Thursday, October 03

Sviden Haasi Kufara Olinda Unotengera Mazepe Madtars Nekuti Anotuka Vanhu Vasina Drama Hamutovade

Mubvunzo uyo pindurai

Mbinga dze ma stars pindurai

Atadza here mwana kubvunza

 

 

 

 

 

Kunotaurwa zvinyadzi munomwaya ma stars meaning ndo language yenyuwo futi iyoyo

 

 

 

 

 

 

Why is he so entitled?? Saka arikusvora vakamutengera zvinhu zvemumba, kumutangira business nekumutengera grocery?? Imari ngani dzaanotumirwa nemafanz ake? Ngasviende kubasa uko!!!!

 

 

 

 

  • Share: