Ndakazvireva kuti unenge watengeserwa uchinzi uite mahips wanike wave nemhasuruChangamire is 'Fattyful' 🤣🤣🤣🤣 Chitopiwa macontacts naOlinda because because very soon unenge wakuda kutapudzwa iwe😂😂😂wazarisa, wawandisa 🤦chiruoko kuita sedumbu raEvidence kudaro. Basa kuita pamuromo uchitadza kuita maexercises ugadziridze nyama dzakungoenda nenyika idzi. Chibenzi🙄
Mai Dzabu🔥🤌 kastep kemunhu asina zvikwembi💃
Kana uchida kuona kuti dzungu aribhadhari study life iyi ikozvino anzwa nekuUnboxer ma fake designer vamwe vachidya cavier MU first class vakananga pa Dzubhai. Life inoda pole pole so kuti upinzwe machena.
Shema tv ko 8000 pounds ye go fund me wakaisepi. Ikozvino wakuti teki teki na gogo vari kuvakirwa zvavo imba nemuroora wavo, kuda ku shifter vanhu ku focus ye 8000 pounds yaka donatwa ne vanhu ve Uk. We want our moni wooo...
Ketty akanaka kudarika kamuchachilo asi nyaya yekuti wakanokora tsoka yafeli neya giribheti haizokupinzi pama1 here naikowo feli kanonyanya ungapinze ketty mumba mako
Fresh Kambucha Drink Zimbabwe irikungoramba ichindipa Chiremeraa 👊🏿👊🏿👊🏿 kana Mwari vada zvavo kuvhura hombe hapana zvamungazviita 👏🏿👏🏿👏🏿 #Siyaimwanaaende#takaipfuura#maambassadormanyama Freeman said "Congratulations Baba,We want to see more of this in the Industry! Maitabasa Fresh Kambucha Drink Zimbabwe.
Nhumbu ya Lolo irikufarira harurwa.ini hangu zvemimba andina basa nazvoo....ko harurwa dzacho dzonaka hre Amana zvaanenge akafinyama wanii
Tototi kuna ketina siya necoward rinocheka mboro richida kuita mukadzi ngachibude muvakadzi unirwa nana shadhaya silly manSaka kettina vs dog family..kettina vs Cat family .ndaona kettina apamama haibude hondo iyo.Dog family inokuwachisa ukaswera wabatwa bp nesugar ipapo ipapo .#FreeWiwa .
Izvi zvivanhu zvinowirirana kana kuti mimba iyo ndiyo inoda mhosva vanotoita kunge vana vemudumbu rimweVarume vanotambika navo manje ndosuwira usahwira hwavo huende mberiVanonzwanana ,mhosva treats MB like a sister.
Baba Harare Father city vanomufamba zvisina noise 😂😂Arufa asangana nazvo anoona sekuti vanhu vanomutyaAchadaira hake shadhaya chikoma🤣🤣🤣🤣vachatanga Hondo yakafanana neya java futi.