Friday, January 24

Tytan Onzi Ngaambomira Zvekudya Gambi Miromo Yokwapuka

Tytan rega kudya gambi raOlinda rakaora nemukondombera wa Stunner muromo watsvuka uya .uende kunotora mapiritsi utange kumwaHaisi hiv chete inofunura miromo munhu kana ane ma acids miromo inokwapuka chero sugar inozviita saka tisangoti akwapuka miromo muzvezve,,,, muchatadzisa vanhu kuenda kuzvipatara kunorapwa achingoti pamwe i aids yandibataSome naturally vakangodaro vamwe ndovatsvuka miromo nekumwa ma zvibhodhoroKumashure kweghost kunemunhu hako anofema, anotofamba ,anofanira kunge anemoyo ,anofanira kunzwa hana ichirova kuti apa ndazonyanyawo apa chero ndiri ghost hangu asi apa ndanyanya.

  • Share: