Zvara wako nathomas umupe zita rako kuda kupomera mwana hunzenzaIiiiii hazvibude mwana agotanga kunyepamakore ake kuchikoroAhh adanane nevarume vevanhu Mwana akura mweya yezita inoteverekaKo iwewe ingoita wako kaa umupe zita ra madam boss usiyane ne ktaura
Zvikunzi vari kupihwa special treatment kujeri here ava? Mujeri hapana chinonzi special treatment Ma favours emujeri ndeekuendeswa ku canteen kuri kubikwq muriwo usina mafuta Kuiswa pa number 1 parikupakurwa matemba asina mafuta akasangana nemasaga Imwe yema favour ndeekuti unonzi umamire mu jug husiku ukabatwa nemudumbu vamwe vonzi weti chete , SAKA Ndoinganzi Special treatment here iyi?Zviriko kazeni ndaiveko zvangu kuChikurubi uko kujeri kwevakadzi bhoo wena kunotonakidza uko magadhi jeri bhoo vanhu ivavo kuvarume ndokunoti netsei
Kusiyana kwa level rehumbavha, Tallyn anobira zvitunha kubasa kwaanoshanda iriwo team rinobira vapenyu nesocial media .Vaya vanombowanzo zoomer shoka vuyaivo muti zumirevo mapepa ayo tigonevo kuverenga tifamvirane navamweAnoseenza kupi nhy chipoko inga chipoko hachizorore sengozi
Hapana hushamwari masocialites Ketty ndiye common denominator apa Cousin Rose chabvondoka zvese zvakubuda Loveness dzoka nyaya dzanga dzakubuda dzonakidza Kaycee mukonowetsambarufuta arikudya all socialitesWho is this Kaycee, what is the name of his page. Akapinda mumaguru amai Tt ane zvivindi ko even rakadambuka.
Nop stop that nonsense pama ndebele ndo reactor very fast,mashona ndisu totofanhwa kunopihwa ma lesson erudo nema ndebele,vano minder business ravo vanosimudzirana vanoshanda vachigona kuzoshandisa Mari yacho,vakasangana kune dzimwe nyika vanobva vatoita hama ne hama that's muchiona kuti ma streets kids echi ndebele mashoma cz vanotakurirana mutoro, it's very Rey kuona mundebele anonhuhwa hapwa vanogesa, remember the believe in working hard Saka nguva ye kuswera pa Facebook vanoiwanepi vanozoita va Free, plus isu mashona tinenge tisingadi kuti business riitwe neumwe akaitawo moti akopa, Saka mandebele vanosimudzirana and havakwati, Saka Havana chekuswerera pama live vachitukana bcz vanodanana nekutakurirana mutoro vanenge varimo muma teresi vachiona tichipenga tichitukana ,tichi to
Mbutu yakagara payakagadzikwa zva jahBut mbutu ndokuti mudzimai hakuna asina i love iyoyo inodhidha ndopataka gadzikwa unoda kutibvisa?Saka mazuvano ndoyatova life style yedu kungofunga zve bonde cheteTozvoziva kut mabasa hakuna but hamusi makuzonyanya kushaya zvekuita hereUopenga and pfungwa dzako dzakaora..if you see yourself uchidai I think you need Kuvharirwa Ku mental institution.
Iri remazamhu anenge arikuyamwisa chiremwa remwa anongohakira Paaiwirirana na mai tt aiva defender muma streets even achitoona kuti zvaive wrong but because ai benefiter something now akuna Joey waari kuziva kuti arikuba just because akapihwa mari ye start yekuhodha mabhero akatengerwa mubhedha ndosaka ari ku defender joey Uri mh@t pab@ch pakoKuda zvemahara kunge honye 🤣🤣🤣...fambai naye musikana. Nxtym asuzumirire zviri mubin ndazive zvinenge zvaora....anomirizikira Zvipande achifakaza zvaasingazive kuti zvidii fokofu .Muchishona urikuda kuti Ano farira Kutamba ne mbavha hre munyoriShamwari ndoyacho munyika ino Iwe tsvagawo zvokuitisa mari shaar Siya kutarisa madhiri evamwe .you just wasting time apa
Muupenyu ngatidzidze kuva nebond nevana vedu . Mamwe ma celeb anema pictures nevana vavo but one ndiye hake atoitwa zvekubatanidzwa ne photogrid chaiyo. Vabereki tisadaro . Peter had to start his music career pasina mentorship yababa . Tongai akafa ari Roja achipukutwa mari asinga care about his family.Munyori unoreva nhema iwe Tongai akange ave nemba akavaka uyezve aienfa na Peter kuma bhendi at first aisada coz he loved soccer akazoita take over pakafa bambo chero zvazvo mai Peter na Tongai vavakaramnana Tongai airiritra mwana wakeHanti mukuzviona kuti sei ndichiti musaweste mari anaLolo.Munofa muri marombe.Sevha mari utenge standThis is true, I live in kwekwe, kune vanhu vakaenda ku funeral Hanz vakanyara kumusha kwanga kusina kuvakwa , Dzimba dziri kutaurwa idzo Hanz vakadzi vakavakisa
Zaoga kana usina mari hawuwonekwi sechinhu .ini mharidzo yababa guti handina kana imwe yandakambonzwa zvangu. kunze kwe mari pane zvimwe zvama kambonzwawo here guys thanks kune vachabatsiraMachechi ose anongoda mari asi ini zaoga ine kakundibuda kayakandiita, handimboifariri chechi iya. Handiifeele zvanguMharidzo neni handina kana imwe ndinotodawo kuinzwa plus zvekunzi he changed a lot of lives l really would also want to know howIsu mu Zaoga hatisi kuzobuda hedu yakatichinja upenyu hapana kusingabviswi mari chero kumasowe munonzi mari dze huni waniEnde vana wesangano racho havadi kuzvinzwa. Wanokutuka ndati hameno kut kudyiswa here. Unovaona nekuwanza hasha mu c section 🤣🤣🤣
Please do the Maths uyu munhu ndiye asina zvake Evidence but want to throw Noster under the bus Akarwadziwa kuona achitamba naKetina and then akafunga plan yake aona Ketty varitight yet she has previous dzake naLoveness… She wants to use Ketty akutoda kuti ashaye shamwari aite lonely agare achipengereka palive Loveness ane hutsinye hamusi kumuziva this happened weeks ago akadii kuzvitaura ipapo but nekuti akaona Ketty aita madays hobho akati achapisa base regai ndizvigure