Kamuchacha karikunya kujeri uko.Haisi kids game.I know Patricia haasi kunyeba nekuti pane vandakatuma zvangu kunocheka masettings.Pakaipa.Unotozoguma wakunzwa tsitsi zveshuwa asi wozoremember kuti ndiko kanhu kaye kaiganza pano .Unotonzwa mumwe achiti jeri rakagadzirirwa vanhu imi ityai Mwari hamusi kukuziva kuChikurubhi kana mhuka haigare muya.Next time hakabechemunhu futiVanoshayawo nyaya ava kujeri kwakambogarikwa rinhi Dai tese takatopererako zveeAne dzungu hake Patricia but ndakaona nyaya dzake dzakawanda ndedze chokwadi.Ndiye akatanga neyekuti kamuchacha akurohwa na Tinashe tikamu attack kuti anonyepa.kkkkk chinobata dot com ichiHameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara🙄isu tiri kwaJoy zveduIt's high time yekutsvaga imwe content guys jere ragara rinorwadza harina kutanga nhasi regai feli apike jere I don't think it's necessary kutevera kuty arikuitei kujeri haaa chero inyari content yedu pano pafacebook that's too much