Tariro Chelse Holyten X Girl friend complains kuti mari Ishmael 150usd yaanopa mwana ye maintenance
Mari zvayo mukuru wangu asi body iyi ne zura zidatya riya mondonzerana 9999 hapana chekuwedzera kna kutapudza khaki short ndere kuchurch? ayewa rotendwa mambo.Ndaabikirwe muteuro vemalemon kumasowe antitank boe
These 2 ladies left Jah's band to pursue their solo carriers π Asi uyo Gonyeti haasi kurira kana compared to Stimy Stimela.. Haisi nyaya iya yekumboti ndaidyiwa naMurefu here irikuita kuti mafans amuise pamuchu ? π€
IThe one thing I love about my wife is her forgiving heart and it’s something I had to learn because I’m such a good example of her forgiveness. This is something that we have had to teach our kids: - It’s better to have friends than to have enemies. - It’s better to love than to hate for it has a way of taking control of your life for the worst. Everyone needs to understand that our goal in our marriage is PEACE and we do not like having enemies. We will base our lives on FORGIVENESS and this is why we are sadly in the same cycle with people that hurt us sometimes. I will always stand with my wife because all her intentions are pure and never malicious. We are also here to entertain and enjoy life because it’s not
It really breaks my heart because child marriage is slowly being normalised in Zimbabwe ,A 10 year old was married off to this old man sitting here. This man is called Never Muzovara from Johanne yekwaMarange Sect ,from Chiredzi Matedzi Village 7. Tirikuenda kupi Senyikaππππ
Mukadzi wa Freeman hkd boss anoshandepi nhaibdaibarimumwe atsvaga basa anosvikepi achitengerwq hembe dzemubhero iye Freeman achichena that's not it mhani.
Wonzwa rimwe richiti taurirai kuseri ma round aya akatangira pano even muchato ne rooms happened pano so did imba yeku mabhoreni yakauya pano.zves zvitaurwa pano.kusvika karoiwa kakutsvaga help...ipo pano!!!!
Respect to this woman ππ½ππ½ππ½ Hakwerete Haatuki Haana drama She is the real BOSS Kuzvida kana kusazvida You are loved TariMadam Boss ndabvuma your ancestors work overtime chaiko.πππVaikugara matare vachida kukuparadza nhasi zviripi.Shamwari dzangau madya here?π
I just want ask a straight forward question to all ladies who joined ma rounds amai TT. U were made to join $200, $500,$1000, $1500. You all know too well how hard it is to save $1000 a month after working hard. Imi maiti mai TT vano sevenza kupi kuti vakwane muma rounds ose including ema $1500. Hakusi kupusa kwakanyanya here kwamakaita. If u were this foolish please dont cry foul here on facebook. Mai TT had $100,000.00 wedding, kufunga kwenyu maiti akaiwanepi mari? Chibvumai kuti makarohwa 10 zero nakumuchacha. Chipai nguva kamuchacha atsvage vamwe veku scamner akudzotserei mari dzenyu. Facebook noise means nothing to Mura.
Ukawona uchiri kuti my cat mother go . Zvokwadi uri kugara mumukuku and ndiwe uya anoenda padhuze ne restaurant or hotel pane free WiFi. Dzikama and get a life. Uyu haana future newe. Mari yaakaba akadya egaImi ma bridesmaid aFeli stop this thing yekuvanzira feli chokwadi, udzai munhu chokwadi sezvachiri, imi mukudya rinomedzeka coz hamuna zvikwereti n u have peace but that cat mom of yours she is in her own prison, having sleepless nights thinking kuti anoiwanepi mari and iyo yakatowandawo, now her life n kids are in danger achaiwanepi mari yema body guard iye achikwereta mari dzekureba. If you love Feli be real to her, let her swallow her pride n apologise kuvanhu kwete ma motivational quotes arikunyora uko.