Friday, January 24

Zimbabweans In South Africa Voti Chihwa Tours Bus Dai Ravharwa Vanhu Kukwirana Mubus And Madriver Acho Kubata Vakadzi Zviweti Mayove Mubrothel

Zvipoko chimbotipai matambudziko amukusangana nawo nebhazi iri ( ini ndoti dai rambovhariswa )Problem yekusiya ma customer achisvirana mubhazi.. Vamwe vakazosvirana panext pangu ndikazobonyora from jouburg to limpopo..Tamuka kupemberera n 'anga ne ino bata mai paya mamhanyiro arinoita ka unozongorara kuti ndifirw hangu kuhope ewoo .Apa harimire kutenga chikafu unotenga uchitya kusiiwa vari rude especialy bhazi re Sun pana driver 1 akanyarara haataure haikona mamwe mazirume ariko akachenama .ukaita zvekutamba unosara uri mutereti tofira iyo samusa ine curry ne mvura .Zvakaoma kuona kuipa kwemukadzi we kutanga nekuti waroora wechipiri, mukadzi we kutanga haambofe akaona problem yake nekuti anongofunga kuti moyo wava kumukadzi wepiri. Ndobvira Tamuka mukadzi wepiri

  • Share: