Friday, November 29

Zimbabweans Ojamuka Zvinonyadzisa Izvi Vana Vanodzidzei Vachiona Mama Vee Mhosva Admire Vanhu Rume Vachiita Sevakadzi

This is disturbing.Saka matoshinga kuti vanhurume ava 2 vauye kumafunctions evana venyu dressed like this honestly what message are you sending

 

 

 

 

 

kuvana nhai kuti it's ok kuswera vachipfeka hembe dzechikadzi why cant they just act sevarume as they were born

 

 

 

 

 

Mukutokurudzira hungochani i wonder munonzwa sei kamwana kako kamukomana kakufamba kakapfeka madress.

 

 

 

 

 

Mama Vee kuita sei unonzi Admire iwe pasi newe stop spreading hungochani muvana medu its better to go kuma Adult function nezvimadress zvenyu izvozvo

  • Share: