Friday, January 24

Vimbai Oti Phenius 57years Old Murume Wa Chie Masiziba Akatonditsotsawo Chiweti Orondedzera Zvakaitika Oti Chie Siyana Neni Mumarriage Yako

For those asking about Vimbai, ndauya . I also a victim yaPhidza ndakaita tora mari united ndikatiza neupenyu hwangu. 

Sara if you happen to see my post xaa think again because this man ain't worth shit. I wonder why Chie Masiziba urikuramba uchitaura zita rangu, I didn't know I was that significant in your life. Zvamati nditone nhumbu yake, did you tie him down from fucking every moving thing NO!! now you are a laughing stock. What did you gain, hona kuna Sarah uyo asi urikuramba uchingotaura nezvangu. Iyo yaunoti marriage wakaroorwa kupi nhai, hona woda kuurayirwa mwana for what pamusaka paPhineas. Do what's right by your kids and your dignity, murume hwai anokusiya alocker pamba otakura makey kuuya kumba kwangu mwana achida kuenda kuchikoro mangwana.

 

That's true that man never loved you, but waizama by all means kumanikidzira zvinhu uchifunga kuti Phineas ane mari, ndokuzoona kuti aah haasi madhara manyama marunda ega ega. Kunyima $200 shame. Uchiri kurangarira uchindiisa mugroup with other 14 ladies uchiti mahure aPhineas last year in your other scandal, ukati uchandiendesa kumwedzi kwegore rese, ndakakuudza kuti do not provoke me, Mushonga yako yakatadza kushanda pandiri kuzoda kuita zvemachembere waifunga kuti zvichaita now wakunyepera kuita mupostori iwe itya Mwari wakarumwa nechekuchera. 

 

You are a drama queen wangu wadzinga kadhara kako mumba, wakuona kuti auya kwangu wakutanga kufona pakati pehusiku uchiti I am bleeding please come back home, ndaitodawo mari iyo shoma iyoyo. Make sure this is the last time you mention my name in your stupid conversations mumba imomo, mangwana unozoona pafacebook pazama mavideo ako urimutab uchitambisa matinji uchidirwa mvura nemadhara kako, vakapfeka red lingerie and black lingerie uchisendera phidza kuti unogona kukoira manhingi. 

Be warned‼️‼️‼️ I know paunogara opposite AFM along Shaftesbury avenue in Queendale second hous e from the College

  • Share: