Guvheya akatambwa kepele kepele juvhe.. Honai he doesn't look happy at all 😭😭. Hameno hake iye Miniyetambo ndiye achapedzerwa hasha dzekuitiswa kwaGenerariUyu haana kana başa ngavamuisire muchetura we kuRussia uya pollonium 20 ndiye vakatiunzira Ed chero zvavanoda naye ngavaite.. Dayı akaona pakatangwa kuuraya vanhu akarova Uturn taimuregerera as long atora side revanhu.. Dei akapa mukomana aşina chekutya... Ngaatsamwe aputike... Kwahi vakamimina huruzvi kuChina vakamu İsa mabattry Akafunga kuti anodiwa kuitwa vice president asinga zive kuti aibviswa ku Army for a reason . Now he is powerless .Dzinotopera dzimwe 5yrs muchiti hee avasi kuwirirana heee chiwenga
Iwe nhubu akuudza kut dress iro rakakufita mwar ave naye ndofunga pawabvisa gown vanhu vaonesa zvokwadi chii ichochi kunge gurwe rasvinwa matumbu 😂😂😂😂😂rinoda vanema hips iroHaringopfekwe dress iro nevanhu vasina mudhoto nhubu wanyadzisira nhasi nemashura ebody yako Kkkkkkkkkkkkkkkk graduation nethat dress here aaaaaa itai serious tete😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂zvima course zvenyu izvi😂😂😂😂😂dzidziswai dressing😁😂😁😂Kunge riri pamuty haaa regai veyambiro vaya vaigaro chema chema kuty summer yasvika vanhu zivai zvinoda body yako shuwa
Madzimai anoimba zvemberi ndeaya Mai Charamba, Shingisai Suluma, Carol Mujokoro, Agatha , Door car see nevamwewo Mai charamba hawasati wawana mukwikwidzi kumadzimai parizvino ndiwo wane chimutiWako ndeupi anokugonera paVaviri ava?? #Shingisai_Suluma kana #Mai_Charamba INI MAI CHARAMBA VAKANDITSVINYIRA NDAENDA KUNOVAMHOROSA TAENDA KU AFM CONFERENCE HANDIFI NDAKAZVIKANGANWA. KUNANA2000 UKO I WILL NEVER FORGET IT.
Tanya varidzi ve mari avo varikukutora ma pictures before even yeshop yamuri joint sis Poki na Jrn ava. Hayisi yako iwe utoriwo munhu ari kushandiswa same same baba G mafia. Kwana Tanya next time usarotomoke. 2months tichimufamba Tanya vese vane nyaya dzake hundzaiUyu achasiiwa manje manje na Poki ane ka dzungu
Baba Harare mutori mboko infact mutongoriwo gongomutoto chairo.Munoisa post muchitenda vanhu ava kuti hee dai musipo ndisiri chinhu kukanganwa kwamakabva.Muskana uyu anonzi Laura ndiye munhu akakumaketai pano muchiri kuimba zvana gonzo kuwainira kiti nanaguzuzu vanhu vakawanda vasati vatomboonemafacebook.Magogodera epano pasosho vanondipupurira kuti ndiri kutaura chokwadi .Fanika imi Auntie Jenny munonyatsomuziva Laura uyu ndimi makamhanya nemadrama ake mazuva acho. Masongs aBaba Harare akapushwa naLaura uyu she deserves recognition kwete zvenyu zvekushaina kuti hee asipo tag them nywee nywee. SEI ASIPO PALIST IRI??????????. He fo
‼️‼️‼️‼️Chiziviso Nyika yose yeZimbabwe🇿🇼 Hazvinei kuti uri we Zanupf. CC.C. Mwonzora UZA UANC etc. kana mamwe mapato andisina kudoma nemazita. Musi wa7th October 2023 Nyika yose ikuratidzira chikonzero isu taimira nemusangano kuno kuGokwe, Masvingo, Mutare, Kwekwe, Zvishavane Guruve, Mvurwi, Mutoko, Murehwa Chinhoyi, Karoi Kadoma Shurugwi etc asi zvaitwa nava Mnangagwa zvaratidza kuti azviitira iye kwete Zimbabwe nokuti hazvireve kuti munyika hamuna vanhu vanedzidzo yakadarika vana vembwa iyi here vedu.‼️ The whole entire family yatora zvigaro. Uyo aitwa Vice Finance Minister asi asina chaanoziva akarwa hondo kupi zvavanoti nyika
Rwendo rwaBaba Harare kubva kuMasvingo netsoka vachienda kuSozibheri vachiridza wayiresi yejiti munhava💕😮😮
Si Tanya vazobuda pachena kuti Spa yavo - Essential by Tanya vakavhurigwa naBaba vavari kudanana navo. Vati ivo imimi munodyiwa motengegwa KFC ivo vanovhura ma Spa nekuendeswa on expensive holidays and shopping Sprees. Tati tingoonesana Kuti vakazonyepa vachiti vakatanga business neSipo yegorosi yoga tozovaite remaindi. Zvekuti you worked hard and built your business you are my inspiration muchazvirega, imari dzemusana idzi nedzekusvisvina magaka. Endai mohwa zvizere kuInstagram TwaaCommunityIt's one thing kupihwa Mari it's another to run and maintain a business Vamwe mopihwa mari motenga mabrazilian Ngaaudze vanhu Madhara acho anopa mari dze start aripi ne n'anga dzake. Kw
Aiwa vaMunetsi vanomira nesu as Zimbabweans zvakanyanya , Mwari vamuitire zvakanaka mkomanaMai Princess vanga vari kucourt nhasi and the culprits vazonzi vakasungwa zviri pamutemo so vakuita bail application. Zvavo zvavaida kuti vanzi vabuditswe because vakasungwa zvisiri pamutemo zvarambwa izvo. Great Hope thank you .Bail havariwane havo they are a flight risk munomacho vanema paper here vadii kungoiswa pa deportation sezvakaitwa nandipha na Bester nhayi
Open letter to Tatelicious Christopher karigambe baba Tanya whatever u call yourself:: I come in Peace, but usiyane naChamisa, haanei newe, unorotomoka chaizvo uchitaura zvekwausina kuswera, vanokusekerera ndovanokukanganisa, unotaura kuti Chamisa is Zanu pf, heee arikudya neZanu pf, heee aregerera Job Sikhala, unoda kuti aite Sei? CHAMISA haana kurambidzwa kuenda kuuChikurubi here? MaCourt emuZimbabwe unoaziva here? Indava uchitaura shit about Chamisa? Haisi mhosva yako. Pfungwa dzakachekwa pamwechete nemasvada. Kana usingade kupindurwa siyana naChamisa Gadzirisa Jojo tank rako, waiseka Olinda hezvo nhasi rako rave Zijojo tank chairo.kana wasvotwa huya