Wednesday, September 09

Mukadzi Ouraya Murume Nechikomba Chake

.Ndirikushaya Rugare ndoitawo sei hama

 

Ndinoda kureurura kuuraya murume nekuda kwechikomba. Ndine veukama varimuno vanoiziva nyaya iyi asi ndangoti ndiuye ndiri hidey kune vasingandizivi. Ndanga ndakaroorwa kwe 6years nemusoja tichigara kuGweru,ne vana vedu vatatu, but ndaiva ne boyfriend yandaida chaizvo before ndisati ndaroorwa zvekuti vanhu vaifungira kuti anondiroora. He was my high-school sweet heart.

 

 

 

 

He traveled to the US after University ndokuparadzana kwatakaita ndichamuti Chris*. Ndakasara ndikazosangana nemurume akazondiroora, Our married life was great until Chris* adzoka kubva ku US, that was 7 years later kubva paakaenda. Akati achisvika akanditsvaga kusvika andiwana, ndakashamisika munhu achisvika pandaigara apa murume aive kubasa. Ff takazotanga kusangana achindiudza kuti arikundida back apa ndaiziva kuti murume vangu anotondouraya chete. Ndikati zano nderipi, ndakagara pasi ndikafungisisa kuti vandaida chaiye ndiani moyo vangu vakasarudza Chris* and I knew the only way out kutouraya murume. Ndakaita mwedzi wese ndichironga and ndichionana na Chris* ende aitoziva hurongwa hwangu. Akanga anditi ndinosiya vana kwaamai vangu ini naye toenda kuUS.

 

 

 

 

 

Rakasvika zuva randaironga ndakange ndatotenga poison yacho, vaive musi veFriday akauya kumba akadhakwa. Ndakamubikira chikafu chaaifarira ende musi vacho aindirakidza rudo rusingaite but ndakazviti no my plan is in motion don't lose focus. Ndakamupakurira akadya ndokunovata, ndakasara ndokutandara hangu nevana, apa ndaiziva arikubva kudoro saka zvaizongofungirwa kuti akaisirwa poison mudoro. Musi uyu ndaendesa vana kunorara ndikarara paSofa zvangu. Mangwana makuseni munhu anga atova c

 

 

 

 

 

hando, kuswera kwezuva pamba anga atove mariro, bvaazonovigwa kumusha. Ndakadzoka after a month ndiri kumusha, tikagadzirira nyaradzo ikaitwa zvikapfuura. NaChris* taingotaura pafone. It was in April and we had planned kuti toenda kuUS by August ndo processor Visa rangu. Which he told me kuti aiziva munhu anogadzirisa. I gave him ma documents angu and thought zviri in process. He came to see me thrice kubva pakafa murume. Pane mari dzekubasa kwemurume dzakabuda and I gave him $3000 dollars achiti he will top up for the money needed to process everything. Come August, phone voicemail, Chris* anga adzokera kuUS 😭😭😭 without a word, apa murume

 

 

 

 

ndauraya, mari ndamupa🙆‍♀️🙆‍♀️ ndakagara pasi ndikaridza mhere. Ndakaita 2 months ndakazvi isolater from the rest of the family. I was depressed kusvika ndazoudza my mom and a few relatives zvakaitika. My mom was very angry, up until now I'm not at peace with myself. Munamato vangu every day ndevekuti Mwari wandiregererewo... Ndakatadza zvikuru😭😭

  • Share:

Info News

Divorce & Family Law Attorneys: Navigating Legal Challenges

Divorce and family law cases involve sensitive legal matters such as custody, support, and asset division. Individuals seek experienced attorneys to guide them through these challenges.

rnrn

Keywords like “divorce lawyer near me” and “family law attorney” are highly competitive. Content should focus on legal processes, rights, and outcomes.

rnrn

SEO-friendly articles that provide clarity and support can attract high-intent users. This niche remains profitable due to consistent demand for legal services.

rn

Mesothelioma and Asbestos Exposure:

    rn
  1. Understanding the Risks
    rn Mesothelioma is a serious disease caused by prolonged exposure to asbestos, a material once commonly used in construction and industrial environments. Individuals exposed to asbestos fibers may not develop symptoms until decades later, making early detection challenging. This condition often leads people to search for specialized treatment options and legal support.
  2. rn
rnrn

Patients diagnosed with mesothelioma often face high medical costs and complex treatment plans. Accessing experienced healthcare providers and understanding legal options for compensation can make a major difference. Awareness of asbestos-related risks continues to grow as more individuals seek support and guidance.

rnrn

 

rn