonyora kuti Rest In Peace kana usina hako zvekutaura mmmmmm tisadaro guys vanhu vakurwadziwa. Rufu inzira yedu tese.. Tinoti kumhuri yekwaKadungure Chemai ne tariro Mwari vakunyaradzei Haa ini Trip Trans handide kana kuriona the owner anongonhonga madriver fanika road yeZambia ndiyo imwe ndkamborikwira driver akaovertaker pamarongora paya akaridzirwa hooter nematruck raiva mberi neraiva &nb
Dzungu mayiriwanza vasekuru tayikuudzayi kuti ZANU inokushandisa yobvayakusvipa😂now wave marengenya nedzungu rese riya nematambudziko😂😂😂Taura hako Tom hahahahahaha rachizongoti wawawa zvino . Kubva parakaba mari yaPanga ririkuwundurwa nenhamo ana Wicknelo vachingomwaya mari kumwe iro rakatarisa Chisinga zivikwamwe nesu ma Zimbabwean chinhu 1 tinoisapota asi nzara ichitirova nekuda kwekudzungaira dai mwari ativhura brain tazivawo zvinoitira munhu wese zimbwa ravadongo asi muzere zviwanikwa nyika iya ingadai iri little Landon