Aaah zimukono retambarafuti ndiro raito abuser mura, just because mura cannot defend herself noe that way baba we gwembe awa wakutaura zvisina basa ... beside mukushaya content kaaah makuteerana nenyaya dzake iye asipo shameTinashe aive Abuser chero ukanzwa maitiro aanoita ari rude and bulie akungoda kutora advantage kuti mura haapo Tete midhu ukaona zvavasinga witness inhema chokwadi tingatochinzwa kwatete medhu kwete kwamudhotoAiregerei kutaura mai titi vasati vaenda kujere, inyaya yanhasi here yaangazouya achitaura side rake nhasiHe has started again with ‘ I am a Christian’ mantra 🙄 if he is a Christian how come the paragraphic verses disappeared as his problems with mai Tt??Muroyi pasi pezuva ndiye Tinashe Shrm hakuna mrume akaita soo mudzimba tinotuka varume kurovana c
Vodya keke mwana asipoMai bhwanya😂😂😂😂Ko kuzopfeka Fabiayano mai vakuru kudai chhiiiyiko nhay Mai BhwanyaaaaaaNhamo yeumwe hairambirwe sadzaKudzi Joe 🤣🤣🤣 mwana akaenda nedumbu raku kujeri
Continue to R.I.P baba Bonga nyika yoita mamvemveGumbo rikati no ndiri murume zvimwe zvese bhoo but gumbo iro rine zigorongaTichava mamisa avaa 🤞 ndopika na Baba vangu margarine vakafira pakati pe chingwa vaka vigwa ne tea🤞😅💔Saka muzimbabwe chingochani chava official zvangofanana nemujoni mugabe akazviramba izviZvino iye uya mukadzi akambonzi my wife anotii achiona baba vapfeka pink nekuzora lipstick
Iyi kapuru inokushayisai mufaro chokwadi, why can't you just give up on them mongoti ava tavakoniwa ava and you move on in peace ✌️ Vafarira my comment please support me by following me and will also do the same🙏💛♥️💛♥️😂 😂 😂 😂 😂 Ini ndozvandovadira vanokupai zvavanoda ivo not zvamoda imi yowe vanhu vepa facebook ukavatedzera unoguma wakuchikurubiChongondinakidza vanoraramira social media. Vakapiwa pressure unoona vakuita ka movement.Chero vakada attention, this man has been stripped of his respect and ego as a man. Hapana murume achamuremekedza...Ava vanotokupai nyaya makuda kusvika kumapena vobva vakanda joker havo 😀🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mota futi kudzokera kumashure hahahahahaahahhhaahhah ,ava vakomaster chigame chacho, ikozvino nd
Chaive chikorobho nhy saka chakaitwa mop yechirungu here 😉😉Hmmm haasi Netsai uyu vanhu 2 vakatosiyanaMwari vanesimba anhu woyee Chikorobho chakachinjwa kuita GucciSavannah haidi kunwiwa nevanhu vasina mari yekutenga chikafu esp nyama 😋😂🤣🤣🤣vanhu 2 vakatosiyana ASI but anemota wakazvinzwa hre iwe ukasiya kupfuka unoyitengawo🤣🤣🤣🤣🤸🤸Ukutarisa neziso risina ruvengo unotoona mhino hasiriyehake
"Uyoo munhu anonakirana nemunhu wako kuzvida kana kusazvida" Dziva....Tambai mushe vakomana 😮😮😮😮Mongopawo stunner mbiri isina basa akutoswera achizvibigger netumapost tusina basa nxaaNdina ex wandinoda wekuti kana akati another chance ndoda zvangu bt chekuita hapana his married kkkkkkkkkkkk saka umwe neumwe ane ex wake wanoshuwira kudzokerana naye kkkkkkkkk saka OC ramba wakadzvanyaIni I have got any ex musatisiye tega henyu tingagosara tinokanga poto. Ndiye Anga. wandokangira hangu ex uyu amusi kumuziva Kuti anoita sei henyu
Varume vanoonza chokwadi ungazomboziva kuti ndiye Moira uya aingova flat chivuno chose? 🙆Ikozvino angova jaindi, kuita mafehlefehle chaiwo. Calaz Mwari ave newe.Olinda Ndiye chete munhu anosimba ari pamurume zvekutosvika pakunovhiiwa imwe meat 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Magaroo ekutenga awoo siyaimwana ayende takaipfura kwete zvekunyeba siyai bhanty rangu😂😂😂😂anotengeswep ko tinotengawo in mai tt's voiceMoira anedzungu izvezvi hapana arikuda kumuroora ndewe mastreets uyu
Kudza baba vako namai vako kut mazuva ako ekurarama agowedzerwa panyika.kana tichiti baba vako namai vako hatibvire vakakubereka.naivava vabereki kwatiri kana tichivaona,uye mhosva dzemwana wavo hadzinei navo.amenWakaona uri munhu anotuka vabereki vako or veumwe there is something wrong with you psychologically.you are a sad person,you don't know love.you have never been loved.its a shame!!Zvinongodawo hunhu soo vanhu ava vanhu vakuru vanongodawo ruremekedzo besides kuti vane machurch asi respect sevanhu vachena bvudzi . Kana baibheri rinodaro waniThis is the only part that make me feel bad about what happened to mai tt,kunyadzisa vabereki shuwa hapana mubereki asingadi kuti mwana wake aite zvakanaka.Ndichiona face yababa ava musi we surprise vachitenda mukwasha ndotoona kunge baba van
Zvinobragwer nazvo nemudzimu uyu so,, ndosaka arikungodzengerera,, achingoti bate tsve bate tsveAt your age you still brag about kunakirana iih bodo.Wogodii. Wotodzokera kwawakapihwa Edzi.... at least munoyeuchidzana kunwa mapiritsi. Ndoyayinoti common grounds pachirungu40year old teenager vachakura rinhi ivo vachidai koisu totambirepiMobva madzokerana henyu muchiti ane body iri nani, obva atanga futi kufuta 🥱coz since madzokerana munhu iyeye ane kamwe kakufuta ka akuita asina kunyatso kwanaMwena wa oc hanzi une majuru saka ukuvhaira ne churu 🙄🙄🙄 uchati warumwa or wakatorumwa kare
Kune vanoyenda kuchurch yevaviri ava.. Do they even preach about adultery? Nekuti idzi ndidzo mhombwe mbiri dzaka wanirwa nyasha🙄🙄. Kapo iyi yakaita zvinorova kana tazogara.Vakawanirwa nyasha that's why they are still married sometimes karma is lazy let's focus on what we have paground 😆😆😆😆Chero zvikanzi VP vavhura church unotowana kwakazara vachit man of god mazimba takaroiwa neaka sureIt would help to realise noone is a saint, just because you are a Christian it doesn't make you immune to sin if at all makes you more vulnerable and prone to sin.Maybe they preach to ama 2000😀😀😀