Iiiiii Jowi hausi watova ne50 years iwe hanzi naMalume Facebook ndeye mabelow 40! 😂😂😂😂😂😂 ndozvakaita ma under 40 year olds here izvi ??? Kuita nyama dzachepa dzatonetawo nekusandurwaFace yakashinga iyi haaimbokona kuvhara vnhu ummm yega itor ne criminal record isati yapara mhaka ychooDai ari umwe achirega zvekuwedzera tsiye izvi.ndiyaniko akamunyeperawo Kuti zvakamunakira futi vanhu musadaro kkkkkk
Wikinero kuma sowe vanozvida here izvi kushayisa chitendero chana Madzibaba Abhuramu hunhu kudaiWikinero hasi mupostori kaa uyu kkk anongoendawo kumasoweNdosaka akazviitira kuInstagram... Anoziva kuti mapostori mazhinji anongoita zveFB chete 🤣🤣🤣 Iwe watonovhomora 4to ndiwe washata🙄
I miss you MuraNdobata aniko ndibhadhare zvikwereti zvacho abude mujeriNgaabude shuwa aone kurema kwamai Dzabu,ha ukaona uri clebrity usina kuti makorokoto hauna rukosho,nevaroyi vakapembera nekupururudza mucomment section,ha ngaabude aoneNdamusuwa bt ngaambogarako rumwe tumbwa tumbofa nenzara vanga vajaira kuvhura tuma page twekutuka mai Tt manje muchatuka aniWe are at peace kunge munhu abuda mu abusive marriage,regai zvigarire ikoko
When physical and menttal imagination collide in front of a celebrity u jus assuming tt taste of him...wake up and start doing that t ur boyfrnd rather wasting ur 3 time squirts kumumu wenyika yeseUyu munhu ndamuziva anofamba achinyepera vanhu kuti ane Mwana naFreeman🤣🤣🤣 kwana iwee tsvaga basa ushandeThat's not cool at all, vanhu mave kuzvinyanya nema ghosts hazvichanakidzeCan’t something be done about ghost accounts because iiii the way they put so much effort in hurting others kaaKkkkk ighost amana ka kkkk maghost anenge akauya kuzoparadza ghost iroro rakamboenda ku fashion police rikanoti vhoterai Ed akatukwa seiAkarambwa naTariro chete munhu avhura acc iyoyi
Eyeee akadzura mapost erufuKo vekuda kubatwa maoko pa social media vatochema kare vakanyarara iwe ka iwe kutibatisa maoko a X ndosaka wakadzura ma post waiswa pa corner baby daddy haasi husband ndi X, wako waunozogara makumbo achauya ega hakuna guva rema singuru kana zvaramba
The only woman whose happy is the one whose the ONLY oneAizvizia kty pane zvichabuda anwae akasiirira ku underliner topic nekuisa fullstop🤣🤣🤣Its beta kusuffer uri mu range rover uchidya norivha🤣🤣Pee Dee arimumba anokonzero yekutuka side chic kuti huree coz anenge atora waunenge uchiti wako usingazive kuti wakasanganiswa naBishu .. kana ayenda murume newawada ndizvozvo..but chandinoziva shiri inemuriro wayo hairegi chero nyachide akazosara nemurume anongodazve vamwe kunze ...munhu akadiwa nemunhu wemunhu anoona sekuti akanyanya ummmm kusaziva munosiiwa sezvaaita ayiva mumba or kusasiiwa asi chihule hule haaregiHazvirambidzwe kuzvisimbisa, kuita side chick zvorwadza tisanyeperane guysMaanodivhambele Divhambele uum saka vakadzi vari mumba havarwadziwe here?? Vangani vamurikuona
Zvino akapfeka zvamoda huchiri hupenyu hwake here??? Ngafeke zvaadaAkatadza ndeakavasekerera kubva pekutanga vakutoona kunge Facebook ndeyavo nxaaaaa nechando ichi munhu onzi pfeka dress kkkkkkkk zvakaoma rimwe godo richauraya varidzi varoMbuya ye pakona iyi yava kutopenga akaita zvamunoda imi life inenge ichiri yake here pfeka zvaunoda joey munopenga mbuya imiThis magogo is losing it, you have failed in life, 3 decades in UK and you have only 1 incomplete house....panoTaurwa nezva Joey Nyikadzino nyararai kuti hlooo, you are not on the same tax bracket. Murizera rake what did you do with your time musatinyaudze, Inga wani muridzi weLake City came with all the paper work. Muchastroker mukada kucompete nevana vadiki, varikuchImhanyaa
Ko inga couple iyi Poki and Jnr haisi private. Mu club makazara vanhu ka umu. Vanhu vakakwana vane brain who mind their own business. These 2 have been together for years and seen in public imi maghost kungoona mupikicha 1 makutoita kunge ana Mwari judging. For your information barika is tradition in Zimbabwe and its allowed and harina class.MuZim mune mabarika hobho saka chashamisa pana jnr wacho chii kuti aite barika. Mukadzi 1st wife wa Jnr ndewe huperfect respectable wife achichengeta vana kumba. Poki ndewe having fun clubbing spending cash . She is a trophy wife so what.Vakawanda Varimo mumabarika umu 😂😂😂 Kusangozivana or kuziva mainini... Vamwe makagarira vana neProperty Vamwe hamuna kwekuenda mukasiyana nevarume vamunavo mudzimba😜😜😜
Madzibaba Wicknel Vatoita Maone Pokello she is the one who sent someone to leak these photos akarwadziwa nephoto yemukadzi uyu iyo . Akati let me trend tooAsi Poky sha huya umbotiudzawo kuti unohurirepi zvokwadi kwaunowanikwa nembinga dzakadai?.ðŸ˜Tapfidza veduwe kuno..Kungosangana neivava vekungobvunza kuti zviri sei zvinhu zvangu.Kutengerwa nandos chaiyo munhu anoita mwedzi achibvunza kuti yaive sei nandos iya apa kaiva kaquater chicken iiiii taneta plzðŸ˜ðŸ˜Zvine ropa kudhota wakamirirwa izvi...kungoenda kusleepover ukanzwa atanga kuti Chihera bbe ibva waziva kuti Mr Pemhayi vakutotanga kupemha zvavo😕
Uyo havamukwanise Leah,poki achangoita side chick until asiiwa na Ed junior otsvga imwe small house sezvaadyaira,leah is there to stayPokello mai vake vanoshandisa mushonga maiguru mungwarire henyu mai vake vakaendesa first wife ya chombo vakasara varivo varipa murume .Dai mishonga yaishanda dai tese vakadzi tigere nevatinoda