Thursday, January 30

News News

July 08, 2023

Vanhu Voti Ketina Ndiye Akaudza Samaz Hapana Hushamwari Apa Maiit Vaikwirana Na Kcie Chikomba Cha Rose Ndozvakaparadzanisa Macousin

Hapana hushamwari masocialites Ketty ndiye common denominator apa Cousin Rose chabvondoka zvese zvakubuda Loveness dzoka nyaya dzanga dzakubuda dzonakidza Kaycee mukonowetsambarufuta arikudya all socialitesWho is this Kaycee, what is the name of his page. Akapinda mumaguru amai Tt ane zvivindi ko even rakadambuka.

July 08, 2023

Chihera Oti Hatisati Tamboona MaNdebele Anoita Seanopenga PaSocial Mefia These Shonas Kushaya Hunhu

Nop stop that nonsense pama ndebele ndo reactor very fast,mashona ndisu totofanhwa kunopihwa ma lesson erudo nema ndebele,vano minder business ravo vanosimudzirana vanoshanda vachigona kuzoshandisa Mari yacho,vakasangana kune dzimwe nyika vanobva vatoita hama ne hama that's muchiona kuti ma streets kids echi ndebele mashoma cz vanotakurirana mutoro, it's very Rey kuona mundebele anonhuhwa hapwa vanogesa, remember the believe in working hard Saka nguva ye kuswera pa Facebook vanoiwanepi vanozoita va Free, plus isu mashona tinenge tisingadi kuti business riitwe neumwe akaitawo moti akopa, Saka mandebele vanosimudzirana and havakwati, Saka Havana chekuswerera pama live vachitukana bcz vanodanana nekutakurirana mutoro vanenge varimo muma teresi vachiona tichipenga tichitukana ,tichi to

July 08, 2023

Vanhu Voti Mbutu Chinena Cha Lorain Guyo Chakagara Pachakagadzikwa Hakuna Mabasa Zvokwadi

Mbutu yakagara payakagadzikwa zva jahBut mbutu ndokuti mudzimai hakuna asina i love iyoyo inodhidha ndopataka gadzikwa unoda kutibvisa?Saka mazuvano ndoyatova life style yedu kungofunga zve bonde cheteTozvoziva kut mabasa hakuna but hamusi makuzonyanya kushaya zvekuita hereUopenga and pfungwa dzako dzakaora..if you see yourself uchidai I think you need Kuvharirwa Ku mental institution.

July 08, 2023

Celebrity Shungu Patricia Jackie Why Uchingoda Kuzvikwanisa Pese And Ndiwe Unofarira Kutamba Nembavha Dzese

Iri remazamhu anenge arikuyamwisa chiremwa remwa anongohakira  Paaiwirirana na mai tt aiva defender muma streets even achitoona kuti zvaive wrong but because ai benefiter something now akuna Joey waari kuziva kuti arikuba just because akapihwa mari ye start yekuhodha mabhero akatengerwa mubhedha ndosaka ari ku defender joey  Uri mh@t pab@ch pakoKuda zvemahara kunge honye 🤣🤣🤣...fambai naye musikana. Nxtym asuzumirire zviri mubin ndazive zvinenge zvaora....anomirizikira Zvipande achifakaza zvaasingazive kuti zvidii fokofu .Muchishona urikuda kuti Ano farira Kutamba ne mbavha hre munyoriShamwari ndoyacho munyika ino Iwe tsvagawo zvokuitisa mari shaar Siya kutarisa madhiri evamwe .you just wasting time apa

July 08, 2023

Tongai Moyo one celebrity Akatadza Kusoirawo Vana Nhaka Yeimba Sevamwe Peter Ongotambura

Muupenyu ngatidzidze kuva nebond nevana vedu . Mamwe ma celeb anema pictures nevana vavo but one ndiye hake atoitwa zvekubatanidzwa ne photogrid chaiyo. Vabereki tisadaro . Peter had to start his music career pasina mentorship yababa . Tongai akafa ari Roja achipukutwa mari asinga care about his family.Munyori unoreva nhema iwe Tongai akange ave nemba akavaka uyezve aienfa na Peter kuma bhendi at first aisada coz he loved soccer akazoita take over pakafa bambo chero zvazvo mai Peter na Tongai vavakaramnana Tongai airiritra mwana wakeHanti mukuzviona kuti sei ndichiti musaweste mari anaLolo.Munofa muri marombe.Sevha mari utenge standThis is true, I live in kwekwe, kune vanhu vakaenda ku funeral Hanz vakanyara kumusha kwanga kusina kuvakwa , Dzimba dziri kutaurwa idzo Hanz vakadzi vakavakisa

July 08, 2023

Zaoga Usina Mari Hausi Chinhu Hatina Mharidzo 1 Yababa Guti Yatakambonwa Kunze Kwenyaya Dzemari

Zaoga kana usina mari hawuwonekwi sechinhu .ini mharidzo yababa guti handina kana imwe yandakambonzwa zvangu. kunze kwe mari pane zvimwe zvama kambonzwawo here guys thanks kune vachabatsiraMachechi ose anongoda mari asi ini zaoga ine kakundibuda kayakandiita, handimboifariri chechi iya. Handiifeele zvanguMharidzo neni handina kana imwe ndinotodawo kuinzwa plus zvekunzi he changed a lot of lives l really would also want to know howIsu mu Zaoga hatisi kuzobuda hedu yakatichinja upenyu hapana kusingabviswi mari chero kumasowe munonzi mari dze huni waniEnde vana wesangano racho havadi kuzvinzwa. Wanokutuka ndati hameno kut kudyiswa here. Unovaona nekuwanza hasha mu c section 🤣🤣🤣

July 08, 2023

Rutendo Samaz Onzi Evidence Yake Haina Kukwana Akarwadziwa Kuona Noster Achitamba Na Ketty Ndozvakonzeresa

Please do the Maths uyu munhu ndiye asina zvake Evidence but want to throw Noster under the bus  Akarwadziwa kuona achitamba naKetina and then akafunga plan yake aona Ketty varitight yet she has previous dzake naLoveness… She wants to use Ketty akutoda kuti ashaye shamwari aite lonely agare achipengereka palive  Loveness ane hutsinye hamusi kumuziva  this happened weeks ago akadii kuzvitaura ipapo but nekuti akaona Ketty aita madays hobho akati achapisa base regai ndizvigure

July 07, 2023

Patricia Jackie Onzi Unongoda Kukwana Pese Pese Siyana Na Joey Iwe Utori Mbavha Yakapusa Inoba Bhutsu Parufu

Iwe buruwuru reShabani ziva zvemikaka isingawanirwi bra size. Chaunacho chete mazizamu not brain . You are not even part of the scheme hauna kana cent mulife mako basa kufamba uchiba bhutsu kumariro . You can't even afford kutenga mapads unotoshandisa ma tissue. Issue yemastands haukwani and hautoziva procedures dzekutengwa nekutingesa mastands . Utori hutsi and you don't know the essential elements dze Fraud . Nyaya iyi ndeya malume and the victims . Usada kupinda pausingakwani iwe bveniAnofarisa uyu Pattricia Jack apa hapana zvozikanwa.Hee ndapinzwa mugroup nonsense!.Haasikuziva zvikuitika kuda kukwana kwana achiprotector mbavha.But vanhu Vari mugroup iroro irazor, if they are the ones complaining then kugroup votaura like that ummm bva ngaidyiwe mari yavo

July 07, 2023

Comic Pastor Vachinyara Nemukadzi Wavo Rudo Ibofu Asi Apa Panoda Walking Stick

Rudo ibofu,,,apa panotoda walking stickKuzobatwa nhasi it means vabva kure nako kuhijacker .Kkkkk dzaisatoda kubatawo kunyara nemkadzi wadzoKkkkkkkk vaimanikidzwa kubata hereBataaaa chimwana ichoo bataaaa ende chineeeee baaaaata

July 07, 2023

Musungwa Kuchikurubhi Oudza Hama Yake Maitt Varikupiwa Special Treatment Kujeri As If Vatori Kuvacation Zvavo

Barbra Charles vamwe vanotafarira kugara ikoko imiwee uko shuwa kune vanobatwa zvakanaka ndakazviona isu unovigirwa machira nevekumba majagi kubhoilisa mvura uri mukati imomo nezvinonaka vamwe anoti achibuda opara imwe kutoda kugaramo but uyu anongozoita stress yevanaKana mazogara kujeri iriko special treatment uko vamwe vanofuka maxhira amusina mudzimba umu kutovigirwa nehama vamwe kutova nema jagi ekubhoilisa mvura vachidya zvinonaka zvavanovigirwa nehama dzavo zvinova zvisiri pamutemo kubasa rinorwadza riya asingaindi hake kutodzi kuno clean ma officer hamusati makuinda imiweee zvakaoma usina hama dzinokumirira ka unochiona uko vamwe vari ma bossUngapuhwa special treatment ipko kujeri inodarika kumba kwako is the best 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 freedom is a necessityWe get it she committe

217 218 219 220 221