Tuesday, September 17

Mai Rokadhiya Nhai Mwarii

Ndikurwadziwa guys kwete mbichana.... Yes sis vakuda kundisvotesa.. Muvhunzo wangu ndewe kuti akanzwa nani kuti ndoda kutenga mota? Handitambi naye handidi kumuona.. Yes baba roka vakandinzwa ndichitaura nezve nyaya ye mota vauya kuma skits.... Yes akundisvotesa.... Why basa rangu rakapera look last week?
Sure mota ndakakundikana kuitenga last month

 

 

 

 

Zvese zvavari kutukana zvizhinji kubva day 1 ndezve chokwadi handina hangu kuda kuzvipindira cz vanozivana...

Muvhunzo wangu ini ndakakutadzirai chii mese?

 

 

 

 

 

Sorry henyu weduwe kana ndakakutadzirai mese.. Ndokumbirawo musiyane ne life yangu mese.... Murume ndakakupai wani ko ini kundiitirawo hutsinye mese henyu muchitadza kutsiurana.... Sorrii zvenyu mese muri 2 zvakwana zvandanzwa ndaabhoo..

Handizivi kuti marangana here? Kuti mutukane im confused 😭😭 sorry zvenyu please

  • Share: