Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here , now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya
zvakadaro,chikonzero ndivo vanoziva,ndakatombovabvunza panhamo ndikanzi tiri kuziva zvatiri kuita iwewe Ndiwe ani unotibvunza zveku mhuri kwedu ,tokuramwira mufi uyu usare woviga iwewe uda kuzviita unoziva,though ndakataura nema emotions because ndaifunga Sauro haana Hama ,ivo hasha dzavakaita
pakundidavira zvakandiratidzaa zvakawanda and everthing is making sense now ,kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese,kuimba mese kana kunwa doro nekutamba mese ,mukadzi wako chaiye wawakaroora waunogara naye everyday mugoita vana mese haumurove guva pasina Hama dzake.Handitarisire
kusafunga kwakadaro from a Zimbabwean ,chivanhu chedu munochiziva wanii ,kuda ma likes here ?why musiri kutaura zve Hama dzake ??? Even hurumende chaiyo yakamuita gamba hapana chavanoita pasina hamadzake ???
Izvezvi pakanzi pane show or something chinobuda Mari inini ndakazvimirira handiiende ku show ine anything to do na Sauro ndisina kunzwa kuti Hama dzake vari involved for ma reasons akadai.Pane Mari hama dzake wil show up,unongonzwa munhu akuita event akuti ndakapedza ne family yake ndakapa Hama dzake percentage yakadai padeal ,but on issues se aya havawanikwe.
All I’m saying is Seh Calaz na Winky D kana na Chipaz hatina simba rekuita izvo .Hama dzake ndidzo dzine simba iroro not shamwari not Changara,Diva musoja kana wadis but Veropa rake ndivo vane simba iroro.
MHURI YEKWAMUSAKA NDIVO VANE MHINDURO DZAMURI KUTSVAGA ISU TINGORI VATORWA