Tuesday, January 21

News News

October 28, 2023

Shashl Onyadzisa Kubatwa Achinyepa Zvake Makore Okuberekwa Zvinoitwa Na Lorain Guyo

Born on 25 December 1996 Shashl akazochinja makore nekuti she is now famous😂 her sisters are Sheri’s Moyo and Terkis Moyo ndikuuya neguhwa remusikana           Unotoshaya kuti munhu anonyeperei makore apa tichingoona kuti pamakore matsenga 😂😂🤣 aah what’s the use nhaiShe thought she was 23 😂            She actually looked like she’s in her early 30’s to me           Havadi kukura vanhu ava kkkkkkk iyezvi hanz mabrijo ane 19 then Lorain 23 kkkkkkkkkkkk amanaiwe vanhu havasikuda kukura

October 28, 2023

South Africa Uko Swagger Ofumurwa Orwadziwa Nehupenyu Hwa Sviden Zvaita Atukwe Nevakawanda

Kachipoko Kaya kainzi pegiIni personally I think ane dzimwe nguva dzaasingageze kumeso kuitira kut make up isabve nekut no one in their right senses angamukire kuisa makeup oita live na7 am         Ndaikupemhera wani pano mwedzi wega wega iwe Swaga wataisimboda nemoyo wese ndichitukwa nevanhu kunzi kaghost kako asi ndaingoshinga😭Asi mari yese waipedzera kufoundation muswere wese uchingopoda.               Nhasi wakurwadziwa naSvidhy nekuti ndiye watakuda nemoyo wese.Move on Swaga hatichinei newe.Hatichakude TESE zvamuliii.

October 28, 2023

Hondo Dzengochani Mu South Africa Swagger Otumira Sviden Matsotsi Kuti Abiirwe Nekupondwa

Hondo dzengochani dziri kupisa kudarika yeRussia neUkraineIni ndikuona kunge kamurume kaya kaive akaguguchira ndiko kakatsvaga matsotsi nokuti kakaona zvese zvirimumba         Ndarwadziwa😭😭😭Ndianiko akutumira matsotsi kumukuku wamummy Svidhy vedu vatinoda TESE pano😭😭😭             Ndiri kususpector kaSwaga ndiko katisisade pano ndiko kane godo hakuna mumwe ndiko chete😭😭😭           hasi swagger guys I stay same area nasvidy now the place is not safe ànymore matsostsi anyanya mu area vanopinda Mumba vanhu vakarara zveshuwa.kana car hijackings .

October 28, 2023

Bee Wezhira Onzi Zvaakafanaba Na Tock Vibes Asina Firita Zvakaoma

She is slowly replacing Toky vibes             Bee Wezhira Real life and  pictures which are filtered Zvashamisa vakawanda munhu 1 here uyu            This girl is very good she doesn't deserve to be trolled like this and besides kana uri musikirwo wake murikuda aite sei

October 28, 2023

Poita Hondo Shugeta Girlfriend Opopota Anna Honde Rega Kuposta Mukomana Wangu Uchionererwa

Ngoma ndiyo ndiyo Ex Father Venyu vari fit Anna Honde Said posting Shugeta Zbabjowa zvurrent Girlfriend Yake        Mukomana achirikudzoka kupoto yake inomuitira kapfuko chayiko         Mombe payakamwa mvura haimbofe yakapakanganwaIni ndakagara ndazvitaura kuti payakambonaya ikajenga napo ikazonaya zve hairegi kuyerera neipapo chaipo ekizekri         Kana mapedza kuseka comment yangu     chindifollowaiwo anhu wee hamuoniwo sei kuti ndine page😂😂😂😂😂Mvura hairegi hayo nepayakambofamba napo zvirikubuda so suwiti

October 28, 2023

Mai Mazowe Mbinga Yechokwadi Vatoendesa Vanhu 4 Ku UK Olinda Anotobiira Vanhu Varikutambura Mbavha Millionare We Fake

Ichooooo iyi ndiyo yega mbinga kuchando vamwe vese garai pasi sit down hamuna mariiiiiiii...         Mai Mazowe vane dzimba kuchando dzinodarika 10.Gore rino tumasocialites twese tunosvuuka muromo nekunanzva mukosho waMai Mazowe kutaimira COS 😂😂😂😂😂             Ana Orinda vaitobira vanhu mari vachinyepera kuti ndokuunza ne COS ava ndiwo m sponsor manyamaIn 1 month vabatsira vanhu 4 haaa wozoona umwe anouya achiti Gucci yangu mhai

October 25, 2023

Rue Samaz Arikupembera Otsiurwa Usafarire Kurambana Kwamai Na Baba Banda Why Uchida Nhamo Dzevanhu

Hidey   I come in peace with all due respect  Imi Mbuya masiriri it’s time to tell you the truth. You need to heal from your childhood traumas. It’s haunting you and it flows to the people around you. Go for therapy because you are such a wounded, bitter soul.           Why do you enjoy downfall dzevanhu? Especially women. You rejoiced on Chikiti’s breakup, you enjoyed in Mbuya tea hobvu’s breakup and now you are rejoicing in mai Banda’s breakup.         The fact that you still cry about being abused by your dad as a child today shows kuti hausati waita inonzi total healing. The way you rejoice when people break up ritori zimweya iroro. You need to stop, take a goo

October 25, 2023

Zvinotyisa Zvinorwadza 3Year Old And 4 Year Old Vofira Mumota Mavanga Vasiiwa Nevavereki Susan Chirupani And Concilia

*Toddlers suffocate in vehicle*    Story by Tapiwa Machemedze            TRAGEDY has struck in Shamva after two children, both under the age of five, suffocated in a vehicle they were playing in.         Four-year-old Kudakwashe Magombo and Kuziva Koffi aged three, died on Sunday after the vehicle allegedly locked them inside.         Mashonaland Central Police spokesperson, Inspector Milton Mundembe said the two kids were left alone by their parents Concilia and Susan Chirupani.         The parents left the children at 10:30 in the morning only to return at around half past three in the afternoon.     &n

October 25, 2023

Stunner Zim Oti Ndiri Nani Pana Nelson Chamisa Ndine Zvinobatika Muhupenyu

"I made better achievements than Nelson Chamisa" said Stunner.         RIGGING ELECTIONS DESTROYS EVERYBODY AND EVERYTHING EVERYWHERE …The recent financial development is very disturbing but it is in itself an indication of the bad politics and flawed government arising out of and from a disputed, flawed and bogus election.          I hear that Banks have stopped giving $USD loans. This will have far reaching ramifications on industry, commerce and the economy at large.         As of June 2023, RBZ reports show that 94% of the loans are denominated in USD while 6% of the total loans were in ZWL. In terms of deposits, 88% of total deposits were in USD while 12% were

October 25, 2023

Paul Mwazha 105 Years Old Ndinoita Sendine 50 Years Otaura Chaita Ararame Nguva Yakareba Aine Hutano

Leader of the African Apostolic Church, Archbishop Paul Mwazha celebrates his 105th birthday. He was born on 25 October 1918.105 years and still going working for the Lord 🙏🙏🙏         Woooooow ,Happy birthday Daddy #ARCHBISHOP_ERNEST_PAUL_MWAZHA. ❤️         I tap in your anointing and grace of LONG LIFE . 🙏   OUR generation honors you Sir 🙏🙏🙏    African Apostolic Church leader Archbishop Ernest Paul Mamvura Mwazha is celebrating 105 years today.         Born on October 25, 1918 in Chirumhanzu area, Midlands Province ,ZIMBABWE.         Archbishop Mwazha formed his Church around 1953 and he has a massiv

161 162 163 164 165