Wednesday, April 02

News News

January 02, 2024

Zvinorwadza Izvi Mukadzi Ouraya Murume Wake Apedza Ndokuzvourayawo Kokusiya Mwana Ane 4 Months

Sei vakadzi vanokuda nehurombo hwako vachisangana nemikono ye tsambarafuta , paita nyaya inosuwisa musikana uyu aive ku University ndokudanana na hairdresser ari tik toker kwakutotanga kugara vese se couple           vabereki vemusikana vasingazive kutoita nhumbu kuzvara vabereki vachitumira Mari ye fees ne accomodation vachiti mwaña arikuchikoro izvo akutoshandisa kumba kwake , kwakuzobata kuti mukono urikuvhura ma branch ema dress zvinova zvakarwadza musikana           kwakutenga Banga kwakusvikobaya murume kwakuzozviurayawo vasiya mwaña ane 4 months , ana boys musadaro so munhu ku sacrificer rudo hazvireve desperate unozoda munhu akadini zvorwadza 💔💔💔💔 rest in peace fly high

January 02, 2024

Freeman Onzi Ndiye Akapa Godknows Machingura Information Yekumba Kwa Paul Chimbodza Kwakaitwa Robbery Statement From Police Iye Oramba Mhosva Idzi

NEWS>>>Musician Freeman's warned and cautioned statement from CID Homicide. Key points in Shona and Simple English.    Key points -Freeman is accused of allegedly supplying information about kunogara Paul Chimbodza uyo anonzi aida kubirwa na (The late Godknows Machingura and Paul Enerst Mzenge) to commit an armed robbery         -Freeman denies all the accusations achiti haazive anonzi Paul Chimbodza aida kubirwa. _Freeman anoti Haana kumbotaura na Godknows Machingura pa date ririkutaurwa         _Freeman anoti akatanga kuzivana na Godknows Machingura in 2017 uye vakazivana panyaya dze music pakafonerwa management ya Freeman kuti vaite show yakange yarongwa na Godknows ku Durban 

January 01, 2024

Zimbabweans Ovhunduka Winky D Voti Anoita Zvedevu Ma Colours Ake Black Red Haans HuMwari Mukati Pamwe Anobuda Nenyoka Nezvidzvinyu

Red and black macolour esatanism devil worshipers muchasvinura rinhi vanha vezimbabwe winky wenyu uyu haana kuchena ...         Kana muchida huyai ndogara pazasi apoUyu kubva pandakaziva kuti musatanist ndakabva ndamuka           Totoda kusviba ikoko manje toda kukudzura pawakaiswa mutown iwe magogo nehanda toisa VaWinky..ndosaka wakafira mahara uchingoti tushaya tunenge twesvikiro raHoly ten ranoti mukadzi🤣🤣🤣🤣

January 01, 2024

Vanhu Vovhunduka Neshow Ya Winky D Dressing Yetuvanhu Tuzvipoko Voti Haisi Satanism Here Zvinotyisa

Mumwe oti ndakahwinha, umwe oti wakabvuta; Vari kuona Mbuya Nehanda vari muguta; Ndakatsikisa dambarefu Eureka Eureka;            PaRadio voramba voti iro ridza wega; Ndakati vanotora zvevapfupi nekureba;  Umwe woiramba hanzi iyo wakaimba wega      

January 01, 2024

Passion Java Oti Winky D Music Yake Ine Mademon Ari Kumisleader Ma Youth kuda Kushora President Mnangagwa

Passion Java Dissing Winky ita million wakanyarara chete !!!Java oti winky D Ane Madhimoni Ku misleader Mayouth nemusic yake 😳😳😳         Ma Youth omujamukira  Charwadzaka chokwadi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Winky D ndivo father of Zimbabwe mupfana iwe java horo seyemvana.You enjoyed the performance....appreciate him while he's still alive.           The voice of the voiceless, unotonzwa kamwe karikushandra food nembatya chete paJoza apo kachitoti Winky arikuimba politics....Ati tirikuda gold ndiyani ukwane        

January 01, 2024

Zvorwadza Musandipa Aged 8 Onyura Mupool Baba Vake 43-year-old Sifiso Bhebhe Vave Kuda Kumutora Vachibva Vanyurawo Ndokufa Vese

A 43-year-old man died in Kadoma on Saturday while he was attempting to rescue his son who had drowned in a pool.         The incident occurred in a bushy area where the son and his sister had gone to fetch firewood. National police spokesperson Assistant Commissioner Paul Nyathi confirmed the incident. “The ZRP reports a sad incident which occurred on December 30, 2023, in a bushy area near Sunrise Township, Sanyati, Kadoma in which Devine           Musandipa aged eight drowned in a pool, approximately two metres deep, after the edge of the pool he was sitting on collapsed.The victim had been fetching firewood with his sister aged 12,         when they came across t

December 31, 2023

Amara Brown finally Speaks Zviri Kuona Zvinhu Zviri Edited Handisirini Obva Achitiratidza Chake

Amara Brown is not happy Oti Zimbabweans this is not me on the pictures circulating vanhu vanoda kundipunza             

December 31, 2023

Amara Brown finally Speaks Zviri Kuona Zvinhu Zviri Edited Handisirini Obva Achitiratidza Chake

Amara Brown is not happy Oti Zimbabweans this is not me on the pictures circulating vanhu vanoda kundipunza             

December 30, 2023

Amos Nyamangodo Oponda Nekuiraya Mwana Wake Rufaro Nyamangodo 13 Year Old

Todiiko nemhondi iyi isiri kusungwa iyi mxxm    Murume uyo anonzi AMOS Nyamangodo anogara ku HAUNA PHASE 2 ari abusive zvekuti akarova mwana wake musikana ane 13 yrs amuka akafa nhasi iye arikunyepa kuti mwana angaachinzwa mudumbu           Hanzvadzi dzake dzangadziripo varikuzviziva zvese Mapurisa eku HAUNA anenge anopihwa mari bcoz haatombosungwe lasttim akarova musikana webasa nemukadzi wake vasati varambsna asi haana kusungwa .           Akazorova futi vana vake ne wire mapurisa akawuya asi haana kusungwa anobata vana vake rough pliz mhondi ngaisungwe vanogara ku Hauna phase 2 momuziva munhu uyu pamba pake hapana anosvikapo snehutsinye hama chaidzo adzisvikepo iye akaramba nevana vake

December 30, 2023

Tatelicious Opamha Freeman Zvakare Oti Ndakamuvenga KandiDisser Kuti Blaz Vane Blambi Saka Handisikuzomurega Mukadzi Wako Achafa Ne Bp Chete

MUNHU ANOTYIWA ZIMBABWE YESE ON SOCIAL MEDIA ITS QUEEN Tatelicious Karigambe-Sandberg !!!MAYBE ANGA ASATI AUDZWA KUTI BECHE RE HOMWE YENYIKA HARITAMBWE NARO .           RESPECT YOUR ELDERS !!!!!Hapana NYAYA YANDISINA IN MY ARCHIVES , FROM THE PRESIDENT to the least person. I HAVE DEEP SECRETS OF Zim Celebrities and Zim politicians.            UKANDI TOKONYA URI A ZIMBABWEAN CELEBRITY OR A POLITICIAN UNOMAMA🤣🤣🤣🤣🤣HOMWE YEMADZITATEGURU👏👏👏👏CHIIKO ???? Nhai FRINSO WE WIWI        Beef rangu ra Freeman riri pakuti Akandi dhisa one day achinditi mfesi ane beche 😂😂😂😂   Zvakandidzimba kupinda mubhonzo chaimo😂😂😂 &

168 169 170 171 172