Tuesday, January 21

News News

October 16, 2023

Fear Women Ochema Zimbabwean Foot baller Tendai Ndoro Otorerwa Zvinhu Zvese Nemukadzi Mushure Mekunge Aisa ZVese Muzita Rake

SAD PAST๐Ÿ˜ž     Zimbabwean footballer Tendai Ndoro signed all his properties under his wife's name not quite long his wife divorced him,         To make the matter worst all his properties was given to his wife even his personal car, house and everything that he owns where all given to his wife ๐Ÿ˜ž         Fear woman ๐Ÿฅบ๐Ÿ’” Credit : #kingsolsports

October 16, 2023

Imba Yamai B Mushandi WaMadamboss Yakabhenda Chokwadi Mukadzi Haaite Uya Achinyepa Anovapa Mari Kukunda Masoja Nemateacher EmuZimbabwe

Ndiyo imba ye munhu anonzi anotambira kudarika masoja ne ma doctor emu Zimbabwe here         Kkkkkkk imba iyo inotibvisa pana Mwari ndikubva kusvondo na madamPamwe rotori ghost ramai Bee vangoti regai ndinyorewo anzwe           Asi tyra kah Mwari avenewe mai b vanemakore mangani vachikushandira asi unowana mari dzekupa nekuitisa vamwe vanhu muchato asi munhu anokuchengetera vana vako ukutadza kumuitirawo zvaunoitira vamwe,           ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญitirawo mai bee something ahhhhh mai vaya vanokuchengetera vana and keeping your secrets ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œmunotoda kuudzirwa kah imi kuti muzoita

October 16, 2023

Hillz Muimbi Oonekwa Nerudo Rwake Kuenda Kumariro A Garry Mapanzure Vaimbi Vese Kushaya One Aenda Fake People

Ndainyara nekurwadzirirwa ne ma so called artists aya shuwa kushayawo one here amana busy kunyora marwadzisa           mukoma nxaa pangade marii kuenda kumasvingo ipapa fuckoff     HILLZY,Mr Stylz and Hilary Makhaya was a true friend to Garry Mapanzure it was not about the music out of all the collaborations           Garry had he's the only one that came to the funeral.I listen to his music but now I will definitely subscribe to his work๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™

October 16, 2023

Feli Nandi Midzimu Haidi Tsvina Fans Not Happy Nekusapota Ngochani Kwaari Kuita Otonziwo Ingito

Imi mukuti uyu aku supporter ma LGBTQ ๐ŸŒˆ here? Vamwe vakuti akutokwirawo vamwe vaskana Ichokwadi here ichi? Tiudzei vanhu vano linker naye          Chaii!!!It’s only in Zimbabwe where people question someone’s sexuality….Let her be and to muda akadaro .Feli Nandi ndinokuda chaizvo asi dai uri imwe wasiyana nekukuza chingochani zvauri kuita kuma shows.         Ungafunge kuti wakavanda asi mbiri yako yekufemerwa mugotsi nevakadzi yafamba. Stop spreading Satanism yekufarira zvehungito ndizvo wakadzingirwa kubhendi naMbeu         Itya musiki akakuisa pauri ipapo๏ฟผ. Mbiri ichatiza netsvina dzawave kubata. Kana ari mushavi wedzinza akakupa chipo ziva kuti zvir

October 16, 2023

Olinda Opopota Ma Artist EmuZimbabwe Winkyd Jahprayzer Hamuna Rudo Kutadza Kuenda Kurufu Rwa Garry Mapanzure

Olinda anodya marasha mushure mekunge pakashaya muimbi mumwechete akaenda ku rufu rwa Garry Mapanzure         Mudzimu Mbuya yechikaradhi iyi unofanira kuita zvekunyatsoita kwete kungoita zvekungonziwo waita panozopiwa dziva vonyatsoita zvekuita ,kuita kuitira futi maitiro echiitiko ichi asat amboitika.           The day garry died kwakune ma shows akawanda and most of the artist wre part of the shows I bet the arranged shows wouldn't be canceled nekuda kwerufu .         ..ini hangu seni if someone dies today wetha yu are my best friend,then same day koita dhiri svinu remari,           I will chuz money..koz definitely if yu ko

October 13, 2023

Breaking News Mhuri Yekwana Garry Mapanzure Voti Zimbabwe Ivai Nematyira Video Ramurikutenderedza Muchinyepa Regai

even dai ainwa haasiriye aidriver kunwa kwake hakunei ne accident may his soul rest in peaceAmen.       MaZimba sometimes hatina limit and it's sad ๐Ÿ˜ญ    

October 13, 2023

Nelson Chamisa Orwadzisa Mazimba Pasti Tichafara Zvedu Vanhu Voti Tanga Tapora

Tanga tapora mukuru madii mambotisiya tingokondinya neyatiri kuita kunoku.         Last time takaita hope tikatosiyawo chihure senyika tichiti mabasa amuka asi takazoswera takupinda busy kutsvaga futi macustomer manyowani.         Plz musatiruzise macustomer zvekare.Kana tichazopemberera tozongozviona kumberi ikoko

October 13, 2023

Nelson Chamisa Orwadzisa Mazimba Pasti Tichafara Zvedu Vanhu Voti Tanga Tapora

Tanga tapora mukuru madii mambotisiya tingokondinya neyatiri kuita kunoku.         Last time takaita hope tikatosiyawo chihure senyika tichiti mabasa amuka asi takazoswera takupinda busy kutsvaga futi macustomer manyowani.         Plz musatiruzise macustomer zvekare.Kana tichazopemberera tozongozviona kumberi ikoko

October 13, 2023

Garry Mapanzure Azoita Mbiri Nekufa Kwake Not ZveMusic Vazhinji Vamuziva Cozy Of His Death

Zimbabwe Vachiudzana Uyu azoita mbiri nekufa kwake not zveMusic vazhinji vamuziva coz of his death ๐Ÿ’€       Ndochokwadi chawataura munyori hatimuzivi kutotanga kunzwa zita rake nhasi nekuti afa otherwise nesong yake ini hangu kana kufungidzira kuti aiimba nezvei riini futi         Music yake inotoda kutererwa uri mumota haiwanikwe mumaKombie so haungambomuzive         Kanawanga usingamuzivi usati munhu wese haamuzivi aiimba gospel ka sakausingamuzivi         Ugomuziva sei iwe uchigara kumachonyonyo kusina internet haa uri dako tsek tikuchema iwe busy kuhumana

October 13, 2023

Garry Mapanzure Akafa Nekuti Akatadza Kubhadhara 2 900usd Yaidiwa Nemars Ambulance From Masvingo To Harare

It's the government's responsibility to provide such services. Blame the government which doesn't care our health whatsoever.         musatimhupukire uko , why should you blame Mars nhai ? dai mari yaivapo kuharare kwacho vakadii kungonoita payment ku Mars Harare branch? … hapana city isina Mars munhu unongoita payment.         Learn to blame vanhu chaivo at fault . Zanu pf must fix these government hospitals so that munhu wese can be treated despite the fact kuti une mari or hauna ๐Ÿคท๐Ÿป‍โ™€๏ธ .         Tose toda kungorapwa zvakanaka isu .But maZim business maprice aya vari kuma wanepi? Why has everyone become so greedy and thinks they can get rich overnight?

166 167 168 169 170