Vaimbova mumiriri weNorton mudare reparamende VaTemba Mliswa vanoti dzimwe dzimba pamusha pavo kuShurugwi dzakapiswa nemheni. (Mifananidzo Mliswa Team) Temba Mliswa Imba YaKe Yatsva Nemheni Zvese Kuparara ππππ Nhai Mwari znema Onion π° Zvese Zvatsva RIGGING ELECTIONS DESTROYS EVERYBODY AND EVERYTHING EVERYWHE
Maturity Forgive and forget life Goes on who are you To Judge Good gogo vazhinji varikuzviita havasati vabatwa chete....well done. Tirikutodzidza so ndokuti amai uku....ndiyo till death do us part...chero mukuhurirwa vakachengeta chitsidzo.. Brave and strong mother.Problem ,Bible verses can be used to defend anything in this World, that's why vana Papa vachirishandisa kubira vanhu ,why musina kuvhura verse rekuti mubairo wezvivi rufu? U all see reverend se sinner but his woman knows him as a caring and good husband. Sska she was ryt to defend hrr man
Ex wife yaComic zvichiri zveabuse or yatova bitterness coz uhmm pain yamunayo inenge yaMazepe yeCOS umwe achafira COSAbuse yakaitika but problem comic vane mafans anovarwira muZim kana uri celeb or socialite you get away with anything Kazhinji panotaurwa chokwadi inonzi ibitterness akaenda nyika dzakawanda Munya uyu ozovhunduka COS yaakungoitwa chero nani zvakeAgona ataura. We are waiting for Mary Chiwenga as well. Toziva achataura kana general vafa. Uyo atotaura coz the beast is far away. Chii chinganzi munhu arwadziwa nekt munhu aenda kuneimwe nyika. Muregei ataure.
Regai nditende sekuru Mambo Chizera Mhondanyama nemudzimai wavo Ste Tsheda Shava haaa guys kana wabatsirwa zvinhu zvako zvikafamba zvakanaka dzoka utende vakakubatsira .Sekuru muri huchi haaa mari ndaanayo. Hongu ndakaromba Kuromba uine mari haisi problem ππππMutemo wekuromba 1 haunwi beer πΊWosvika kudenga wonzwa kuti kuromba hachisi chitema
Madamboss Pamelah Tamirah imboitawo uchindituka kuti vanhu vasafunga kuti ndini iwewe ππ "Hapashaike atobhilivha kuti Pamelah Tamirah ndimai Dzabu zveshuwa Madam Boss kutuka kwacho handigone regai nditsvaga ma lessons
Uyu ari neboys rake rainzi top 6. Achiri kuti ndokuita thing. Mufesi uyu akashurungudza vanhu ku Karoi uko hake. Ane utsinye murume uyu akarovera mota yangu akandibhadhara $100 pa $1400 damageHurombwa ndopahukashatira chete kubva kwawakaita pa Mp panga wakarombera hona zvaakuitika PLUS hutsinye nguva yehondo yeminda wakaita zvinorova uchitorera varungu zvinhu ,muchivarova nekuuraya makanetsa ne Zanu imi yakazokusvipa zanu yacho futi Farm rako raukatora kumurungu akabuda murungu iyeye asina kana nduwe achisiya farm rine over 1000 mombe and property iri over 3million zvakupfuka kaaMutemo wekuromba 1 haunwi beer πΊ
Zvakaoma ndeapi masocialites Ari akuenda kuguva raGarry vonotora mapic without family permission sister va Garry vachema chema All because Mudiwa hood was the first to go soon after burial now ve clout chasing vatanga disrespecting the family People grieve differently veduwe chimuregai she is just a baby kungoti garry was a celebrity its very unfortunate kty ma fans ake myt do it without thinking kty vakurwadziwa family yake titende Ndatombobva kuzvitaura. Vanhu vasina kuwana mukana wekuenda kunhamo ngavachimirira manyaradzo plz ma ferebhiriti zvakwana
Iyi ndiyo fraud yekupedzisira iyi.Men don't be fooled kunzi unoita smart that's nonsense.Gezai muchenge chete. Team rese rakachecheudxwa munobvumirwa kuvhotera Zanu pf cz sarudzo dzisina basa makatoita kare Asi ZANU PF isadaro soo πππ, yakatanga nezvihuta then this πππNdikafunga tiri ma buk 4 zvichinzi anenge abvuma unopihwa 2 ma Udiwo plus ma biscuits nxaa ππ itai mega
ZIM dancehall star, Sylvester “Freeman” Chizanga, was once a drama king and, by his confession, very naughty. Today, his life has changed so much he rolls in sleek cars, hangs around with big shots and wears expensive labels. It’s hard to believe he once failed to raise US$1 in three days. The incident occurred when he was fired from his job in Snake Park where he worked at a ZIM dancehall star, Sylvester “Freeman” Chizanga, was once a drama king and, by his confession, very naughty. Today, his life has changed so much he rolls in sleek cars, hangs around with big shots and we
the sun rises over the bustling City of Harare, Felistus Chipendo, best known by her stage name Feli Nandi embraces each day as an opportunity to do better than the previous day. The talented singer, songwriter, and fashion designer lives a life of limited activities, but commitments with a zeal for success. She values her mental wellbeing and physical fitness as she commits to her business. Feli Nandi says she is not much of a social media person as she fears falling victim to cyberbullies. There is so much hate and negativity on social media, according to the songbird. NewsDay Weekender caught up with Feli Nandi who shared her life away from