Eve Dadi Mafumo Hauna Moyo,nemarwadziro anoita kushanda Mari R5150 yebhero uchaunza hako kukuregerera asi mbavha hadzidi kunzwirwa tsitsi Hauna Moyo kutondiblocker hazviko,ndakakudembera kakawanda Seiko uri Runner mbavha
Pafair chaipo ndakatozongozvitambira hangu kuti inini na Anna Chibaby Honde hapana kana kurambana kwatomboita isu 😥 📷 Teezy the Comedian Pafaire tichatouya kumuchato.Zvamakugona kuita ma skit mese kudai it's a step ahead.Tinoda muchate ❤️♥️ Muri maSoulmates you guys hamusiyane zvachose,dzokeranai hazvina mhosva zviriko everyone deserves a second chance Wakakomborerwa Annah unotowana tym yekuita maskits naX wako haaa inini musi watosangana naX wangu ndomu seremura gotsi nedombo chete
Hanzi na Tanya " Nhai daddy mukauya ku visit ku school kwangu mouya makapfeka dhurezi here ? "🤣🤣🤣 Ndastika mufunge , ndazongoti Jean trousers 👖 🤣🤣Ndopaucha tsanangurira mwana kuti beche randaka namirwa haridi ma trousers ,roda zvinofura mhepo🤣🤣🤣🤣 Ndangoti mutodo mwanangu , ndiye zii hangu 🤣🤣🤣Dai ndisiri Celebrity unoti kune mwana ukabvunzwa kuti baba varipi ita kuti vakafa , zvino hapana asingandizive kuchikoro kwacho ikoko🤣🤣🤣 Maticha acho na headmaster they follow me pa Facebook🤣🤣🤣 Imi hameno , ndikoko 🤣🤣🤣 NO MATTA DE MATTA ndini baba vake hazvichinje🤣🤣🤣  
Yaaaa ndokupedza masports uku shore werodone 👏Zvoda kuti wobika wodya kana kwasara nyama worasa akatarisa mupurisa🤣 Kkk and pari safe unonyatsobika wonyatsodya wosuka maplates ako wotomboresta zvako wozosimudziraI prefer kuti police yongosiya vanhu vachiita zvavanoda no to traffic offense mbavha dzoita zvadzoda coz hatrage yacho its too much day rauchatakurwa nematsotsi oponera pablock ndopauchaona kuti
Tally Ndudzo Murume Waasikuda Aonekwe Azotsvagwa Dzafambirwa kkkkkk Dimple man tattoo man aaah zvinhu zvacho 2023 chipera 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Kkkkkkk dzafambirwa nyaya dziye kkkkkkkkk,,mafira Kureva will never disappoint 😂😂😂😂
Zorora Murugare George Chigova wasiya vana vachiri vadiki 💔💔 tichitenda Ishe achavachengeta . Go well 🕊️🕊️🕊️our goal keeper,go warriors go 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️ 1991 to 2023 💔💔💔💔💔 vechidiki tapera veduwe Ishe tinzweiwo 🕊️🕊️🕊️🕊️I'm really hurt mufunge by his death. I didn't know him personally but ndarwadziwa
Wanhu we parking kushugurudza munhu kusvika pakuita heart attack. Where is the humanity.''City Council tauya ne$70 yenyu chitipaiwo munhu wedu wamakauraya'' Chiwanza family demonstrates at Mutare City CouncilChiwanza Family is currently staging a protest at Mutare City Council following the tragic loss of their beloved member Innocent Chiwanza. According to the family members Chiwanza Collapsed and died after a heated argument with Mutare City Council Officers after they had clamped his Car. Via : Diamond FM#RIP 💔 It is with a heavy heart that we announce the unexpected and sudden passing of Innocent Chiwanza, mutare based photographer and Journalist. He collapsed and died of a heart attack yesterday ( 08 Nov 2023
Thabelo Mudau Themen Blessing aironga na J Israel kuti anyepe kuti mukadzi we chi 2 wama kandiwa uye kuti akabirwa mari..So Blessing na J Israel vakati vaizo rehersar mu hotel.So pavakaenda muhotel havana kuziva kuti maive nemacamera so pa vidio vanobuda vachinzwika kuti pa live yatichazoita unofanira kunyepa kuti ndodanana na Makandiwa but iye blessing anobuda achitaura kuti but baba vaya havaite zvema Girl friends ngati tsvage dzimwe nhema... Musikana uyu aishandiswa nevanhu vanenge vachida ku tanisha or kunyepera Makandiwa saka kana achinge anyepa aizopiwa mari...So nguva yese aigara achibuda achinyeba kuti Makandiwa azodai vanhu vachitomu biliva but chokwadi chakazobuda day ravaiva muhotel na J Israel vachitsvaga nyaya yekunyepa after meeting yavakaita akabva
Gurukota rezvekufambiswa kwemashoko neposvo, Cde Tatenda Mavetera vakaparura chirongwa cheNational Cyber Security Awareness Month, icho chichabatsira nyika kuti inge ichiumba nzira dzekurwisa mhosva dzinoparwa pamasaisai (Cyber Security Strategy) uye kuchengetedzwa kwemashoko (Data Protection Act). Vanzwei vachitaura . . .
Lorraine na Anna ...handina mashoko akawanda musiyane nevarume vevanhu mugadzike zviuno pasi muchatewo sevakaita Ukene weku Nigeria tipemberewo tifare ... Munoti muni mu Zimbabwe hatidewo vana vanodadisa seavo ...Lorraine usiyane na Tinashe uyo haambofe akakuchatisa muchato iye ainevadzi hobho and Anna usiyane nedatya iro Shugeta chero iri ex wako varume vazere muno chero mukaita ma 40 years musina kuwanikwa muchitsvaka venyu varume chaivo vanochatika navo not nonsense dzose dzatoona muchimisira zviuno mudenga nemazamu kugara panzvimbo haagone akutoita zvekugara muhuro dzikamai tinodawo kudya zvakanaka zveNyika ino nemi