Monday, February 03

News News

April 18, 2023

Graca Luxury Coach Bus Rinobva South Africa Kuenda KuZimbabwe Mukadzi Obhinwa Kubatwa Chivharo NaDriver Mubhazi Rakazara Vanhu Zvinotyisa Zvinoshamisa Hakazi Kekutanga

Ma driver anenge ambozorora mu Graca Luxury Coach vanobata vakadzi chibharo rape Munyori oti "Nadakakwira bus re Graca Sunday from Harare to SouthAfrica jhb rakabuda kuma2 maiva nema driver 3 na conductor 1 .Ndakagara seat revanhu 3 ndiri one cozy bus ranga risina kuzara conductors kokutanga kundibata bata ndakarara kutofa nehope ndaoepuka achindibhinya ndakati muri kuitei kokutanba akagara achotondibata futi ndakatanga kutuka valve mubus kno this story hakasi kekutanga . Number plate fxf 304l ndovus racho murume uyu abata vanhu vakawanda chibharo baba chido

April 18, 2023

Vanhu Voti Tete Mildred Imbozamai Cinnamon Nemutundo Wemakuseni Mozanganisa Muchidaidza Zita RaMaitt Kuti Dzosa Mari Yangu Or Tokupai Sekuru Vanomuisa Blambi Pahuma In A week Mari Inenge Yadzoka

Vanhu voti kudelananamaitt naturally zvaramba munhu arwadzisa vanhu vakawanda and Harrogate zvave kutoda kuendera munhu kun"anga nekuti iye anoshandisirawo vanhu mushonga kuti vamupe mari nekuti hazvisi zvega ndiani agape munhu 30000k usd. Tete Mildred imbozamai cinnamon nemutundo Wemakuseni Mozanganisa muchidaidxa zita ra feli kuti dzosa mari yangu panopera week.munoiwana.

April 17, 2023

Dj Shugeta Obviswa Pastage Seimbwa Na Koffie Zibaba Rebleach Rinofarisa That Was So Bad 👎

What Koffi did to Shugeta wa very wrong .He was warming up the stage for him and omudzinga kumubvisa zvinonyadzisa kudaro pastage Koffi was supposed kumubvisa zvinewo dignity even with a sign language.I Fee for Shugeta the humiliation.

April 17, 2023

Maitt Voudza Tete Mildred Kuti Garai Padi Sit Down 60 Year Old Woman Inodanana Ne 30 Years Old Zera Nevazukuru

Kwane hondo ye Syria 🇸🇾 Tete Mildred namai tt vavekungotukana hazvizoda pahukama Tete nemuzukuru.Mildret arikutukirwa mari yake zvakaoma hazvo  Mai tt voti "which one is better a 37 year old woman dating a 50 year old man or a 60 year old  Mildred dating a 30 year old man zvakaom." Admin yoti age us just a number chikuru redo.

April 17, 2023

Jackie Ngarande Oti Vanhu Vapfupi Tuwana Shorti Mubhawa Tuma Gas Tank Hatuite Tune Mamood NeRough Tall Girls And Boys Hello Izvi Zvabhowa Ruzhinji Voti Nekureba Kwako Sei Usina Murume Akuroora

Jackie Ngarande said we can joke hedu but Height iyii inongodiwa paden Shuja unganetswe na shorti mubhawa neka gas tank kori mamood ne rough futii🤣🤣 kasadaro hameno aitaurwa. Ruxhinji rwichituka Jackie muchiri kuiteiko mumastreets magazine tanks akaroorwa arimudzimba haiwawo.watochembera usina kana murume zvake akabvisa kana manhanga kumba kwenyu dzikama.  

April 17, 2023

Joey Nyikadzino Oti Maitt Ndoda Kukuonai Muchitamba Namai Maketeni Not Zviya Zvamaiita Pana Madam Boss Haafarire Madam Boss Uyu Inyoka

Vanhu Voti Joey uyu munhu imharadzi haadi kuina vanhu vachitamba vachiwirirana anoda kuzvikwanisa pese pese hanzi Mai Maketeni ndoda kukuona uchitamba namaittkwete zviya zvawakaita Madam boss chete anoda kudiwa dai aterera asiyana nemunhu uyu. Pafeya Joey haadi Madam boss naiyewo Tyra anodziirwa imhosva yake.

April 17, 2023

DNA Test Reveals That Nigerian Actor Yul Edochie Is Not The Father Of Second Wife Judy Austin Son Wahala Be Like Bicycle

Wahala be like bicycle DNA test reveals that Yul Edochie is not the fathe of Judy Austins some-investigative journalists Kemi Olunloyo reveals. After this disclosure a lot of people suspected yul edochie because he had earlier deleted all the photos of his son and second wife Judy on his Instagram page .  

April 17, 2023

Miss Red Votukwa Mushure Mekunge Vati Ndinamatireiwo Jeko Randinaro Vanhu Voti Tapedza Here Kunamatira Nhamo Dzedu Makumbo Anenge ChiMwana Chenzou In Beverly Sibanda

Miss Red Samantha otukwa kunzi makumbo anenge chimwana chenzou in Beverly Sibandas voice sure tinganamatira jeko ra Miss Red nhamo dzedu tapedza here kudzinamatira  Vanhu mazuvano vakatsamwa havasi kuda zvisina basa lol

April 17, 2023

Tete Mildred Voudza Maitt Ndaifunga Mauya Nemari You Have To Pay Back Mari Yemaround Tinosevenza Mari Not Varume Maitt Voti Nyaysai Kutaura Zita Rangu Stereki Ndonyatsokupindurai Hondo Yatete Nemuzukuru

Maitt voudza tete vavo tete Mildred kuti Monyatsoita malive monaural zita rangu ndokupindurai stereki cozy izvezvi handisati ndaziva mukuhukura nezvani? Tete Mildred voti ndafunga kuti mauya nemari yangu yechikwereti isu tinosevenza mari kwete varume Mari yeround inobhadharwa hondo yatete nemumuzukuru.

April 17, 2023

Maitt Voudza Tete Mildred Kuti Garai Padi Sit Down 60 Year Old Woman Inodanana Ne 30 Years Old Zera Nevazukuru

Kwane hondo ye Syria 🇸🇾 Tete Mildred namai tt vavekungotukana hazvizoda pahukama Tete nemuzukuru.Mildret arikutukirwa mari yake zvakaoma hazvo  Mai tt voti "which one is better a 37 year old woman dating a 50 year old man or a 60 year old  Mildred dating a 30 year old man zvakaom." Admin yoti age us just a number chikuru redo.

280 281 282 283 284