Friday, January 24

News News

July 19, 2023

Joey Nyikadzino Oita Kupisika Chembere UK Business People Like Zodwa Pokello Posh Go For Vacation Vodzoka Kumba Hautorinawo

Jowi usatinyenge mukanwa hakuna business woman anoenda UK kunoshanda CoS. Mabusiness woman atoziva vanoenda UK for holiday and shopping. Sis Zodzwa Noma and Pokello.Ahhh imi Vanhu vanouya kuno vachiita malive in . Musanyepere Vanhu imi.Imi business is everywhere stop comparing Zodzwa nezvisina basa Siyanayi nevanhu vaite Life yavo

July 19, 2023

Holyten Oti Chelsea Kuzvara Kunodawo Mai Vacho Vakarongeka Waida Kundibatirira Vakadzi Dzidzai Kuita Mari First Mozvara

I knw hamudi kuudzwa chokwadi asi zvekuita mwana zvoda kana iwe mukadzi wa ready financially. Mukadzi ndiwe CEO wechibereko chako you have the final decision. Urikunyatsoona kuti vakadzi hobho varikuchema yet iwewe unonoita nhumbu so you can join varikuchema already? It has been proven kuti kuita nhumbu usina kuroorwa will end in tears so instead of kunzwira tsitsi Chelsea,, why cant we teach her and the rest of ladies out there abt this harsh reality.Like it or not but anosara nevanga ku mjolo kazhinji mukadziHolly ten ngaava responsible achengete sperm rake,kumitiswa kwagara kuriko unenge uri murudo nemunhu not knowing kuti urikutambiswa,achawana anomuda achamupa rudo kukunda Holly ten uyoBut iye wani kim anewo mwana wake saka sei mukunhoti nangà nanga nàchelsea achà

July 19, 2023

Just To Support Madamboss Dai Achinoonawo Maitt Kuchikurubhi Tichanyatsoziva Senyika Kuti Ane Moyo Wekubereka Zvaazvara Kudai

But Pafeya Tyra unofana kunoona Feli kujeri ...just to support her ...You always say kuti you have nothing against her , Well its time to prove it.....show her love at her lowest.Mai titi lost a good friend kuna Tyra...right now Tyra could have been assisting her big time nevana ...cz she already had a bond with themProve it for social media never i guess she has better things to do Feli hasi hama yake worse knowing dat woman she will turn and say angachiwuya kuzondilicker s never Tyra chenjera

July 19, 2023

Madamboss Fans Say Mafans Amaitt Ndoana Gongomutoto Chaivo Havatozive Instagram Coxy Haisvikike Data And Vanhu Vanogeza Vanotambira Fb Kumabharanzi

Havatorina Instagram app yacho uko kukange nani ita vaende ku Twitter Mai vacho handifunge vane Page ikoko ndaa hakudi dzungu uko mowundurirwa Mai venyu mukatadza kuva defenderIko kuchirungu weee ,munoti kunomboda dzungu here ravanoswerera pano vachituka vanhu kuti varoiMozvionaka kuti mamaids followers akiti haazive zveinstagram😂😂😂😂😂inorema koda vanhu vanenge vemutv sen'ale.Pakuzoti The Advocate for Justice apo . Inziri yekuda kudya nezita rekuti justice . Haaa Kamuchacha So

July 19, 2023

Vagari Vekomboni ReShabhani Voti Patricia Jackie Todada Newe Unosimudzira Town Redu Mushure Mekunge Atorwa Pic Na Passion Java

Sezvizvarwa zvemushabani watimiririra homie ...plus wakachenaPat nhaiwe Pat wedu wekumusha kwedu  Java nhasi akapfeka zvandada chaizvo ndopakati kupfekaka apoIko kuchirungu weee ,munoti kunomboda dzungu here ravanoswerera pano vachituka vanhu kuti varoi

July 19, 2023

Mwari Anzwa Sean Oti Ave Kuroora Chelsea Holyten Babymama Otora Zvese Nemwana Wacho Zvinofadza Izvii

Chelsea woye Jihovha weminana💃... Huya uone zviri pano.Mhanya nenumber nekukasika pano pakazara mazigarinya ane nyere negodo asina kana anoti sviyo anoswera atorwa Sean uyu..Kasika tigoona kusvotesa Holy 10 naKim wake.Tumbwa twevanhu.Regai titofanosonesa maMatching African Attire enyu muri two achatopamama chete.apa he is cute kutodarika Holy 10 enda hako babes u nvr kno panoburukira munyaradziIsu tinot yakanga iri trap coz relationships yaHoly 10 naKim yakanga iri open uyu Chelsea vazvinji vedu takazomuziva ave nemwana.....akaita mwana naHoly achinatsoziva kut holy anodanana naKim😂 😂 😂 Ladies I see you muCS umu you were disappointed naSean ka 😂🤣🤣🤣🤣 makangofanana naChelsea wacho Chokwadi varume ava itsika yavo kutamba nemoyo wemunhu wavasingade

July 19, 2023

Jackie Ngarande And Pokello Hushamwari Hwakatopera Kusvika Muguva Ka Uyuu Vakananyotadziranei Havaonanani Kana Kumhoresana Vanhu Vaidya Mundiro Imwe

Pokello kubva paakapromotwa kuita mukadzi webarika akahi asiye vakadzi ava nenyaya yeclass and privacy of information. Ana Madamboss havangatambi naPokello iye ari muroora wemukuru wenyika. Ana Madamboss vanotaurisa uye ndeve kulower classJackie is truly beautiful especially when she’s quiet. Beautiful and elegant 💕💗Let her open mouth and talk haaaaa😂😂😂😂

July 17, 2023

Maitt Cat Family YekuSouth Africa Yonzi Marombe Chaiwo Donating Only 5 000rands For Mai Benyu Munonyadzisa

Out of mafans ese amai titi arikuSouth Africa ava ndivo chete vakakwanisa kucontributer when she needed help. Go mura Go!!Asi kuda munhu kwakutonzi unofana kuva nemari kni ,cuz seni handitorina mari inokwana ini wacho bt hazvimise kumuda Mura wachoKty go muraa hanzi takumupa mari hre ndezvepasocial media izvi nditadze kutumira mai vangu shuga pari ipo panobva makomborero ekty ndiwane mari kty ndakupenga hreBeing a fan doesn’t mean you ought to contribute,a fan is someone who supports or likes what you do.do not pressure people, only those who feel like contributing & can afford to should do so. Also don’t forget that the contributions were stopped !!!Ndopaunoona kuti people are just loyal to entertainment, but when things go south unoona moto wega..

July 17, 2023

Taona Paita Hondo Ketina Orwadziwa Tete Mildred Ndivo Vane Chimuti PaFb Akavaona Vapalive Anobva Atangawo

Ketsvina wane 2 days uchiti ukawona Tete Midhi vachiita live wobva waitawo ndawona mabayana tete vakati vachataura zvakaitika UKKwatete Midhu kurinani hakutaurwe zvinyadzi hautsvage pekuhwanda kut uterere kwete zveuyo anofunga kutuka zvinyadzi ndiko kwega kutuka inga wani tetez varikungokanda mabhazuka wani but zvinyoronyoro. But munhu achitofambwaKkk ndiye akungoda kuita ma live ega ndakazviona hangu manje Vangu vaneta naye kwangosara mapedzi anongotevereraTrue ini ketty ndakarega kumuteerera paakapedza nyaya dzachikiti these days kwakusvota same old zvituko

July 17, 2023

Zimbabweans Havasikufara Na Ngoni And Joseph Madziire Varume Vaviri Vari Pasilent Mode Nemarelatioship Avo

Varume 2 varipa silent mode about their marriages.Tingori hedu Mususpense nazvo zvindomundomu izvi zvakatsakatikira kumarimukaNdonhau dzekufira ana Mrs nekunzi hatifikuri hapwa But mumoyo makazara kutambudzika kkkkkkkk unhappily married series 1Rambai makanyarara kuti mwiii pple destroy beautiful things.Vanhu munotaurisawo Inga wani ndiye aitora video yekubuda muchipatara hanzi akazodzoka waniMhofu resembles virat wepa lost in love kuStarlife😂😂😂mukuzvionawo here mybee ndini ndega ndikuzvionaKana Ari Zimpraise uyo haaaaa uyo ndoinonzi ngozi zvayo , chokwadi anonamatei ,kuroora nekubva ati Ziii? I feel pity for Melisa ,isu kana zvichitinetsz kuzoti iye ! ZvaNgoni uyu anorwara chete kubva zvaamitisa akabva adyiswako nebrain zvese.

206 207 208 209 210