Shadaya oudza Olinda Chapel your biggest problem you changed one toy boy to another you have never been with a real.man .you used to pathetic man who have no self respect who worship you ...........
Janet Manyowa sei usina kunoimbirawo Nandi mwana waOlinda uchimusimbisawo sezvaukuita pana Tt paakatukwa panapa naMai Tt kuti mukula anorwara ane bvudzi rinoyerera.
This time around we ain't protecting anyone's child. Felistas is the one who started all this and we all know Kuti agara anovenga vana macoloureds and each time she gets into a fight with OC ,haatane kutuka Nandi, she is a racist futi🙄 Nhasi makuti dzaTt dzisataurwe yet you laughed your lungs out when she made this meme about Ketile's kids . Munhu wenyu haatane kupererwa mufight and anobva amhanyira kuvana🙄So vake vakoshei? Akafananidza vana vaKetty neglass gem corn and you cheered her nhasi Ketty ataurawo zvaTt itai zvimwezvo. Mahipokritsi evanhu🤥Tsika ipapo Ketty usasumudze gumbo. Anoda kujaira stereki Hatinamushapanyika uyu.
#justiceforhubby mukadzi rudzii anoswera akasunga murume ne chain.Munhu anonyara nemurume wake kudaro.kana usirikuda zvekumuposter tichamu poster wakamusunga nechain aripa mubhedha.
But uyu varikumurwisirei chaizvo kuti akataurirei kuti takufa nenzara mayouths here ukaona une 40 years and below fighting winky kuti akaimbirei ibotso Kah you're mentally disturbed, hameno pamwe zvikukuitirai henyu hupenyu huku kufambira kwamuri ,,, 😢😢😢😢😢😢I don't expect people at my age to fight winkyd kuti akaimbirei achichema kuvakuru kuti vatiitirewo zvinhu kwazvo.
\Mukomana has been so good on organising stage set ups on most if not all of is album launches but zvekwaMwari chaizvo,maAlbum 2 aya nerimwe riri before them,haasi kunaka.Takungonakidzwa nezita badzi. Oliver Mtukudzi did the same.His last albums zvaizva zvazvekungoti ndiTuku but aiva apera hake.. .The same applies to Macheso on his last 3 albums. Haaa vakapera mukuru but zita ndorakungoshanda badzi. .Same with Winky Dee..On maProblems ese disappear mmm aiva magetsi but now vakungoita maAlbum ekungoti zvaazvezita but asisina ka That.. ......Jah will always make good album launch stages but will never do hits like he did on his first 3 or 4 albums. ...
Andy Muridzo buritsa ma pics Ako ekuroora day nezuro tisati tamaburitsa isu tikuzviziva kuti wakaroora mvana ine vana vatatu with different fathers.
Has anyone been following nyaya yekutorwa kwevana vajean gasho? Ndakazoverenga report rakanyorwa nemurume wacho uye mughana it's all very shocking. Hanzi vana vakatorwa because pakaenda police ne social service kumba vakaona maplates anga asina kusukwa musink uye Mumba mavo maive nehembe dzadzakazara pasi. This is true asi video ndakaiona. Hanzi there was no bedding yevana plus zvimamarks zvavakanyorwa kumeso chanting "we shall die".Murume wajean ainzi haana capacity and relationship yavo ine domestic abuse and aida kurova Jean nesando. Plus issue yebarika haribvumirwe muUK. Jean pane paida kubuda Mumba asina kupfeka akaonekwa nevana and they were disturbed nazvo. Vainzi maracist and vanodzidzisa vana kuvenga mamwe marudzi especially varungu. Hanzi vane mamental health condit
I love Janet but I don't even understand or know why she did that knowing how social media is capable of doing. Haa akaita zvivindi..kuti nditi she didn't know zviri kundirambira..zvino Ketty akafuma oti take take naye haaa hameno. This should be a lesson to us all not to get involved munyaya dzevanhu... especially controversial people..K
Nhai iwe seh calaz why is tht ma bride maid ako akanyora abt ma fans ee Gafa onononyora comment ochituka Winky D DiBigman like ndiye ma fans ake,its not lyk winky anotoziva ma fans ake ese zve personall level,waani bride maid ra winky NotNice Gaffa aka poster abt ma fans ee bhanditi hatisati tambowona winky achipinda comment section kukutuka,grudge rako nderekuti why winky akaita album launch same day newe last year,bt waani iwe whn he lunched Njema iwe wakabva wano luncher bvopfiripopo mahara waani,while Winky ariye akataura first kt he is launching his album first.onoseka kt akabviswa pa tankard,ne pa ok grand asi kuratidza kt u are nothing pavanobvisa winky haavafi vakakuisa iwe,onoseka kt arinunyimwa airplay iwe hausikuipiwa waani,paakabviswa pa ppl choice award hauna kuipiwa iwe waani