Saturday, June 06

News News

May 05, 2023

Evidence Chihera Hapana Anondida Ndiri Mwana WeMistake Ini Ndakabatwa Chibharo Ndiri Form 2

Evidence chihera ndozvinoita United bitter here izvi ndiwe unotanga musindo .sorry nekubhinwa kwawakamboita.

May 05, 2023

Mudiwa Cookie Oti Hazvisisiba Kumira Mushe Ndakazvitaura Kuti Ketina Hauna Imba Maitt Thank You Please Go Deeper Shamwari Yangu Wamama Here

Hazvisisina kumira Beautiful anhuwoye🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndakazvitaura kuti imba haisi yako thank you felly ppl vaitofunga kuti im jealous 😂😂please go deeper 🦓. ketty Taingovarufu wa wachiswa shamwari yangu wamama here shamwari wangu wasura here😂😂im not done wth u Tsvina pooooo🤮

May 05, 2023

Patricia Jackie Oti Maitt Take My Boyfriend Gilbert Weku UK V11 Muchazvinzwa Zvenyu

Giribheti akamboenderawo ngoma dzeZion (Patricia )kuFb zvino kuti vakadanana proof hatisi kuiona ratove drama asi wakamboenderwawo , ukaona zvivarume zvinoendera vanhu kumainbox maseriel womanisers Chikiti paper 3 yakakumirira 😅😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

May 05, 2023

Enchantress Natalie Mhandu Ndiye Osungisa Nekuendesa Maitt Kucoart Nenyaya Yemota And 15k Usd

Zvinhu zvacho Enchantress Natalie Ari kuendesa Maitt ku court nyaya yemota ne mari zvanzi 15k usd.fake life nezvikwereti dai aitora achiita zvinemusoro              I  

May 05, 2023

Baba Harare Why Kukwira Vese Here Msitt Kusvotwa Na Faith Candy Nekuti Tariro Amusikana Wababa Harare

Baba Harare Why ?Hanzi that's why asingachawirirani naFaithy Candy coz Faith akuwirirana naTariro Gezi, Tariro ndiye akurara nabaHre, saka zvakurwadza maitt coz vakambodhumanisa zviweti naFather City

May 05, 2023

Uk And Zimbabwe Boyfriend Home And- Away Mura Achingosvirisa -Nyoro Gambi Kugara Richingo Jungwa Chii Chakaro Chinenge Ngozi

Home and away kachingosvirisa nyoro.Imwe ichibuda imwe ichipinda apa amwe masperm anenge achiri kutoyerera..Gambi kugara richingojurujwa kunge mwena wemajuru netype netype.Ndosaka kachingokosora kosora..Edzi yacho musanganiswa.Justice for gambi raChikiti😭

May 04, 2023

Job Sikhala Given 6 Months Suspended Sentence & $US600 Fine

Harare magistrate Marehwanazvo Gofa has convicted opposition Citizens Coalition for Change (CCC) legislator Job Sikhala of obstructing justice by misleading the police. The outspoken legislator was given a wholly suspended 6 month sentence after conviction for defeating the course of justice. The magistrate fined him US$600 or 6 months in jail if he cannot pay it. In her ruling she said the State was able to prove that Sikhala was the one who authored and posted the video recording which claimed that the late Ali was killed by Zanu-PF members. “The court is satisfied beyond reasonable doubt that Sikhala was the one who recorded and uploaded the video. Sikhala was aware that police were investigating the murder case but he went ahead to make utterances that misled the police

May 04, 2023

Ireland Njuzu Mudiwa Cookie Tells Ketina Wakasvipwa NaMaitt Semasahwa Go Look For Your Father First

Mudiwa Cookie oudza Ketty go look for your father first before you talk to me you are hurting cozy wakasvipwa nekatsinsemasahwa.

May 04, 2023

Cousin Rose You Picked Your Side Ketty Leave Maitt Alone And Her Man She Awes You Mari Yeround Not Yevisa Iwe Usanyepa

Cousin Rose we expected this behaviour from Ketty not you Felly owes you mari round  ye Visa ratove drama back off Rose Back Off.

May 04, 2023

Uk Ladies Chiiko Chinokupengesai Ichando Here Vakadzi Vakuru Kujoine Jean Gasho Kubhala Kubhala

Ndiani Mazimbabwean aya Eku Uk Asina kukwana Kujoiner kubhala kubhala yana Jean Gasho. 

647 648 649 650 651