Saturday, March 28

News News

May 12, 2025

Vanhu Moda Kuuraisa Greatman Here Ne Bp

Today is your 1st day at school my boy ndofunga kune basa nhasi,I pray for wisdom and health upon you,and I promose you as long as I'm alive I'll work tirelessly uwane zvose zvikwanisiro zvekuchikoro. Grow well my boy Karrane Gwaze OfficialVanhu maida mwana uyu ayite zvakaita bab vake here imi vanhu musadaro sekai zvimwe mafa thus child resembles the dad somehow akanyanya kunamai vake       ...mazimba makazara nemashoko anodzimba mashoko anoputsa kana mopimdurwa moti munhu akashata imikaSometimes zvimwe zvinotirovesa neshamhu naMwari mashoko anobva mumiromo yedu. Greatman Music might be disabled but being disabled doesn’t mean unable. Stop cyber bullying it’s       very bad. Everything that a man should have to have

May 12, 2025

Chipo Trouble Causer Abztwa Akunyepera Vanhu Hey Izvi Zvinonyadzisa

Ma diaspora batai homwe dzenyu nyaya iyi yakambouya neghost 22 March 2025 achiti imba yangu yapiswa na Tyra na Mhofu.Saka nhasi auya achiti atsvirwa nemba .22 March payakauya nyaya         ndakabvunza vagari veku Apsindale park kuti panemba yatsva here vakati akuna kwatsva Saka handichazive kuti flat rake rakatsva here 22 March 2025 kana kuti Manyepo.Weduwe musade kubira vanhu nenyaya dzekunyepa kana wakarara na Mhofu Shaz ingotaura cos utori nebhita NE family iyi @highlight isu     sema ghost tiri pakugadzirisa Nyika hatidi vanhu vanobira vanhu.Asi ighost rako rakandipa hereTag munhu wese friend yako vaone kuti vabika mbodzaMa socialite ngambomire kuda kupemha hapana ane mari

May 12, 2025

Satani Aripabasa Chipo Trouble Causer Nhai Ishe

Asi Satan murevi wenhema ,imba kubvira tirimo mukati , zvakawoma hazvo asi Mwari akanaka kutibudisa tirivapenyu nevanaVery sorry takabva kusanganawo nazvo last month         takazoona Mumbai mazara hutsi yoooMuchatonzwa zvakunz vada kuvakirwa imba votengerwa mota potogadzirwa eco cash line rekut ma fans aise ipapo. VabatsirikaneSorry Chipo iweee , sorry kani, haaaaa zvambofamba Seiko nhaiSending love, strength, and comfort to Chipo the         trouble causer during this incredibly tough time. We’re so sorry to hear about the fire — you’re in our thoughts and prayers.Sending love, strength, and comfort to Chipo the trouble causer during this incredibly tough time. We’re so sorry to hear about the f

May 12, 2025

It Ended In Tears Peter Dhewa Moyo and Carol

Hiii kana chiri chokwadi pakaipa Caroline is good people 😢 😭 😿 😢 😭  And Kuna makoti zvekutorevesa on a good note ,ndakaona hangu ma post uchiratidza pane chiri kuku stresser ,advice from your tete love your husband       zvekuti but my advice tone down kungoti my husband, my husband this you were overdoing it lately and people will use it against you especially vanhu pasocial media  Inini I'm one person anotaura hake chokwadi kuvanhu vandoda but vakawanda they get me wrong...Men will leave you in a desert without water eg wakaona zvakaitwa anie DiBia na tuface         aingoti my husband my husband achimira newake murume but hona zvazvakaita ....mude streki but ton down you w

May 12, 2025

Budiriro 3 Vouraiwa Hit And Run

Truck Kills Three People In Budiriro According to police reports, the victims were standing alongside Kushanda Crescent near Patrenda Way in Budiriro 2 when the out-of-control Fuso truck ploughed into them. Authorities confirmed the vehicle carried no passengers at the time of the tragic event.         National Police Spokesperson Commissioner Paul Nyathi revealed that preliminary investigations showed the truck driver had been pursuing another vehicle involved in the earlier accident. Police Investigate The Tragic Accident Traffic officers have launched a full-scale investigation into both collisions. Forensic teams are examining the accident scene while detectives work to establish the exact sequence of events that led to the fatalities.

May 12, 2025

Muimbi Mukuru Oriyano Obviswa Ziso Ku Gweru

WATCH: Muimbi mukuru mu Zimbabwe Oriyano anotemwa nema can pa stage ku Gweru apo anoonekwa achiita chitsoka ndibereke ne back door.   Video in commentsIzvozvo zvekumu kwidza ndege yemashanga ndozvinoita atemwe apa live yacho hagone ko kuzoisa mic pasi😂😂😂😂Gatekeeping Oriyano.. That's Zimbabwe for you. Kurwadziwa nekuti he is out shining them         Wanga waita lucky mafana kufananidzwa na JP. But urikuwanza ma skits pa Facebook baba, concentrate ne music and rehearse a lot.

May 11, 2025

Mai Jeremaya Kwazoipa Manje Zvanyukurwa

Hamba kahle Maiguru , tokuwonai madzoka mumastreets. Parizvino munogona kufa nedepression maudzwa kuti hee hee maka pinyurisa bhinzi 2 bhobho.         Imboporai muriku manishoni kwenyu uko, the streets are ruthlessMadam Boss dont lie the event didnt have a good turn out on ticket sales , ur now embarrassed to attend ‼️‼️‼️‼️‼️‼️         Tyra soka unoona kunge vanhu vakazungaira hake. Iyezvino yasandurudzwa nyaya yerape yacho awona hake kuti vanhu vamuumburudza mumasteets🤣🤣🤣🤣Thayiraàaaa zvauuuchifira mahara nhaiweeeee mwana waRoisi

May 11, 2025

Ma Prophet Enyu Ana Pa Mu Zimbabwe-Zvarndwa Hurumende Haichada

Zimbabwe’s government is under growing pressure to tighten regulations on traditional healers, including prophets and spiritualists, following disturbing reports of fraud, abuse, and dangerous         This has one happened to Prophet Tb Joshua in Nigeria. I would like to assure you Prophet phylantoropist Miracle Paul, spiritual promotion is on the way. May         the faithful lord strengthens you in this trying times. Long live prophet phylantoropist miracle Paul!This guy akuzvinyanyawo uyu $500 pamunhu kuzorwa Cooking oiriMiracle Paul, akuremerai saka motoita wekuti garira nekoko, musarwadziwe nemunhu Kuita sekuti ndiye ane church ega mu Zimbabwe

May 11, 2025

Mini Baloyi Chiwenga Mukadzi Wa Vp Chiwenga Otaura Toshi Kumunhu Arikubvunza Zvema Hospital

While you are still in Europe,tour their hospitals and bring the ideas home,God will appreciate more than visiting Vatican,anoshanda acho ochofa nukushaya basics,         General Chiwenga's wife Minie Baloyi responded to a fan.😳👇👇👇👇     Chapman Tavapatsa Mandaza regai minister wacho aende kunovisitor ko ini ndinopinda sani panyaya yacho ? I don’t have a say in any ministry because I don’t have a government office nor mandate whatsoever I’m just a wife to my husband period.       Fan Reply 👇👇👇👇 Minnie Baloyi aiwa never said muri gvt employee,ndangoti semunhu ari Europe,tipakurireiwo zviriko,ini ndikaenda will

May 11, 2025

Tete Tilda Zim Why Mukadzi Mukuru Pa Mothers Day

Nice but cleverage is for vana vadiki kkkIni iri harisi kunyatsondiitira. Zera nechiremera chaTete zvine zvodawo zvakati ohh. Iro rakawandira kumasmall mothers. Kumusoro uko kwaidawo kuvharwa. Hamenowo mivono         inosiyanaIni iri harisi kunyatsondiitira. Zera nechiremera chaTete zvine zvodawo zvakati ohh. Iro rakawandira kumasmall mothers. Kumusoro uko kwaidawo kuvharwa. Hamenowo mivono inosiyana

281 282 283 284 285