Handisi fan yaferidhongo hangu but nyaya yaketty haisisina value ndosaka akazodeedzerwa porisi madeko ngaite live achi player maaudios achiburitsa maV11 enyaya dzaferistas kwete kutuka zvinyadzi everyday ini ndatoone nungo dzekuona zvima live zvake akutoita searasika njere stay clearance my foot
Ndine more than 150pairs of shoes,ko unotadza nei iwe uri mbavha vanhu vezvikwereti endai munokumba zvese akutokuvhairirai kuita show off nemari dzenyu
Vakachena mukoma Jah pee bt zviri mumaoko chii kt nditi bangle zvandirambira zvii ngazviwande kunge mascrachi emusoro
Mbavha mbiri idzi dzakazopa Chipo mari yake here or ndozvajatomukwidza BP akanopiwa mubhedha kuhospitari? Nhasi ndirikuteera zvikwereti. Ndodzimwe mbavha dzine hutsinye zvekuti idzi. Makudo evanhu 🙄Ipai Chipo mari yake or muchazviona zvenyu🤞Hamunyari.
Nhai jah Pee kusekerera sadza repamariro kudaro seusingadye kumba kubuditsa mazino 32 ese mukuru mofarira kutsenga ndati
Kurira kwehwamanda yaStunner haa...mudhuri unoputsika chokwadi 😄😄😄 Semuduma ndataura pachiduma.
MAFIRA KUREVA GHOST NATION BY Q After Olinda's Post I have learnt kuti Mukadzi wese whether Old or Young ane Mboro yaanodisisa zvekuti akazororwa nemumwe murume azvina kana Basa.. Tytan pafeya paye Olinda paanoti wamutundisa anotsunzunya madziso ofunga Stunner hake ndokuti zvibude. Ichi ndochokwadi. As a Man having money or success is a Bonus but kuva Ne Mboro inonaka is the greatest Gift of all Time.
Uyo anondzi mai tt veku music aka mainini seh calaz,he is a bitter man ane godo risingaite,last month Freeman HKD won ma Nama awards ake iye kwaakunyora madimikira kt amatengerwa na Mutarasi,he was blue ticked,vakaita show ku DZ akatuka freeamn he was ignored again cz freeman knws why he is on social media kuita mari kt achengete mhuri yake,seh calaz akaenda uk akatadza kuzadza class room yaangapiwa cz ma fans ake zvikomana zve bronco ne mbanje,Vanomira pa ma bridge,bride maid rake ndi Major chigunduru cheku kappa,ana freeman vakabva vayenda uk vakanozadza nenyadzi rawona kt freeman haana kuripindura bvaraposter richirumbidza show yavo,Nutty o ignored him,nhasi winky a winner award ranyora madimikira, Seh calaz akawona kt artist nhingi haasikuwirirana na artist wakavenga anonoita tag team
Kuroora chembere unogara uri ngoma yepanhamo pechigure, padiki padiki yarira...Asi Stunner tell me something I know uripano ne Ghost rako. DO YOU ALSO POST OLINDA ON HER BIRTHDAY? munozivana ka vanhu two imimi? This can't be one sided love kana bodo! Udya Olinda musaga here? Something doesn't feel right. Pane something. Tytan haana here ma ex eku poster wo? This must be embarrassing. She is clearly in love with Stunner. Ko ba Shaun and Jayden? ðŸ¤
Wakagona zvekuti zvakazadzisa chido chako chekusarudzwa kwawakaitwa nemwana uyu kuti anokufarira,asiwozve iwe wacho kuzozvikakata Kani wakaChuza kupfeka kaTruck suit ikaka ukati nhasi ndonovapedzera vachandiona ,wega wega ipapo ndiwe wakapfeka kamutodo manje hausi kunyarawo here uchiona vamwe vose vakapfeka zvakatsiga ndaiti semunhu anoimbawo Gospel uchaendawo wakapfeka zvakatsiga Iko kwaipisa ikoku neziTruck suits irori inasvoda iwe.