Sunday, January 26

News News

July 15, 2023

Zimbabwean Women Letter To Pokello Unongouya Konoganzira Vanhu Hsuna Kana One Wawakambo Empower Saka Haudike Zvako

A letter to Pokello Pokello Why? Wakandirwadza iwewe sechironda  With how intelligent you come across, how influential you were ndiye bhogo bhogo bwaaa pana Emer Juju munhu ane mukazi wake.  Shuwa kozvikanda paBarika Pokello nezvauri , kwaiva kuchiva Mari here? Waitaza kuita mari yako woga here musikana. We expected a lot from you Pokello, a line of shops across Africa maybe 2 in SA , beauty parlours , 2 or 3 schools of beauty but zvose mudondo nekuda D** nemari. Girl you’d make your own money mhaniwe kani. Hona ChiOlinda, tochiwanzira but chiya chakagadzira muchina wacho wemari, hachide kuzvikandira pamurume for financial stability , chine brain chi musikana. Hona Chi Zari paSA apo chine maCollege chakamhanya nawo kusvika chane mari and hongu akawanawo varume v

July 15, 2023

Scot Kupa Zanupf Opa Floyd May 1million Usd For Jet Fuel And Showing Up Pa Event Yet Mabvuku Yakaora Zvakaoma Hazvo Zve Zimbabwe

Matuzvi chaiwo ukaona matamburiro evanhu vekumabvuku unorwadziwa.dzingori mbavha chete idzo they dont care about peopleKukundwa na Ginimbi akagadzira road yaienda kumba kwakeZvakaoma hazvo, kudarikwa na sadio mane a footballer wo zvake who is developing his community. yet ava vari kumora mari yenyika kupa havo vanayo kare for nothing . umm haa zim inorwadza veduwe. it pains to have accountants, teachers and nurses kuti varikuenda kunobata dhodhi paEngland yet mari munyika iri kushandiswa soo.Kuita seuchtadza kudya nuetella nedovi nekuda kwekubata dhodhi pahingirandi. cry my beloved kawuntryPlease ndokumbiravo kubvunza ,road inoenda kumabvuku yakagadzirwa zvakanaka here because mukuru wenyu Scott akapa Mayweather US$ 1 million (Scott ndiye mutungamiriri wekuMabvuku🎤🎤Ko iye Scott wacho

July 15, 2023

Zimbabweans Oti Varume Vazhinji Vanongodya Marutsi A Stunner Nevana Va President Chaivo Even Deon Akatorwa Nemwana WaEd Yaa

Good morning Stunner..Ndirikumboona hangu sekisi tepi yako iya nasisi Poki. ED Jnr aitibonyorawo nayo ndosaka akatozovaroora sisi.Aiwa vanokoira zvavo sisi vachoHandzi ndo yaarikuitira Ed junior women in top onotamba nekuda gucci musana onotofanira kuita basa

July 13, 2023

Mai Tapiwa Makore Vochema Voti Hurumende Makutouraya Mhondi Idzi Dzisina Kutiudza Kune Musoro Wemwana Wangu Here Ngavataure First Vouraiwa

Nhai shuwa kuda kufa vasati vataura kune musoro wemwana iii zvivindi zvacho zvotoda discipline yakasimba aaaMhondi idzo ndopaunoona kuti vane moyo dombo zveshuwa. Nanhasi kana kuda kutaura pane musoro wemwana shuwa ? Ko kuchingotaura nhai veduwe ? 🙆Pamusoro apa, kuviga musoro ini kuri kundibanda pamoyo chaiko. Kuramba nemusoro wemwana veduwe 💔Nyaya inondipa shungu iyi ndohwa kuzarirwa neshungu and inondikanganisa zvekuti , ndakatohakira. Kusvika pakutofa munhu achiramba kubuditsa musoro waTapiwa ko kana vakabika ngavataure ka nhaimi. Zvakaoma veduwe, mhondi dzarwadzisa idzi .speed manyama yarohwa nemukadzi wa Tapiwa Makore snr yoo Tilder amboda kuteera azvitadza kkk asi na Thanks vachafumurana chete

July 13, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Onzi Ane Chipo Chechi Zvekuda Kuto Hoster Mashow Hazvisi Sex£ually Transmitted Zvekuita Commedy

Saka mhofela apa ane achiitei. Talent rake reririreyiChaka Chaya kwedu ku EU come in NumbersGood Mhofu ndokuchangamuka uku kwete vanongofambira koita noise kunze kwenyikaEverything has a start im happy 😊 for him and the progress lets go and support in ndato ne ticket 🎟️ rangu im happy 😆 again this time munenge musiri mu VIP nesu but makabata Mac

July 13, 2023

Patricia Jackie Kuenda Kuchikurubhi Konovhima Maitt Those Pictures Akafitwa Meuniform Zvake Mura

Ska Patricia jack aenda kuchikurubi ko diii anoda kurwadzisa cat family nxii 😏Vakangoona zi Patricia rasvika kuchikurubhu ngavarikandewo imomo rinepamuromo tsereki kana kumbotanga varikwapaidza rozodzokera kumapurazi rava kuziva kuti pamuromo hapana kunaka rakazungairaSaka vanhu havachabvumidzwe kuenda kuChikurubhi because kuna kamuchacha 🤣🤣🤣Anga achida kunoona kuti size yeuniform yaJoey inowanikwa here vagare vasonaMai tt chikurubhi chacho ndechavo here kwana haupengi kunoenda ada kuchikurubhi

July 13, 2023

Zuva SeZimbabwe Toti Chiuya Be V11 Ramadamboss Napirikisi Mwana Azvarwa Manje

Right Zuva chihuya nezviV11 zvako zvenhema. You have had 3 months dzekubika evidence yako. 6yrs vanhu muchingotaura nhema about this woman pasina kana V11 one zvaro!   Congratulations Madam Boss 🎊 🩷🩷Chiya chidrum mheno zvachingoriso 👐 Zuva akanaka but haanake ndosaka varume vachimusema 😄   Anekakudika kuvakadzi uku but kuvarume mmmm ma1 ane ropa risingagwinise blambi

July 13, 2023

Maitt Achibuda Mujeri Achashaya Kana One Pant Zvaro More Power Wasu Apfeka Zvese Zvakunyanya Respect Hembe Dzemunhu

Chikiti achibuda mujeri achashaya kana one pant zvaro, hanti mukuwona kuti ngito iyo iri kusara ichipfeka mabrugwa amai Titi kaa🙄🙄Achaadhambisa nemabhora mirai henyu muone ohhhKkkkk hanzi Ngito haaa guys musazodaroZvimbori paiko zvipoko muchamuka rini kandi🤣🤣

July 13, 2023

Chipo Trouble Causer Onzi Asatsike Ku Crowborough North Hama Dzemurume Dzinoda Kumubvisa Ziso Voti Ndiye Akauraya Zvakaoma

Zvisinei regai timbochema mufi...Usatsike kuCrowborough iwe Chipo unobva neziso one..."Ndiwe wakauraya, ndiwe wakauraya."Takumboita zvekuimba kuno kurufu tichiperekedza hedu mufi .Sorry hadzvadzi kuuya nehasha RIP kungoti mabhishu acho haasisina kana matyira even murufu chaimo💔💔.Majoki kuda kutotsvaga sympathy pano nonsense.Urikuda kupemha mari yechema kuti ustoke hako maziblich aunotengesa hanti?.Manje uchaidya nemuseredzero.Mufi arikukuvinga sechipoko.Kambwa..Yohhhhhhh vanhu mune makuhwa and pane atoriko kuCrowborough North ari kupa Ghost info👐👐👐👐👐 munhu munhu shuwa muno waneikoNdiri seni uyu chipo wenyu uyu handina kubvira ndambomufarira ini 👐 Mheno zvaangoriso 😁 Yaa ane spirit of evil.. mhondoro dzesango dzofeeler ✅Haa iye Chipo the trouble causer

July 13, 2023

Munamatireiwo Chipo Trouble Causer Ochema Baba Vevana Zvawafa Vana Ndochengeterwa Nanikoo

Rest in peace mrume waChipo😭I asked myself the same question. It's not like the dead husband will see the post , why ask him questions on Facebook 🙄. Vanhu vema skits ava everything is an opportunity for them to trend 🚮🚮🚮Ikohino hakuchemewi uchifenda unochemera mumoyo uchinyaradziwa pa fc bookMakanganwa vekutorwa mapikicha vari pakati pemakuva vachiratidza kugwadziwa kwazvo. Zvemazuvano kwave kungo tsvaga contentYohhhhhhh vanhu mune makuhwa and pane atoriko kuCrowborough North ari kupa Ghost info👐👐👐👐👐 munhu munhu shuwa muno waneiko

210 211 212 213 214