Friday, April 25

News News

November 10, 2023

Killer T X Yake Vaidanana Kubva 2015 Otaura Zvakadzika Dzika Zvemuimbi Uyu Zvakaoma Zvinoshamisa

Aah na Tanaka fire vakabva kure vese avo ,Tanaka achiri kugara kuS.A 2015 until now na Killer T vanoisanaPa map yefacebook ndini ndakakuisa           ndakakupushira maworks ako asi hautende I'm giving you two hours to give me back my page or else ndini ndakavhura page iro ukandibvisa           pahuadmin papage rangu inini wobva waudza vanhu kuti hausiriwe wakandiramba ndini ndakatokuramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣Shuwa atori kabitter Ex            Ukarambana nemunhu why would you keep maScreenshots.Asikana nyengererai zvakanaka kana muchiri kuda munhu .Facebook haitongi nyaya.

November 10, 2023

Pashata Tanyara Nhengo Sikarudzi Yemuimbi Killert Yoburitswa Ne X Isiri Kufara

Wangu I have screenshots, secrets and photos that could break the internet asi handidi hangu kuzviburitsa ndingazonzi ndiri bitter ex saka ngatitambei tese zvakanaka nhaika           Those who are saying ndirikutsvaga mbiri inzwaika handina kana Basa nefame🤣🤣🤣 zvehondo dzepafacebook ndakazviita kare ndikasiyana nazvo ndimi murikufambisa               nyaya dzangu mega inini I posted pawall pangu handina kuuya ndiri ghost so zviri zvembiri handinei nayo zvekudaro inini handiuye neghost kana muchida Hondo ndikupai🤣🤣          

November 10, 2023

Killer T X Girlfriend Tanaka Oti Bdiye Akamuitisa Mbiri Kuti Vanhu Vazoziva Music Yake Otaura Zvinoshamisa Zvinotyisa

Pa map yefacebook ndini ndakakuisa ndakakupushira maworks ako asi hautende I'm giving you two hours to           give me back my page or else ndini ndakavhura page iro ukandibvisa pahuadmin papage rangu inini wobva waudza vanhu kuti hausiriwe wakandiramba ndini ndakatokuramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣      

November 10, 2023

Breaking News Jahprayzer Otaura Inini Na Baba Harare Mupfanha Wangu Hatina Problem Chero Ndisina Kuenda Kushow Yake Titori Tese Ku Australia

Jah Prayzah Azotaura Inini Na Baba Harare Mupfanha Wangu Hatina Problem Chero Ndisina Kuenda Kushow Yake Titori Tese Ku Australia 🤪🤪🤪😁Saka Muchaita Sei           What an amazing journey with u career Boys , may true love continue to bear fruites and blessings among u familiesI feel that you are the one who taught Gwizi boy how to sing but people will never know..your voice is more stronger and well coordinated and soulful than               Gwizi voice although truth is that Gwizi seems to have a talent in writing,arranging,producing and composing songs but pa voice BaHarare you have a much better soulful vocal range and singing voice jelous down..      

November 09, 2023

Madokero Estate ARTIFICIAL TURF ZVAZVINHU

Madokero 5 aside Turf has taken a huge attraction in no time Was excited to see another a few but a lot of ex footballers who stay in and around the Madokero Estate Milton park Italian club. Was the place where you would have night soccer . Here the lighting is perfect security excellent ambience magnificent . Magnificent setup nice relaxed atmosphere we can’t wait for the refreshments shop which will open soon who said the west had no swag It is like a mini replica of Highland Park I challenge NASH PAINTS PIC N pay Adidas store Tv sales TEXAS WORLD REMIT only to mention a few leading brands to have a competitive league soon That I love is the welcoming family set up Hint got the Madokero Chairman watts to start a leaguealso will not mention the company Directors so

November 08, 2023

44 Year Old Malvin Paul Otemwa Nematombo Kusvika Afa Arikuchihure Muharare

A Bluffhill man was stoned to death at a sex workers’ haven at Corner Samora Machel Avenue and 8th Street.             Malvern Paul (44) is reported to have been stoned by six men at Gail Court when he tried to restrain one of them from assaulting his lover, Nomatter Makore (30).

November 08, 2023

Mbare House Irikutengeswa 35 000 Usd Yanetsa Zimbabwe Yese

Imba iri kutengeswa $35,000 kumbare ii Iyi kuitenga nekupunza nekuti even ku renovator kwacho unotangira pai?         Kkkkk we can laugh all we want but thats a jewel right there....rentals in mbare are how much??buy that core house tear it down ..built a 10 roomed               hse ,charge $100/room thats a $1000/month ....laugh all you want but accomodation in mbare is in high demand bcoz of its proximity to magaba,town,siyaso,ardbennie ,workington etc...

November 08, 2023

Hopewell Chin'ono Opa Job Sikhala Son 6 000 Usd Yavapiwa Nevanhu Mushure Mekunge Chamisa Avarasa

I would like to thank everyone who donated to the Job Sikhala fundraiser.           I have handed the money to Job Sikhala’s son, Job Sikhala Junior.           He asked me to thank everyone who donated and Retweeted the fundraiser.         The total figure was US$6060 after Go-Fund administrative charges.Go-fund sometimes they're very stressful.         They act like they don't benefit anything and demand unnecessary explanation. Here they charged fee. Now the question is, is he still a member of CCC or not because the leader of CCC doesn't seem to help him either.

November 08, 2023

Chipo Ochema Zvakaoma Ndikaoma Baba Charamba Bhinzi Yangu Yotozvimba Asi Chii Chakadaro

Veduwe mwana asingachemi anopararira mumbereko, zvaMwari chaizvo vari padhuze nababa ava               muvaudze kut andirari nekuvafunga veduwe haisi mhosva yangu,kungoona pk ravo bhinzi yangu yotozvimba😥           Batsirika hama unachenjera kuzvitorera Jambwa nekuda kwe Social media respect vamwe vanhu Touch not my Anointed ones and Do no harm to them Ngwarira kuparara

November 08, 2023

Nyika Yese Irikupembera Kubuda Kwamaitt Asi Madamboss Vaoneka Hunyoka Nekurwadziwa kutadza Kana Kufarawo Zvofumurwa

While most Zimbabweans seem warmly welcome Mai Tt back home, asi umwe wake Madam boss she's threatened by return of Mura or she's just minding her own business.....?           Inyoka iyi irikutirwadziwa but she pretends manje.           Kkkkk nyoka inyoka,Irene mumagumbeze neshangu,vakasarudzwa vadzoka,vabvut varunzwa godo.

215 216 217 218 219