Tuesday, January 21

News News

October 24, 2023

Seiko Vanhu Vanehutsinye Vachirarama Nguva Yakareba Kembo Mohadi Akafenda Kurally Haana Kufa Izvi Zvakabhowa Mazimbabwean

Vice President Kembo Mohadi experienced a health scare during his address at a Zanu-PF by-election campaign launch for the Gutu West constituency, where ruling party deputy youth secretary John Paradza is running. The by-election is scheduled for November 11 and was postponed from August 23 following the death of candidate Christopher Mutonhori Rwodzi.         During the campaign event, Mohadi collapsed while on the podium and had to be airlifted to an undisclosed medical facility for treatment. Witnesses described how he asked for water and then fell to the ground. Zanu-PF officials and security personnel rushed to assist the Vice President, carrying him to a             nearby vehicle before his evacuat

October 24, 2023

Mukadzi Wengochani Mazepe Ingochaniwo Zvinotyisa Zvinoshamisa

Mkadzi wengochani ingochani🤣🤣🤣🤣Ketina anoita hunhu seiko iye arimwana we hustling         Mai ake havatozive babaake ndewejoindeventure anotaurei hunhu hwakatotaika musiiwaarumurirwa mubhawa nescud           Ahatozvigoni zvekutukana nevanhu mukadzi waMazepe akutokakama xem hazvisi zvake akupinzwa muhondo dzaasingadiiiHezvooo nhai vanhu vaMwari madii kupinda muSodom neGomora makatarira ihlai Mwari imi

October 24, 2023

Madamboss Nhema Dzawanda Movie Yakazoenda Nekupi Becoming Madamboss Yavakaendera Nigeria Ko Restaurant Yavakati Vanayo Social Media Fans Asking

Ko becoming Madam Boss rakazodii payeNerestaurant nhaimi           Ko kwaMadam boss kantini kwakazodii nhay. The pressure is not necessary though 🙄🙄

October 24, 2023

Rev Mukahanana United Methodist Mukdzi Wacho Otaura Zvakaitika Achichema Ndasiiwa Ndisina Chiremera Ndofambira Kupi

I dont personally know him but it wasn't necessary for him to do such.             We are all sinners dai akangofesana nechivi chakeWas it necessary for such a respected pastor to do this to himself over a Leaked WhatsApp Audio?

October 24, 2023

Musikana Webasa Oba Midziyo Yese Yepamba Paaishanda Avekutsvaga Nemapurisa

Hie Pamela tibatsirewo ndine sister yangu abirwa nemusikana webasa,ndikandirewo mugroup mako.           Makadii hama,ndine sister yangu abirwawo zvinhu nemusikana wake webasa kuDamofalls anonzi Maidei Magaso,aba Tv,decoder,laptop,tablet fon,grocery ne zvimwewo tibatsireiwo achiri mudhuze nekuti abuda pamba         zvekuma11 mangwanani ano saka kana paine amuonawo ngaatibate panumber idzi,tibatsireiwo hamawe 0771446097,0772949287 its urgent

October 24, 2023

Garry Mapanzure Wife Ndoudza Mwana Kuti Baba Varikupi Ochema Zvinorwadza

So painful wangu akazonyatsobvunza ega at 6 zvakaomaInini hangu rufu urwu rwakandirwadza and kuona zvakadai so zvinotoita worse.           Rufu rwakaoma veduwee 😭😭💔Mwari ndiye anorapa maronda nekufamba kwenguva asi zvakangooma.           hazvo age yamai nemwana inorwadza😭Haaaaa zvakangooma hazvo rufu rwaGarry rwaramba kubva mupfungwa dzangu

October 24, 2023

Zvinonyadzisa Mama Vee Mhosva Mushure Mekunge Vapfachura Mari Vave Kupemha Ye Rent

Wakudembaka mari yawaitambisa uchifarisa uchidya nyika rutivi uchikwira ndege kunobatana nemabeach eTanzania ausina zera nawo, hee peace of mind waitadza kuitira peace of mind yacho kuno kumusha?.           Wakadii kutaura naAnna ane beach rake wainoitira peace of mind ikoko aikupinza mahara.Mumarestaurant hatichataure, waizadzirwa matray akabva pano nekoko nemafresh chips uchiziva urikuvaka, tsvee kuorder tumakota tray.             Handiti dai izvezvi usiri kuchema rent watova landlord.Changamire you are very right hatidi munhu anotambisa mari achidyisa kudaro kkkk ngaatenge stand. Chipoko one chakamukira kuzogadzirisa nyikaNerestaurant nhaimi

October 19, 2023

Mai Bwanya Vofumurwa Ndivo Vanotonamatwa Ku Church Kwavo Kuforcer Vanhu Kuti Vavaperekedze Ku Airport Motorcade

UK mawanirwa nyasha zvichemo zvenyu zvese zvakupera mhamha Mai Bwanya is coming, asi eeee kuperekedzwa ku airport kwacho kuripamberi 🙌🙌🙌🙌🙌           I used to go to SFIM ,,,kunonamatwa apostle kudarika Mwari🤣🤣🤣🤣Ini hangu l don't understand kupinda kwavanoita muchurch kuperekedzwa ne half of the church wearing different clothes ndo               chii ichocho zvirinani hangu ndiumbe hozana ndiri pazambara izvi kuita sekunamata munhu😂😂🤣🤣ndangoti Rega ndiwonewo ku page kwavo mashiripiti andawona ndabva ndasviba moyo zvamwari azvina kudai

October 19, 2023

Kanoda Kudirwa Muacid Swagger Ngochani Obhowa Vanhu Mushure Mekunge Anyenga Bazooker Pa Star Fm

Varume mastraight muripamahwani nengito unenge Ucharepwa shureyo             Urwoo rwoda kumamiiswa rwopiwa manyemwe nekusekererwa Inowanzo tangika sanike kna musharukwa asvika           Vamwe vanopanicker Vamwe vanoliker Asi ka ndendchitodaaa😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍. Ndochida

October 19, 2023

Zuva Habane Ndakadyiswa Dhodhi Na Amai Ava Dubai Chiregai Mweya Wangu Uzorore Orangarira Zvaakaitwa Na Edith Chibhamu

Mai Ava vakamboenda nepi nhaimi  Mai yakambondipinza busy iyi.  Bho munhu but Mabasa Shem .  Hesi Kani IDHI .            At least ndakamboonavo Dhubhayi😂Apa ndopandakavona kuti ZuvaNation can fight Battles kana vachida havo.            CS yakazviramba ma blogger achindiridza everyday kusvika ku newspapers CS ikati munonyepa.            I was really down nenyaya idzi ndakadonha veduwe kuita sendichafa if it was not for Comment section hameno Handidi nemi ZN  ❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥😂😂😂😂 Sorry ndombokupinzayi busy sorry

163 164 165 166 167