Shadaya ukaona achi disser ana Pearl Thusi unoti wake musikana akaita sana Amber Rose hezvoo kachisukiso zvako kanoda kukwesha nedombo chero firita re#Iphone haritoshande kurusikana gwake ugwo.. Kakasenga futi ru hair peace ingati idendere reZizi #LearnorPerishGuma kungati mutserendende wemadzvinyu The sad thing is the ones he thinks are close to him . They take screenshots from his status to come and bash him. The enemy is never far but close
Makadii. Tirikutsvagawo musikana uyo aripama pictures aripazasi akasiya mwana ane 2 years kuno ku South Africa kuMpumalanga akavimbisa kuti anodzoka in 3 days time haana kuzodzoka yatokwana mwedz mitatu tisingamuoni hatichazivewo kwekuisa mwana. Kusiya mwana aaa akatooma moyo mwedzi mitatu let's hope ari safe hake kwaari pamwe akapindana netsaona kunyika dzisiri dzedu kudai Enda ku Kempton Park mutwn ndatombomutsvagao hanzi ari kunonzi ku depering ku Kempton Park kune munhu atoendako atomuona
Unenge warambira munhu kuti ari kutambira ma Rtgs ozoona aku saina ma dhiri mahombe ku Dubai Musadaro, Anna is heartbroken, ndiye akatosiiwa, ini makudzimbira Ronda musadaro Haasi webokuharram here uyo ndiyo contract inosainwa chete wakasungira kadhuku ako Maari macho hamusi kutaura mari. Ziso iro ndere munhu arikuda kumaker sure kuti mari yake yasignirwa. It's giving Mohamed Mussa!
MaGallis Ari mumaoko ehurumende zvenguva dzino. #zimnews #zim #freeman Buditsai ma album mushe panekumboda kutanga mataurwa zvekutinyepera ..msade attention mhani zvikangobuda tongonzwa😂😂🤣🤣 Mu Zim hamuna uniform yakadai... Two Pic iroo nderepa album re Robbery Saka mukutiiko nhymi MA zimba🙄🙄🙄🙄😳😳😳
Zvanzi muskana KIKI aita mari inemumvuri nekubvisa hembe achitambisa magaro ku onlyfans Haaaa Kikky akangoita lucky remagaro chete otherwise music yake inotonhora kunge fridge Zvanzi muskana KIKI aita mari inemumvuri nekubvisa hembe achitambisa magaro ku onlyfans MUDHOTO MUKURU WASHAYAWO MBINGA...WAPERERWA PAKUSVIKA KUNOWONEKWA CHERO NEMAGARDEN BOY KU OLYFANS.....AIWA NDEWE 2CENTS ZVESURE Hanty aka votera zanu otosimba kutamba akashama ...huleHaaaa Kikky akangoita lucky remagaro chete otherwise music yake inotonhora kunge fridge
WATCH: Triple murder suspect Jaison Muvevi in his cell at Chikurubi Maximum Prison yesterday. 📹: Kudakwashe Hunda Ko kuzorara asina kupfeka kunge ari mu matrimonial bed, akapusa vanomuita mukadzi mukat umo Hayewa uyo arikubuda soon pane painzi vakaona kuti pfungwa dzake hadzisi ryt muchaona henyu nekufamba kwenguva inonzi zim iyoyo chinongorwadza ana Job sikhala vasina mhosva ndovofiramo
After all the lies and hurtful words you said now this?? Really Dorine I told you our relationship will never ever work I have more peace when we don't talk than having toxic relationship? It will never work and you know that. I love you so much but try to understand me let's leave our lives in peace love me from a distance Because our relationship will never work and without social media you know very well kuti hatife takaindirana futi so I will appreciate if you could understand that blocking means chosing peace. I hope you heal and find peace from whatever that makes you so bitter. Nomater how many times you post
Good morning citizens Vakazoradzikwa sister vedu Matho Nare veku wanikwa vakafa vapedza kuita deal rekutengesa nyanga dzechipembere kusouth Africa May her soul rest in peace vakanaka ndovanoenda zvavo.
Mudzimu haupe kaviri Thomas aka runner loss apa kwaari ari kuchema izvezvi.❤️❤️❤️🇿🇼🇿🇼 Mudzimu usina skiri ndoo wega unokupa hwakupaku yemababe akadai ana MaBrijo, Mura & crew😏 vamwe vchipihwa nedenga ana Hillary Makaya It's so easy for Titus chizhanje to get musikana chaiye chaiye wekut agopisa kudarika uyu cos ava Ana roreni vavema blesa ava maside chik Ema dhara Kkkkk haaaa ukaona mudzimu uchitokuti chemera zvakadai haukudi mudzimu iwoyo unotoda newe ujoine kugroup revadzimu wafa nekukasika🤣🤣🤣
Ehe tozviziva hamudi kuudzirwa ka.paye asi chimbono siyai following yenyu.pana Hillzy ..ndiye hake wekuimba kuti mazuva ano handichaita nharo nevanhu zvamakadzwa ndizvozvo...uye zve ndiye akaimba pamwe ndiye murooora...uyezve ndiye aka ft na Chris Martin Zimbabweans Queen Uye zve ndiye wekubva ku.SA achiuya ku funeral ya Garry wekwa Mapanzure 🤔