Swagger ndosaka uchifamba uchingosuraaaa pese pese unonhuwa dhooo*** unoshamisireiko iwe munhu anorarama nemari dzedu dzatinokupa ndosaka une 20 followers munhu akatanga zvesocial media gore rapera paseri asi number haikwire pane anoda kufollower ngozi iyi ndian zishure rakadhamba ana buritsa ndimboti bhuu munonetsa imi vanhu musakape mari aka ngakanoita Dhaka boy uko.
Methodist Church Waddilove high school Principal Rev Vhazhure zibaba ririkuuraya chikoro iri why wakazvivakira imba rinotyisa rakanaka but mateachers nemaworkers achigara dzimba dzakanyangara dzikuda kudonha iwe uchigezera muJaccuzi vamwe vachigezera muzvinjausi mukore uno Waddilove mission basa rako kudzingisa mamwe mafundisi nekuita corruption iwe naCharles Gwenda Headmaster why mukugadzira dzimba dzenyu dzekugara mukugadzira pacentre peeschool panoonekwa nesu maparents but vashandi venyu vachigara pakaipa nekushandisa mablair toilets anokwata madhodhiii mazimbavha Methodist church in Zimbabwe tibvisireiwo imbwa idzi dzirikuondonga chikoro vanhu vanoita 3 months vasina salary mukuisepi Mari??
Zvimwe tingataure bt u are a very strong person 1 person against nyika yese,vanhu kuita gang up on u trying to destroy u bt nothing shakes u, H METRO @Starfm The Herald-Zimbabwe ZBC Zanu Nashtvzimbabwe (they started kunyepera ku poster after vatsvirwa ne company.) MBINGA DZAKAKUVENGA Tinashe Mutarisi SCOTT KUPA MIKE CHIMOMBE MA ARTIST ARIKUDA DOWNFALL YAKO Seh Calaz Music HOLY TEN vamwe thy dnt shw pa public U have been thru a lot this year Mwari ngavarambe vachikusimbisa,behind the scene u are going thru a lot cz of zanu.thank God manager wako is very loyal dai arimumwe akakusiya ochidyiwa ne shumba, um so emotional now
Zvimwe tingataure bt u are a very strong person 1 person against nyika yese,vanhu kuita gang up on u trying to destroy u bt nothing shakes u, H METRO @Starfm The Herald-Zimbabwe ZBC Zanu Nashtvzimbabwe (they started kunyepera ku poster after vatsvirwa ne company.) MBINGA DZAKAKUVENGA Tinashe Mutarisi SCOTT KUPA MIKE CHIMOMBE MA ARTIST ARIKUDA DOWNFALL YAKO Seh Calaz Music HOLY TEN vamwe thy dnt shw pa public U have been thru a lot this year Mwari ngavarambe vachikusimbisa,behind the scene u are going thru a lot cz of zanu.thank God manager wako is very loyal dai arimumwe akakusiya ochidyiwa ne shumba, um so emotional now
Mention my name in your mouth again ndambokunyara waguta kunyarwa ndogona kusiya kiti ndikakupinza busy ndokuratidza futi kuti ndakahurira mujoni for years! Stay clerence zvatiri kurwira chaizvo haizvizive say my name again papeji pako uwone ini ndokusaiza ukaita mahumbwe neni
Zvingaka manyama Zvikwereti free 🤣🤣 at least handina mwana ngochani unotuka tate kuti ngochani iwe mwana wako achidyanana mapeche netumwe tusikana wotona kuti uri hypocrite buda mucloset everything about you is fake show us date rawakatora license 🤣 open the fridge show us the pantry hauna mota hauna imba hauna mari gara pasi 🤣🤣 une masofa nemacheya abruno uchaita 29 years uchingoposta bruno kuripa masofa ake nemacheya ! Hembe unobvuta zveginya Garai pasi mazigwembe chikurubhi yakakumirira International thief hubenzi hunotangira pakutengera mwana musikana hembe dzevakomana Big up sekuru tashu pawaida kupengesa tinashe sekuru tashu vakati pano hatirombesi hatipengesi vanhu tinosolver maproblems chete enda kumwe sando sekuru tashu #ALutaContinua
Kana paine ari close to madam boss or ngoni Ask them to confirm this Musi wakazoitika accident ngoni haana kuita mabayo here ? And mabayo continued for days.Confirm izvozvo ndiinde deeper. Iwe feridhongo gara pasi uti hlo u thought u ukuwhandisa sensitive information kwandiri uchibata vanhu vanoswera newe rough 🤣🤣 next time you must know that I'm a gangster from fio. Ndaitoziva kuti uchanditokonya andisi baranzi Highfield musha mukuru #fiomassive
Medusa uneshuwa kusiya Svaga achinge rainbow kudai? Wadii kumuudzawo akabvisa mask before the photoshoot ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜I think that's the definition of ngochani vakambokwana here vanhu ivava
Zvaive neka that tisati taziva kuti aiba mari dzevanhu .Isu tisingaposte mapicture takakokonyara misana tiri papressure tikave nani tichiti takundwa .🤣🤣🤣🤣🤣🤣Taiwona tiktok yawamanikidza vana kuti vaite hanzi come and see my mother.Feristas chiendawo unoitawo izvozvo kuna amai vako unyadzise mazisatani anoti hauwirirane namai vako
IAnorwadziwa naMadam Boss uyu ende anoda ka life kanoraramiwa naTyra