Wednesday, January 22

News News

September 19, 2023

Patricia Jackie Maitt Siya Tinashe Ndiye Akatoita Humbavha Hwako Hubude Uchaorera Kujeri 5 More Years

Oh nooo feli why nhema futi dei wagumira pafake life chete so you will never change my sister ko landcruiser tinashe was there here magonyeti awakachinja muzita rako mota 3 the rentals ..           imba malboreign yawaka renovater wakuramba kubva uchiti ndeyangu ?faking passports?lol the list is endless my dear and siya zvekuramba wo explainer yes tinashe akaita zvake but listen           Tinashe akatoita kuti nhema dzako dzawaiva wareva for so long zvibude if not for tinashe vanhu vakawanda vaisa believer kuti uri mbavha..Wat about kuda kurayisa vanhu kurovesa vanhu and all other evil staf besides humbavha ....mend your ways felistas

September 19, 2023

Maitt Voti Ndine Munyama Wekudanana Nembavha Ndozvaita Nditambure Mujeri Achiri Kungonyepera Tinashe Maphosa

Hanzi ndinemunyama wekudanana nembavha, iye ari mujeri for humbavha meaning everyone is being told kuti if not for Tinashe 🙄         Achiri kungonyepera maphosa nanhasi akazvipa unnecessary pressure and mari akadya hake haana kubirwa           Yaaaaa pakupisa kwete zvekumboseka zvipande zvako zvakawandisa umwe wangu kana vabuda uchadzidzisa vamwe kuti feki life yakaoma

September 19, 2023

Maitt In Chikurubhi Voti Ndakambofunga Kuzviuraya Nestress Ndaomerwa Nehupenyu

Shame maiTt handina hangu Mari dai ndinayo ndaikubatsira panopfuurika dear be strong         Lets hope mukabuda munenge machinja aaa nekuti muri rough sterek imiUmmm nhy veduwe zvavatosimba chayzvo kudzokera kare tichitanga kuvaziva         Hanzi ndinemunyama wekudanana nembavha, iye ari mujeri for humbavha meaning everyone is being told kuti if not for Tinashe 🙄Kkkkkkk une munyama wekungokumbana nemapenzi woda kumafadza neFake life.

September 19, 2023

Chichi Bosslady Oganza Nemurume Wake MuNigerian Vanhu Voti Rest Bafethu

vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣Kate Mbofana kuda kuzoti nyangadza zvedu kkkkkkkkk       Matanga kuzviposter megahai suka wena usatinyaudze nezvinhu zvisina basa nxii       Ayiwa iyi mereji iyi inomwisa mvura boss munyu vane choice havo veduwe ndomitakunanzva inorehwa naKerita kaiyi           dai pasina kuti anozikamwa kuti murume waboss munyu dai takamuona kare kwakerita uko kouyo ndovarume vaanenge achitaura kaaa 🤣🤣🤣 imbotipaiwo munhu tigeze titendeuke muzvivi

September 19, 2023

Yaya Good Vibes Namuponda Suga Vonzi Ndovanhu Vatisineyi Navo Vanongozvinetsa Havo Relationship Yavo

vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣       Ndovanhu vasina kana basa manje🤣🤣🤣🤣asi zvekurambana havarambane havo kutsvaga havo ma love nema likes           Message yaakanyora vazhinji hamuna kunzwa chirungu. Havana kurambana Ava vanga vari vese Tanzania       Vanhu vanotsotsana Henz vanonetsa but kungoti we don’t care hedu netunyaya nyana twavo

September 19, 2023

Shingi Munyeza Chikomba Cha Natalie Otorerwa Zvese Nekuda Kwezvikweret Mari Yese Aipa Majoki Pa Hararei

Shingi Munyeza, still lives in Borrowdale Brooke but is facing serious legal troubles over debts that even the sofa he sits on has now been attached.           He is now a tenant in the house, which used to be his own in the upmarket suburb, and pays rentals of US$1 500 a month.         Remarkably, all the movable property inside the house, including the sofas, chairs, tables, cups, pots and television sets have also been attached because of his debt challenges.

September 19, 2023

Moira Knight Opinda Busy Nemabhanditi Anechikwambo Chaanacho Seh Calaz Mubhanditi Voti Mukadzi Anonakira Murume Asati Ambodanana Naye

Mukadzi akanakira murume asati ambodanana naye, ukaziva uzvozvo unobatsirika       Moira anechikwambo chiripaarii like hanakidze kuonaa menooo sooo + hadike soooooo akaiswangoziI think women don't get us.. You might be beautiful but attitude yakashata.. Beauty ine isina kana basa.. We also want inner beauty.... And peace..           If you don't give us peace you are for the streets..Its only you ukumuchiva calaz akatozvitester kudhara akafinhwa plus what I realize most of ladies vakadai havanake imvura dzega dzega           Tisiirei calaz please musade kuchekeresa Mubhanditi takaipfuuraI don't know mahn but hamheno zvaari so its like she isnot ugly neh but not beaut

September 17, 2023

Mashura Mukadzi Obata Phone Yemurume Oposta Zviweti Zvevasikana 5 Nemazita Avo Zvionereiwo

Hurai mufe chokwadi umu. Zviri mumastreet umu mholo iyi mukadzi abata phone yemurume wake ndokuposta mavideos nema sekisi tape ema small house pa story.         Apa haafarire condom handiko kuwanda ma small house acho. Ma video na mapic avo vasikana anonetsa kuposta nekuti vakashama.

September 17, 2023

Zvobuda Izvo Kuti Zvirikubva Kunamaiguru Vapokelo Kuti Atukwe Everyday Iyo Ndiyo Yaive Marriage Yaaisanyara Nayo

Mamuka sei sisi Mai Nathan.Ndangoti ndingokueuchidzai zvemereji yenyu yamaisahwanda muchiiita madiro aJojina nemurume wenyu muchimechesa maoutfit           Apa pfungwa dzekuita Bere Renyika dzanga dzisati dzaapo.Aiwa izvi zvaibuda hazvo sweet.Anyway happy Sunday.😊Mukati harisi ghost ramaiguru, take take yacho is not make sure. 🤣🤣🤣

September 17, 2023

Chiwenga Oti Kwakanga Kusiri Kundida Kundibvisa Ku Army Vice President Haunabasa Haasikufara

Guvheya akatambwa kepele kepele juvhe.. Honai he doesn't look happy at all 😭😭.       Hameno hake iye Miniyetambo ndiye achapedzerwa hasha dzekuitiswa kwaGenerariUyu haana kana baÅŸa ngavamuisire muchetura we kuRussia uya pollonium 20 ndiye vakatiunzira Ed chero zvavanoda naye ngavaite..         Dayı akaona pakatangwa kuuraya vanhu akarova Uturn taimuregerera as long atora side revanhu.. Dei akapa mukomana aÅŸina chekutya... Ngaatsamwe aputike... Kwahi vakamimina huruzvi kuChina vakamu Ä°sa mabattry         Akafunga kuti anodiwa kuitwa vice president asinga zive kuti aibviswa ku Army for a reason . Now he is powerless .Dzinotopera dzimwe 5yrs muchiti hee avasi kuwirirana heee chiwenga

177 178 179 180 181