Inga Evidence yangova history paFB shuwa kupera chaiko ungazomboti ndiye munhu aipinda mu5k likes nema12k views pamalive ake iye akuwana 21 likes neless than 100 views ikozvino? Apo kupusa , dhayaspora yose yaimubhadhara kuti aite guhwa dai akatoitirwa zvekuti aende kuchando or kuvakirwawo imba zvayo or kuvhurira tuckshop manje inombogara here mari yechidhakwa haina budget inotouya ine expiry date kungosvika nekumwiwa yowetwa zvavharana 😐 Akamboshandiswa kani achibata currency dzepasi rose akati dhora , yusa, rhandi, chiiko ! Vana Loveness nana OC nana Tyra ndokwavaibhadhara kuti vanhu vabvondogwe naEvy and aichimhanya zvekurevesa mskana 🤣 Zvakapera ☺️Social medi
Rich _ 100% Education _ 100% Beaut _ 100% Fame _ 100% Live videos _0% Bragging _ 0% Drama _ 0% Show off _ 100% As a country let's learn from #Bona_Mugabe ane kamwe kakungodika soo Mupei malove nemalikes ake🥲asi mjolo wakumunyisa Handinei navo vakabirwa mari nababa vabo kuti vapfuke isu tichitambura nekunyarara kwake ikoko hapana chaakashandira akangovana zvaapoSo you are that low that you celebrate riches that were obtained from looting of our own resources? This is lowwwwwww🙄Zviri zvekuba munhu wese ari kuba kungoti vamwe vari kungowana mukana wekunokora sauti , asi tenge tichitodawo yakawanda . Anodika zvake BonaKo anogoita drama sei iye akakurira muCere
Uyu ane business raari kutoshandira and munhu akumushandisa iyeye afa nemari, kutenderera kwaanenge achiita ndomapindiro anenge achiita ma customers iwayo paanozororawo shop inenge yavharwa ma1 aya Madrugs aya chakakonzera Madrugs kushaya pekutangira after zvemusic zvaramba, vanhu tinofanira kungonzwisisa kt zvimwe zvinhu ngatiite seside hustle not everyone anofanira kuita music permanent ita zvimwe nekuside pazvinoramba haudonhe unosara vakarembera rimwe sideMadrugs is very dangerous do not try this at home or anywhere unoty munhu akaroiwa iye azviroya ega Zvinozongonzi maDrugs but zvimwe zvacho kutoshandiswa chaiko nemhepo dzemadzinza 💔💔💔
But ndochokwadi ini handina kana song yake 1 yandoziva , haaa pandakambonzwa achiimba hazvina kundiitira inikana wakajaira kunzwa ana dorcas ..sure nziyo dzake haungambodzifarirawo..stay in your lane and listen kune zvinokunakidza..haangafadze munhu wese Mukabvisa godo nehuroyi muzoterera Zadzisai song yake musingamhanye henyuJanet Manyowa is one of the best gospel singers we have in Zimbabwe, he production team is levels, her videos on point anotopinda even pa SA top 50. You need to listen to her songs with a pure and clean heart, start with Zadzisa iShe is one of the best gospel musician manje. She sings contemporary stlye of Christian music similar to Hillsongs, Maverick City, Tasha Cobbs etc
Satan! Kutonga nyika kusvika vanhu vakuitana makorokoto eVisa rekunotsvaga kurarama kunedzimwe nyika ! Satan once again Dambudziko! Satan MaZanu! Passport chaiyo kuZimbabwe munhu akaiwana people celebrate kutopururudza kuitana makorokoto epassport🙄 Kutonga rudzii ikoko? Kutonga nyika kusvika mateacher ose akuenda nezvipaper bag zvemasweets ekutengesa mumaclassroom , munhu achidzidzisa packet remasweets riri patable kumirira kuti vana vatenge pabreaktime. Fokofu Dambudzo! Kutonga nyika kusvika ana mbuya nurse mumaclinics vakuti vazvere mukai mukamhine muchinowacha linen yenyu kurwizi! Fakofu ZanuPf! Nhasi ndakagumbuka😡😡😡Fokofu mhani Emmerson, Fokofu!Kutonga nyika zvekumama kusvik
Let me break for you Mohbad muimbi wekuNigeria arizve carpenter. Basa rake raaiita kuveza then realised anogona kuimba ndobva ati let me try. Akaita song yakanetsa isiri official then Naira Marley ndobva amutsvaga ndobva amusainisa kuita record naye aona chipo. Mukuimba nekuita mashows Naira waibatira mwana achimupa mari shoma. Mohbad ndokuzoramba kurecorda nekumanejiwa naNaira. Akaramba achiimba zvichifamba Marley uyo negodo kwakutanga kutumira matsotsi achirova nekuvhundutsira mwana pese paaiita mashows zvinomboitwa Winky. Mohbad waimhangara kumapurisa asi hapana action yaitorwa nemapurisa. Waiimba nezvazvo vanhu vachiziva asi pasina rubatsiro. Then umwe musi vanozonzi vakomana vakamutora neva
Am I the only one who keeps losing friends because I totally forget their birthdays nekuvaposta 😭😭. Saka ndikasa kuposta zvinoreva here kuti handina hanya 🥹🥹🥹 Like why not remind me and stuff veduweee musatore life PESINARI kudaro 🤣🤣🤣🤣Koita vanoda kupostwa pano 🤣🤣 Ndikati page riya ndere vanhu ndiri mushandi 🤣🤣🤣I'm not good with dates ini rangu birthday my sisters nevazukuru ndovanondi reminder and vanenge vatori excited kudarika inini... umwe ndakazomuti wangu handisi mai vako ka vanoziva pawakazvarwa..nditori ne stress yekuti ndowanepi dollar iwe wondinetsera kuti handina kuku poster
Munofitwa kudarika mother vaye vemasisiriri vanonzi rue watwat... Handidi munhu pacomment yangu Mai inodya zvayo iyi uuuuuu apa haimiriri kuti chipore chikafu kkkkkkk inenge ichiita kuhuta nekuona chikafu gegeee Basa rako munhu unototi uride ukasarida unoshanda rani vanhu havadi nemabasa avo Mnangagwa akangoramba nerake vanhu vese tichiona Ndikawana munhu akadai for my kids Aiwa ndovata hope. Bless you Madhuehaa kumbire chikafu uyu kana akadya kg imari yake zvichipinda mudumbu rake hee kudya mukurambidzwa here munhu anomirira paagutiraZvekuzomedza sadza riri kubuda hutsi ipapo kwete otherwise munhu bho
JAILED comedienne and musician, Mai TT, has revealed the difficulties which led her to a life of crime and fake marriages that left her counting the costs when she was incarcerated. Her shame at her imprisonment, and her desire to maintain her true self, has caused her to learn from her mistakes and seek redemption.
This woman needs to do some real soul searching and introspection. She’s still living for peoples validation and can’t see that people see through the lies. The truth will set her in good standing and free her spirit more than any lie ever could. #mbavhakujeriLets hope mukabuda munenge machinja aaa nekuti muri rough sterek imi