Sunday, January 26

News News

July 16, 2023

Maitt Fan Arikutsvaga Wekubata Ati She Want To Pay Zvikwereti Abude Mujeri Cat Family Inerudo

I miss you MuraNdobata aniko ndibhadhare zvikwereti zvacho abude mujeriNgaabude shuwa aone kurema kwamai Dzabu,ha ukaona uri clebrity usina kuti makorokoto hauna rukosho,nevaroyi vakapembera nekupururudza mucomment section,ha ngaabude aoneNdamusuwa bt ngaambogarako rumwe tumbwa tumbofa nenzara vanga vajaira kuvhura tuma page twekutuka mai Tt manje muchatuka aniWe are at peace kunge munhu abuda mu abusive marriage,regai zvigarire ikoko

July 16, 2023

Zvinoshamisa zvinonyadzisa Tariro Gezi Otaura Kutindiswa Kwaaitwa Na Freeman Hkd Boss Let's Respect Varume Vevanhu Torega Zvechiramu Pese Pese

When physical and menttal imagination collide in front of a celebrity u jus assuming tt taste of him...wake up and start doing that t ur boyfrnd rather wasting ur 3 time squirts kumumu wenyika yeseUyu munhu ndamuziva anofamba achinyepera vanhu kuti ane Mwana naFreeman🤣🤣🤣 kwana iwee tsvaga basa ushandeThat's not cool at all, vanhu mave kuzvinyanya nema ghosts hazvichanakidzeCan’t something be done about ghost accounts because iiii the way they put so much effort in hurting others kaaKkkkk ighost amana ka kkkk maghost anenge akauya kuzoparadza ghost iroro rakamboenda ku fashion police rikanoti vhoterai Ed akatukwa seiAkarambwa naTariro chete munhu avhura acc iyoyi

July 15, 2023

Chipo Trouble Causer Akadzura Mapost Erufu Rwe X Yake Atukwa Nehama Dzacho Kuti Asatsvage Clout Nemunhu Waangaakaramba

Eyeee akadzura mapost erufuKo vekuda kubatwa maoko pa social media vatochema kare vakanyarara iwe ka iwe kutibatisa maoko a X ndosaka wakadzura ma post waiswa pa corner baby daddy haasi husband ndi X, wako waunozogara makumbo achauya ega hakuna guva rema singuru kana zvaramba

July 15, 2023

Tete Jackie Voudza Pokello Murume Haafe Akada Vanhu 2 Zvakafanana Anotoda Mukadzi Wake Kwete Marwei Vekumabhawa

The only woman whose happy is the one whose the ONLY oneAizvizia kty pane zvichabuda anwae akasiirira ku underliner topic nekuisa fullstop🤣🤣🤣Its beta kusuffer uri mu range rover uchidya norivha🤣🤣Pee Dee arimumba anokonzero yekutuka side chic kuti huree coz anenge atora waunenge uchiti wako usingazive kuti wakasanganiswa naBishu .. kana ayenda murume newawada ndizvozvo..but chandinoziva shiri inemuriro wayo hairegi chero nyachide akazosara nemurume anongodazve vamwe kunze ...munhu akadiwa nemunhu wemunhu anoona sekuti akanyanya ummmm kusaziva munosiiwa sezvaaita ayiva mumba or kusasiiwa asi chihule hule haaregiHazvirambidzwe kuzvisimbisa, kuita side chick zvorwadza tisanyeperane guysMaanodivhambele Divhambele uum saka vakadzi vari mumba havarwadziwe here?? Vangani vamurikuona

July 15, 2023

Tete Mildred Voudza Joy Kupfeka Matracksuit Hakuzi Kuchena Mbavha Yema Stands Iwewe Dress Like A Lady

Zvino akapfeka zvamoda huchiri hupenyu hwake here??? Ngafeke zvaadaAkatadza ndeakavasekerera kubva pekutanga vakutoona kunge Facebook ndeyavo nxaaaaa nechando ichi munhu onzi pfeka dress kkkkkkkk zvakaoma rimwe godo richauraya varidzi varoMbuya ye pakona iyi yava kutopenga akaita zvamunoda imi life inenge ichiri yake here pfeka zvaunoda joey munopenga mbuya imiThis magogo is losing it, you have failed in life, 3 decades in UK and you have only 1 incomplete house....panoTaurwa nezva Joey Nyikadzino nyararai kuti hlooo, you are not on the same tax bracket. Murizera rake what did you do with your time musatinyaudze, Inga wani muridzi weLake City came with all the paper work. Muchastroker mukada kucompete nevana vadiki, varikuchImhanyaa

July 15, 2023

Vakawanda Murimo Mubarika Pokello And Emerson Junior Hais Private Relationship Yavo Yrkuti Mutotiitira Noise Kuenda Kuclub Kunevanhu

Ko inga couple iyi Poki and Jnr haisi private. Mu club makazara vanhu ka umu. Vanhu vakakwana vane brain who mind their own business. These 2 have been together for years and seen in public imi maghost kungoona mupikicha 1 makutoita kunge ana Mwari judging. For your information barika is tradition in Zimbabwe and its allowed and harina class.MuZim mune mabarika hobho saka chashamisa pana jnr wacho chii kuti aite barika. Mukadzi 1st wife wa Jnr ndewe huperfect respectable wife achichengeta vana kumba. Poki ndewe having fun clubbing spending cash . She is a trophy wife so what.Vakawanda Varimo mumabarika umu 😂😂😂 Kusangozivana or kuziva mainini... Vamwe makagarira vana neProperty Vamwe hamuna kwekuenda mukasiyana nevarume vamunavo mudzimba😜😜😜

July 15, 2023

Wicknel Chivhayo Otendwa Ne Zimbabwe Yese Waita Watiburitsira Juicy Rapokello And Emerson Wicknel Kutorwadziwa Cozy Aidyawo

Madzibaba Wicknel Vatoita Maone Pokello she is the one who sent someone to leak these photos akarwadziwa nephoto yemukadzi uyu iyo . Akati let me trend tooAsi Poky sha huya umbotiudzawo kuti unohurirepi zvokwadi kwaunowanikwa nembinga dzakadai?.😭Tapfidza veduwe kuno..Kungosangana neivava vekungobvunza kuti zviri sei zvinhu zvangu.Kutengerwa nandos chaiyo munhu anoita mwedzi achibvunza kuti yaive sei nandos iya apa kaiva kaquater chicken iiiii taneta plz😭😭Zvine ropa kudhota wakamirirwa izvi...kungoenda kusleepover ukanzwa atanga kuti Chihera bbe ibva waziva kuti Mr Pemhayi vakutotanga kupemha zvavo😕

July 15, 2023

Leah Mukadzi Wa Emerson Junior Oti Pokello Achangoita Side Chick Ini Haandikwanise Yaa Maiguru Moto Pasi Nemhandu Dzinotora Varume Vevanhu

Uyo havamukwanise Leah,poki achangoita side chick until asiiwa na Ed junior otsvga imwe small house sezvaadyaira,leah is there to stayPokello mai vake vanoshandisa mushonga maiguru mungwarire henyu mai vake vakaendesa first wife ya chombo vakasara varivo varipa murume .Dai mishonga yaishanda dai tese vakadzi tigere nevatinoda

July 15, 2023

Bosslady Chichi Oudza Natalie Range Rover Sport Inotenga Mavella 2 So Dzikama Ini Murume Wangu Ndiye Atenga Not Zvikwereti Or Wemunhu

The Sport is expensive wee and it's a bigger machine with more powerful engine and more capable off road model. Velar kungonaka but u can't compare it neSportKkkk asi iye chematama uyu murume wake anoshanda ku carsale here mota dzacho dzisingapere kunzi ndatengerwa . Rega zvinzi ndedzeku hire sure pressure yacho ma1If i was chie i would buy another expensive brand not rangerover just kuwachisa and prove kuti i am not in competitionImwe yakatengwa cash imwe chikwereti argh zvinhu zvachona,,,in less than 3 months unomuona asisina akungoshandisa white bmw unobva washaya kuti mamwe mazimota anenge aenda kupi??Apa Chiedza abhaiza chaiko, kutadza ksna to cover up kuti akarwadziwa ne Range Rover yaNatalie. Uuum,uku ndokunonzi kuroya chaiko. Range yakamurwadza. She is so childish🙄

July 15, 2023

Tete Mildred Zvaikozvino Ndivo Varikurira Muma Streets Havana Ruzha But Facts

Ndovane chimuti so far, pore pore havo, smart tete mumba clean ivo vari clean, tete vejustice yemastands😂😂🤣🤣hanzi mudhoto waJoey ndiwakaparadza imba yaFelyJoey anotoroya kabisira tete vane kachokwadiiThis magogo is losing it, you have failed in life, 3 decades in UK and you have only 1 incomplete house....panoTaurwa nezva Joey Nyikadzino nyararai kuti hlooo, you are not on the same tax bracket. Murizera rake what did you do with your time musatinyaudze, Inga wani muridzi weLake City came with all the paper work. Muchastroker mukada kucompete nevana vadiki, varikuchImhanyaa

209 210 211 212 213