Chie Masiziba airoverwa mumota na Father City……. Kukwirirwa mumota muchinyepa kuti uri kunoita ma deliveries ku Eastlea iwe uchinokwirwa pa huku. Iwe na Phil muri Mahure akasangana. Shuwa unouya pano uchiti hee ma salt anobvisa minyama yet your own marriage yatadza kuchinja basa kubira vanhu mari netuma salts twako. Maizoenda ku n’anga here kana ma salt aishama at your age kuroorwa more than 7 times, God have mercy. Naivo sekuru kaguvi vako ivavo. Chidhoma chisina mutsipa kkkkkk 57yrs achiri kunyenga ma form 4. Kutomuitira mwana. 🪒🪒🪒🪒🪒🪒 zvawaiziva kuti ane 40 ma girlfriends waiti unozvigona. You were number 41 😆😆😆😆. Apa hanzi haunake wakazara mvura, Don’t forget noise yakaitika pawaigara ku greencroft ku cottage na landlord wako pagat
These are the ONLY two women kuma Comedians who worked very hard on their OWN to create their brands and following and their own breaking stories. Havana kuririswa na anyone at all, vanozviririsa VEGA ava.Kwanhasi hatisi kuda negativity..Ava vanhu 2 ava vapei maruva avo vachiri vapenyu .Ngatimbokanganwai kuti umwe ari kuChikurubhi.Positive vibes only.Vanotonga pano pasosho midhia muchida musingade ndiwo macontent creators aya.Kese karikuitika muhupenyu hwavo nyika yese inoda kutoziva ende inotoita breaking news.Makasimba muri magamba .The moment you enter prison doors maruva unofanirwa kupiwa ndeyei? Are you forgetting the victims
For those asking about Vimbai, ndauya . I also a victim yaPhidza ndakaita tora mari united ndikatiza neupenyu hwangu. Sara if you happen to see my post xaa think again because this man ain't worth shit. I wonder why Chie Masiziba urikuramba uchitaura zita rangu, I didn't know I was that significant in your life. Zvamati nditone nhumbu yake, did you tie him down from fucking every moving thing NO!! now you are a laughing stock. What did you gain, hona kuna Sarah uyo asi urikuramba uchingotaura nezvangu. Iyo yaunoti marriage wakaroorwa kupi nhai, hona woda kuurayirwa mwana for what pamusaka paPhineas. Do what's right by your kids and your dignity, murume hwai anokusiya alocker pamba otakura makey kuuya kumba kwangu mwana achida kuenda kuchikoro mangwana. Tha
Problem inoitika ndeye kuti vanhu vazhinji hatina respect uye hatina kurairwa pataikura. Shuwa mukadzi ane 30 years ungadanane here nemurume ane 57 years nekungoda kunzi badzi uri married. A 57 year old man is old enough to be your father not your husband. If u see a 57 year old man u have to greet them saying makadii, maswera here, marara mushe etc u can't say ndeipi n ukaona uchiti ndeipi pane error. Ukazoona wakuona kuti he is your husband pane error hombe. And if u do marry these old madhalas unonzwa neabuse, kurohwa, kuhurirwa kupihwa Mari shoma bcz musoro make anenge achiona kuti Uri mwana. Saka mwana kana akatadza anorohwa or kupanishwa and mwana haapihwe Mari yakawanda. Anototi atsvage wezera rake futi kwete iwe mwana we30. A life partner is your equal haakuone kunge mwana but
KUNA CHIE our marriage ambassador❗️TINONGOTI ndozvamaireva here paye muchiti marriage is an achievement🤣Kopaye pawaiti marweyi pane wangu You die,you die uchitemba masalts 🤣Man will leave u in the desert without water,murume haarevererwe pajekerere anomera zenze 👐hezvokaPa Harare pane girls dzinoti dzakaona +44 dzatove rich dzakuto calculator dzakutoona dzakufamba ne range rover,kkkkkk dzisingazive Kuti mhirio ndokune marombe manyama zvitsvagire chako chaunotanga from scratch kazhinji marriage iyoyo inogaraProblem inoitika ndeye kuti vanhu vazhinji hatina respect uye hatina kurairwa pataikura. Shuwa mukadzi ane 30 years ungadanane here nemurume ane 57 years nekungoda kunzi badzi uri married. A 57 year old man is old enough to be your father not your husband. If u see a 57 year
ZHaana kukwana Tyra adzitorimo zvamuchose, ameno kutya or what anondisvota zvekutiDzamai Dzabu dzakati kwesere kwesere here or kutya tutofumurwa na Paradzai huni dzanaiwa Gongomutoto. Zvokwadi kunoenda kunoisa ka like, Gongomutoto akaita live achiudza nyika yose kuti hauchadiwe na Ngoni musiye ndiwe uri kufosera wakuda kuzviurayira kamukono ketsambarafuta uchisiya vana. It's not make sure pana Dudu 🤣🤣🤣🤣🤣 Fungai zii zvake kana kuonekwa palive ya Gongomutoto hake.vakaoma matambiro eteam racho akaoma. Ketty hake haana kubvira akada MB apa MB mazuva apera vanga vasingabvi kuma live aKetty. Samaz haasi bhoo vese na Patricia Jack. Let's hope MB vadzidza kungosekerera varoyi vana PJ and SamazMukaziva Kuti changamire sometime ndizvo vsnoenda Kwa Ketty mubatsirika plus changa
Gegegege musango ndeme doggy style munochimbidza matizawo veduwee mungabva marara here veduweeThis is wrong though, vanhu vakuru ava, why exposing them?? Ehe vatadza kuitira musango but who are to expose them? Inga wani tese pano hatisi vatsvene kungoti zvenyu hazvina anokubataiIpapa mai vasiya matutsa kumba havawoo vasiya mai chabodo kumba .. coz harisi zera remusango iriTwo consenting adults caught in the heat of the moment utilising their surroundings ,it happens and a lot of you laughing have done much worse,its perfectly natural especially in risky situations 😂😂don't be a hater.People have no longer have respect for others,how can you record this💔kudyira bota musango kuita gudo here whoever posted these pics is paranoid 🤧 😤
Zvavachaora vachingondundurudzwa. Box racho rerichingovhurwa pese pese kunge cooler box rechidhakwaEhee Zvavachatovigwa vatove ne 101yrs iye munhu akashaya aine 100🤷♂️Biblically akafa haana chaanoziva..... Zvese zvikuitwa izvi mufi haachazvizivi kana kuzviona..... The dead belong to the Cemetery not being tourist attractionBatai pavanoti mwari wa Izekeri, Sekuru guti aiva namwari wake So vanhu vwku Zaoga sekuru Guti ndimwari wavo Pamwe achadzokaIni ndanga ndine mjolo nemujaya wekuZaoga hino ari pakuchema haasi kana kutaura and kubatika vanenge vari Kuma everyday prayers hino achavingwa riinhi ndizorore bhangu uyu abatike😅😅😅😅😅Mudhara uyu varikuitei necoffin rake nanhasi muchitikuchema here or panezvimwe vinaigrette dhara iri m
Uyo wamunoti Ketty uyo ska ndiye atova Tete vapafb hre anoudzira munhu wese zvekuita .anoconfirmer chii uyoyu . AAA taneta naye kuda kuzvipinza pese pese muchingomusekerera .achingotuka vabereki vavamwe muchingosekaParadzai confirmed guhwa rekwaMunetsiwa mai Micky mungazviurayire kamukono ketsambarafuta .Pattricia Jack waifara sei mucomment section mbuya Masiriri ndovakapa guhwa cheteZvakaoma matambiro eteam racho akaoma. Ketty hake haana kubvira akada MB apa MB mazuva apera vanga vasingabvi kuma live aKetty. Samaz haasi bhoo vese na Patricia Jack. Let's hope MB vadzidza kungosekerera varoyi vana PJ and Samaz
Maggz akagona hake, Holy 10 is wearing a 5 pocket Jacket ne rwubrugwa rwune homwe 4 why giving money to a person in a tshirt and a 2 pocket jogger aida aiise pai...and as u sing together dnt act as if mumwe is juss a carry bag... If it was me I'd do e sameMpfana anofarisa uyo, kudzorera marasha kuHwange Chero Holy Ten vakatyamadzwa nazvoDo you know what , I love his honesty. He didn’t pretend not to need the money ,for this man to do this do you know what it took him?(dignity wise)Ini hangu I’m happy he dealt with the issue there and there. At the end of the day he’s got a family to feed.Maikoro anonyanya pride too much ana Jay Z chaivo vanotopihwa mari nema fans voisa muhonwe but vane mari yekureba😂 😂 😂 😂 Haaaa tallyn unonyatsoziva mutupo wak