Saturday, January 25

News News

July 17, 2023

Swiden And Swagger Tumikono Twetsambarafuta Ndotwairehwa Senyika Takatadzeiko Hatimbotsanya

Tumikono twetsambarafuta nditwo twairehwa utwuTakatadzeiko nhai vedu kkkkk 9months dzakaendera mahara dai takarara tichimenya nzungu takawana mbeu yekudyara sure,izviii kweteKamwe kacho kanopfeka piticoti ine fundo ako kanondifizura ndikakaona ndenge ndakuda 2litres yemvura matumbu angu anomonanaChingito ichi choda unezvikwanisiro.apa vese they want to be like queen Tate.shame...zhara yega.ngavadzidze kushanda like other men.Ko tsoka yani zwayo but sviden dai arimukadzi muromo wake dai akatakura svumbu rebecheAka ndiko chaiko kamukono ke Mosquito 🦟 kkkkkkkk Kkkkkkkk Kkkkkkkk Kkkkkkkk kwaaaaa

July 17, 2023

Ngaambomira Kuraramira Vanhu Vasinei NayeOlinda Owundurwa Kulive Kwake Kuti Mari Yakapera Yaabira Vanhu Vema Co's Saka Asisina Nari YemaLawyer

Iwe OC, stop living for the public, you too old to be reporting everything on social media tokupa zvaunenge uchida kunzwa wopedzesera woti don't hotspot me. Yakaperaka mari yemalawyer coz hapana hotspot apo.Wapedzerwa hako kuLive naOC kuita kuwachiswa Ugoti apa haugone kutaura kwacho.Chirungu kuita kumhedura apa pikerere nacho😂😂.Chaunongogona kuti NEH.Pwaaaaaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂Maritah Mariah love you more gal rega ndimbovatenderedza misoro vanhu ava mazungairwa🤣🤣🤣🤣🤣 pane vese hapana. Wandinoda except da one nd only our gal. You know hey gal wandirikutaura nezvake🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣warigona rekusagutsikana nebody yaro rikanochekwa mazinyamaWabaya dhodhi mechigunwe Larissa Mari yakapera😂😂😂😂😂

July 17, 2023

Zimbabweans In South Africa Ndimi Munopesvedzera Swagger Mhama Munhu Ange Blambi Nebhora Haibo Kuripa Ngozi Ya Pegg

Ndimi mopesvedzera munhu mhamha munhu ane blambi imi itai mushe mhaniKwete tese tirikutosha varumwe Neruda kwake iwe woti mhamha vedu iwe ita mushe kuda kuita mukadzi ngaaende kumakichi ukousatibatanidzire weee👐👐🤣🤣🤣🤣🤣kamukono ketsambarafuta kakasarudza kutsvaga mari negotsi🤣🤣Mhamha vedu Swaga vatinoda tese pano vakabva kure mufunge.Zvinhu zvanga zvakaoma.Tinotenda vave parinani.Kubaka baka family ahoyi🔥🔥🥰🥰

July 17, 2023

Mildred Akaita Problem Yevanyengeri Maitt Vaitomuda Asi Zvekuti Achabudisa Marecordings Ese Zvakaoma Hazvo Tete Chimbomirai 1 Recording Rabuda

Midy akaita problem yevanyengeri yes Muraanechikwereti chake .but akambobaya live here achivatuka no.so this time vanhu ndofunga mazviona kuti Mura momuti heee ibenzi but kuti azobaya live achituka zvinenge zvabva apa.matamba mose zvakaitika zvakaitika so kuzoviburitsa ndokudiiMari inorwadza kushanda wongopa munhu, then orega kudzosa oita futi arrogance. Feli blocked tete mildred over and above owing her money. Instead of being humble, apologizing and talking to her nicely , akatovatsamwira kuti vavhunzirei mari yavo. She was throwing tumastatement twekuti mari yenyu muchaiwana pafacebook . Zvikiti zvikatuka tete ava kuvarembedza pano nekwamutoko. I am sure she got depressed. Now she wants to let it all out and possibly recover a few dollars pafacebook pacho thru stars and stuff , and the

July 17, 2023

Zimbabweans Why Stigmatisation Vanhu Vane Chirwere Olinda Makutoti Mukondombera Unonyorwa Mupassport Hatisadaro

Sorry ndirikuno Ku female correctional service ndapihwa fone 2 mins na WadheniKokana une HIV zviri necessary here to write it paVisa? Even kutonyorerwa kunzi REZA zvinoreva kuti musabata munochekwa, vakazvitanga rini vanhu veImmigration nekuti ini TB yangu handidi iziikanwe kana ndava pa boarder reDubai ne Harare😭Kana Uchida kupesana ne hama kana shamwari, itai madhiri ekukweretesana mari uoneVamwe tinenge tamuka tichiti nhasi toda kumboitawo serious nelife then booom chonyuka hacho chipoko🤣🤣🤣🤣🤣Midy akaita problem yevanyengeri yes Muraanechikwereti chake .but akambobaya live here achivatuka no.so this time vanhu ndofunga mazviona kuti Mura momuti heee ibenzi but kuti azobaya live achituka zvinenge zvabva apa.matamba mose zvakaitika zvakaitika so kuzoviburitsa ndokudii

July 17, 2023

Yaya Good Vibes Kurambwa Namuponda Suga Saka Vachaitaseiko Hembe Dzavaipfeka Dzakafanana

Saka. Hembe dzamunenge makambotenga dzakafanana munozodii Ini. Ndosaka ndchizoda kuposter murungu aroora izvi unozoita seusina kukwana🙃🤣🤣Dear Yahya Goodvibes if there is anything that reminds you of the just ended relationship that you might consider throwing away. I am ready to receive sis ♥️ hugsHaiwa Mpondasugar zvirizve finance chairo anga aita mutete kudanana naYayha ndosure.kalyf kanodiwa naYayha mmm Mpondasugar aita muteteVarikutsvaga zvavo attention vakambozviita last time anyway it's none of our business, ngavaite zvinovaitira,

July 16, 2023

Pokello And Munangagwa Junior Votuma Stewart Nyamayaro Varikuda Kubata Maghost Ese Aitaura Toshi Yes Muchamborohwa Nema CIO 2 Exposed Already

Mutukei henyu asi muchaswera marovesa hama dzenyu kumusha uko.Ghost robatika manje ndobasa rana Stewart Nyamayaro II moswera maendeswa nevanhu avaNgavabatwe shuwa vaswaradza vanhu ava. Chero muno muJoni kune vatori on run wani. Kuganhira kwese kunoti pepepePokelo na olinda vanemari ,vakura ,but show off yacho havasi vanoinyanya hre potse potse kutiratidza ndiwe 😂🤣Hatityi kununa takatosasikwa kare isu

July 16, 2023

Tete Mildred Is Exposing Humbavha Hwa Joy Everyday Sezvaaitawo Maitt Achiti Vakaba Mari Dzemarounds

She's doing what sisi Joey did pavakatanga kutaura kuti Mai TT vakaba Mari dzemaround sisi Joey moked the victim's and cleam kuti feli is innocent vanhu vema round ngavanyarare,the magogo pavakanzwa kuti joey akavhara Mari dzema stand vakataurawo kuti avhara vanhu vakataura pfungwa dzavo makuvati vanyarare , that's bulling siyai magogo vaite zvavakaitwawo ,noone is untouchable on Facebook especially uchimbotengawo nyaya dzevamwe, only magogo havana kuvanza makore avo doesn't mean kuti vachembere pamunhu wese, itai zvamoda kuitirwaTete musafe makatuka Joy again shz 300% far better dan you on everything infect makatomuvengera dat you want to be lyk her nothing elseIvo vanhu ve kwa Joey vanotengesa rei ma stands asati ava ready kutengeswa vaka dii kutanga vagadzirisa zvinodiwa

July 16, 2023

Olinda Zvaatofuta Futi Saka Odzokazve Konochekwa Mafuta Here Mmmmh Maintaining Weightloss Zvinotomunetsa

Chiri kufuta wena ziupper hand kuita kunge hip renzou 🐘Ini uyu ndakamutadza wakambonzwa masekero ake kana aripa live anosvota uyuKkkkkkk Manje achano bviswa fut mazifuta bcz aakutofuta futBete Mumukaka ini fanike mukanwa make munenge 50 year old fish umu ndinobva ndabva kuvaviwa chaiko😑

July 16, 2023

Cat Family Yoti Ketina Kufanana Nagogo Nhikwi Ngaachisiya Maitt

Ndatumwa nacaptain hanzi tsika kutiktok uone hauyite live kutiktok vakukumamisa ukaenda ikoko😄😄😄😄😄😄vakafanana chero Bvunzi kkkkkkkkkkkkk Zimbabwe kaaaaaaa inhamo zvayo asi kaNyika kanonakidza aka😂😂🤣🤣 muchatidzingisa mabasa amwe masekero atinozoita nezvamunoposter😂😂Go ketty go anodaro mafans aketina😂😂

207 208 209 210 211